Pindula
Register Login
Original Amity Tissue oil

US$7.00

Original Amity Tissue oil

Condition: New Hair & Beauty
Sold By: Sharlish Mushangidze
Seller WhatsApp Number: 0785644178

Full Description

TISSUE OIL* Iyi inobetsera kupedza mastretch marks..kana Ganda rinemastretch marks unenge usina confidence 🫤 just use tissue oil Ganda rosara rave smooth risina kana mark ...mablack inner thighs and spots inopedza zvee even kuzora mumusoro vaya vane bvudzi rinoita makwene zvekut kana munhu achikukama or kukuruka anotopfeka mask kuvhara gwene neTissue oil musoro wako hawuite makwene....

Payment Methods: Cash on Delivery

Share Product

Related

More

Feedback