Pindula
Register Login
MABHERO. AMABELO. BALE'S

US$150.00

MABHERO. AMABELO. BALE'S

Condition: Used Fashion
Sold By: mai junior
Seller WhatsApp Number: 0780181233

Full Description

SMALL PACKAGE AVAILABLE LADIES TOPS $50 ZVADIRWA SUGAR Mai Junior Bales mukadzi akatendeka anokupai nyama yemabhero pachena.. kune vachangoda kutanga business remaBhero kana vagara varimo tauya nawo mabhero nemutengo uripasi uye delivery mahara kusvika pamba tichisiya takuvhurirayi bhero renyu munobhadhara maona magutsikana...tinobatsira nemaAdvices kumaCustomer achangotanga uye tinopa maTables ekutengesera kune varimuHarare.... for more information press the whatsapp button below and get your order within 24hrs..sunungukai kutibata mugopawo vamwe testimony... Also looking for Agents vanotipa maCustomer pay yenyu iripo huyai kuWhatsapp tiite basa...

Payment Methods: Cash on Delivery

Share Product

Related

More

Feedback