Pindula
Register Login

Marange Polygamist "Milks" Wives

Marange Polygamist

A Johane Marange Apostolic Church polygamist shocked the Mutare Magistrates Court recently when he disclosed that he divorced one of his wives for refusing to provide for him financially.

Fungai Marange (36) of Marange was dragged before Mutare magistrate, Xavier Chipato, by his estranged wife Molline Mufudza who was applying for $15 000 maintenance for the upkeep of her four children who are all below the age of five.

Marange accused Mufudza of applying for maintenance as a way of fixing him after he sent her packing when the couple appeared in court last week on Thursday.

He told the court that according to his religious doctrine, his three wives must support him and their eight children as he is the head of the family. Said Marange:

All my three wives know that it is their duty to take care of the family. They do gardening together and we sell the vegetables and fresh maize to take care of the family.

Mufudza is stubborn. She knows that I am uneducated and therefore cannot be employed anywhere, but she insists that I should take care of her.

She became wayward when she realised that I could not secure a job. She started putting on short dresses like the one she is wearing today. It is totally unacceptable in our church.

She even stopped attending church services. Look at her, she does not even have a headscarf on her head.

Marange said the $15 000 that Mufudza was asking for was too much, and offered to pay US$15 every month for the four children’s upkeep.

Mufudza told the court that Marange is a builder, but he denied the claim, saying he was his late brother’s assistant.

Chipato ordered Marange to pay US$15 monthly maintenance for his four minor children.

More: The Manica Post

Share Article

Sponsored

More

84 Comments

Proz 5 months ago

fireman awo wanodakurohwa chete


MaFyt 5 months ago

@Daily Prophecy hamurambidzwe kushandisa pfungwa dzenyu asi kana moda kushandisa sure zvomoita izvo you become fools on a public platform.
yesternight pane akati give facts & i nevamwe vangu have proved you kuti hakuna musha usina benzi but that doesnt mean kuti we sit down breeding fools like what i pressume is done kwaunobva uko, NO
Isu we PREACH the Gospel of loving one another so deep that i can point out a relative like what we did apa naNimrod tozivana,tsika dzedu nemagariro, so whats wrong in mentoring and nurturing our Children in the best way we want them to grow
1- mwanangu usaita zvevarume until wada zveku wanikwa
2- newewo mkomana usa tambe nevaskana kusiya kana woda zveku roora
3- baba namai chengetai vana vakure, vaite misha yavo vaka chena
4- garai neru nyararo mudzimba nemu nharaunda
5- pasi neku tora maUNDER-AGE ukazvi ita ndezvako wega hazvinei,neCHURCH
6- munhu namatira zita rako nekuti kuguma kouya
7- vanhu vakai misha, muigare murime in sync with the bible
8- politically OBVIOUS all leadership is ordained by the ALmighty kuda kana kusada its only HIM who will decide when to & not to CHANGE
9- polygamy has always been there worse in our culture so whats so supprising ipapa
all this is in the BIBLE saka wonzwa munhu achiti hati ravi BIBLE, kkkkkk haaa yaaa

how many churches PREACH that,now kusiya kwekungonzi mari mari mari
Guys ityai Mwari kwete kuda kutunga midza njere dzenyu dzakatsva maFUSE kare
the problem yandr kuona apa ndeye kupinza Politics pese pese
pane akambo nyorerwa TSAMBA nechurch kuti huyaiwo kwedu kuno here? Pane akambo uya aka dzingwa hr? so pliz may we SHUT UP nyaya yekungoti heee MARANGE MARANGE, totaura toti pane arikutsva nayo CHURCH iyi, aremerwa NAYO zvagara musha uri pachikomo uno onekwa nevari kure, kuti mwenje ujeke mumba unoiswa paka kwirira thus JOHANE MARANGE is PREACHING the GOSPEL iri kupisa vaka wanda pano uye is the LIGHT hence all foolish attempts to have it BANNED, KKKKKKKKKK Matsva apa


Yaf 5 months ago

Haa wangu sex inotodiwa everytime kunyange wakaroora kana kuti hauna. It’s health, izvo zvekutyamwari, after sex.

Sheep 5 months ago

Blah Blah Blah

Sponsored

More
Daily prophecy 5 months ago

Umm haa nyika yaoma iyi money and sex has taken the lead

MONEY
vamwe they are now believing kuti ukapa chegumi the more you give Mwari vatokuregerera unoona vanhu vachiita kushambatata mari dzabviswa nevatendi
kungoenda kuchurch unenge uchingonzwa vachiparidza about giving and vanoparidza zvekuti newewo unobvuma kuti yaa l must give
My questions are:
Is this SALVATION?
Is Christ our Lord still coming???
Mwari vanoda varombo here kana vapfumi???


Daily prophecy 5 months ago

@Satan Panyaya yese chakubata ndechekuti Jesu achadzoka aah uri Satana nhai

Satan 5 months ago

Jesu achiuya kupikowo motenda bullshit dzakadero here.. Aaaaaa ..jesu anouya wafa.. Unosangana naye ikoko..kana ikoko kuriko... Live now

Daily prophecy 5 months ago

Vamwe ndovanokurudzira early child marriage kuita vakadzi ane 14 years anozivei chaanoti anoziva chero Mwari haasati akunyatso muziva hobho vasikana vakuswera kukwira makomo kunamata kuti awane anomuroora iwe ndipo paunoenda kunotora kaform 1 kutoita nharo papindula hanzi vakawanda vana vaboorwa
Bcoz we are lacking to teach them bible and its philosophy namatai Mwari chaiye imi chaunoda pakamwana kadiki diki chii

MaFyt 5 months ago

Here is my worry, kkk kwanzi na@Mboko ZCC, ZAOGA, MARANGE, MWAZHA, PHD & MAKANDIWA's all are ZANU-PFs manje zvakuriko kune zhunde revanhu mangwana vasazo chema chi.ccc chayo chaloser bcoz hatisi kuzo dzora tsvimbo nekuti varoyi vachinja zita
#ED_2023-5M votes
#ED_Pfeee zvachose


Daily prophecy 5 months ago

Zaoga ibvise apo hatimbunyikidzwe kuvhotera Zanu isu seMarange naMwazha
#MYVOTE
#MYRIGHT

MaFyt 5 months ago

@Nimrod, iiiii wangu panoti nusangano wandipasa manyemwe ufunge iiiii ndagarisa wena haaa chiCOVI ichi now FALL, stit of a disease nyangwe zvazvo chokwadi ini,newe tiinancho, ndibate pamhepo apo ndigoku rovera runhare


Gogodera 5 months ago

Monotora tuma 7yrs moita vakadzi

Nimrod mandishona 5 months ago

Ha manje manje misangano inenge yavhurwa yegore. O773142687,0715525832.ha tasuwa misangano iyi yegore

Nimrod mandishona 5 months ago

Ha manje manje misangano inenge yavhurwa yegore. O773142687,0715525832

Tkt 5 months ago

@Nimrod pliz take it low mwanakomana take it low with them, usava tuka i think its time we open kaPindula kereke pano, kkkk timbo zama kuvaka, kudzora nekudzidzisa hama dzedu idzi, pliz i beg of you my friend


Nimrod mandishona 5 months ago

Mboko mboko mboko mboko iweka iweka iwe zii hangu

Nimrod mandishona 5 months ago

Pakanaka ndazvinzwa hama yangu.ngavachi comentaka yemu china uyo akaroora 15 years ndewekwamarange futi hr

Tkt 5 months ago

@Mulongoi😂
thanks my brother woziva a lot of ppl vanotsvaga kuti why Church isinga ite tgis and that zvatongo ona kwese kwese like KUFAMBA vanhu vachi distributer,maFliers and so forth, now chitarisa number yema followers acho vanoenda vega pasina kukokewa zvatoona nyika ino yese, NO anoda kunamata Mwari ngaaende kwaanonzwa kuda oNAMATA zvisina PUSH 'n' PULL

kwedu unouya wega ugosiya wega kana zvakuremera hapana anoku bvunza wavingei uye wasiirei


Tkt 5 months ago

@Nimrod ndr boe zvokuti tine maELDERS pano ma70 nemaLB, kkkkkkkk uri kuMANICALAND hr wangu

vanhu ngava batsirwe vazive Difference btwn Marange & Masowe cxa, i see kuti patori nenyaya yaka kora apa rega BIBLE riti
"vanhu vangu voparara nekushaya zivo,,, nzeve vanadzo asi havanzwi,,, meso vanawo asi hava voni,,, mazuva eku pedzirira kuchava nekumukirana pakati pehama,,,vakristu mumba mavo"

lastly pliz kune vane nguva ngati ravei gwaro iri 1 Tim 2 vs 1-7 = VANHU VOSE NGAVA NYENGETERERWE


Nimrod mandishona 5 months ago

Kkk uriseiko tkt..ho une ma elders nhai ndiri ku goromonzi now

MaFyt aka Tkt 5 months ago

@Nimrod & @Bright = peace unto you all

below are the basic priniples of Johane Marange Apostolic Church members
1- No marriage of Under Age girls permitted since time immemorial
2- No marrying and Divorcing willy nilly _ think before you do. You TOUCH you MOVE
3- IF you marry 700 wives, make sure you provide for them all including CHILDREN
4- We preach peace & love throught and across all people of different divides

now hapana musha usina benzi in the same sense as what we see in the communities we all live in kuti vana vedu vashata ava veduwee and that can not be missed even in the church.
Nharadada hadzi peri kwese kwese

panyaya dzeroora apo
imhosva kutora mwana wemunhu wogara naye usina kubvisa roora pliz may this be known to you all.

panoti kushandira mhuri apo mmm ma1 musana unoto fana kusevenza chaiko for your family to feed and go to xul also, gone are the days dzainzi vana havaende ku.xul ini i'v been in the church since 1990 ndaka wana zvisiko izvozvo

ndine hurombo kune vati varume vekwaMarange hava shande maybe ndeve kudunhu kwenyu ikoko but am sure we agree kuti vane amwe mabasa avano ita amuno ziva.
1- kurima
2- kuvaka
3- welding, mechanics and a lot of other SKILLS dzandisina kutaura so i think kushanda ikoko

variko havo vanoti ini handishande but sezvanda reva HAKUNA MUSHA USINA BENZI

pliz lets not fight the church on BASELESS grounds bcoz ndika kutii mushanye anywhere pamuno ziva patino namatira munobvapo muchi nyara and to prove can get Media yekuma early 2000 muzvi nzwire


Nimrod mandishona 5 months ago

Aa mfyt vanhu ava vanenge vakaomawo vekwavo ikoko vasingasenzere mhuri dzavo ende hazvisi kwamarange chete vanhu vakawanda munyika vakudaro kusachengete mhuri dzavo.dai vese vanotuka marange vambouya pamusangano vaiona kuti ha vanhu vane zvinhu zvavo

Mulongoi😂 5 months ago

Handizi hangu Muapostora wekwaMarange asi zvawareva ichokwadi. Ndinokutsigira. Ini ndinadzo hama neshamwari dzepedyo dzekwaMarange ende unotoona non of them is formally employed but vanoshandira mhuri dzavo smart and clean and they have good life.

Ghetto yut 5 months ago

One word IDIOT


tt 5 months ago

Marange aiende kubasa kuitira kuchengeta simba rekuzokwesha manheru.nungo dzega dzega.uyo mari yerora anoinhongepi iye asingashande


Manje Soo 5 months ago

Sei nyaya iyi irikuita kunge ngano dze grade 1


Daily prophecy 5 months ago

Asi pane pawaona panzi paivapo

Daily prophecy 5 months ago

10 years munhu akabereka mwana kumusana everyday unotoshaya kuti zvikufamba sei izvo hezvo mutemo wechurch kuita murwi wevana


Nimrod mandishona 5 months ago

Iwe imbwa iwe spelling ya nimrod.kwete yako iyo yekupenga.chisunga vacho wavaona vari kuita rape ini ndikutonzwa newe zve rape izvozvo uye zvekutora vana vadiki.saka iwewe wangawatii nazvo unechaungagadzirisa hr pawakati mha ipapo.enda kuma secondary schools unoona vana vane ma 13 years ivavo kuti vachiri virgin hr ,kana wandiudza ndozobvunza kuti vanhu vekwamarange hr vakaita izvozvo

Sponono 5 months ago

Nimurodhi kandi unotoona zviri normal zvamoita kuita kunge makonzo vari vana. After all vana vacho havaendeswi kuchikoro, education yacho kungogumisirwa grade 7. Hayaa zvima chechi zvenyu izvi ndozvimwe zvakufanira kuvhariswa.

Vakadzi vacho munotora zvichiri zvima 13 years vasati vaku reasoner. Kungo raper vana kwamurikuita. Fucking child molesters hiding under the banner mutemo wekuchechi. Nxaaaah nonsense

Nimrod mandishona 5 months ago

Iwewe wekuzaoga utori saskam zvako iwe, daily prophecy kutii mwana wembwa ndapedza newe nezaoga yako ebda unofa hako uwe nxaaa

Daily prophecy 5 months ago

10 years munhu akabereka mwana kumusana everyday unotoshaya kuti zvikufamba sei


Nimrod mandishona 5 months ago

Urikuda kuziva kuti zvikufamba sei zvekubereka mwana kuti uriani.enda unotora mukadzi wacho uchengete,satan idiot

T 5 months ago

🤣🤣🤣🤣🤣

Nkust 5 months ago

Bright wakazotanga zvekutuka rinhi asi wava kugara na Mboko kumatapi here wakazobva paya pamai lodger na Tkt pamai apply kuenda kuchi border gezi


Bright 5 months ago

Ana mboko munoswero tyisa vanhu pano asi unofunga kti vanhu vanhu vanovhunduka zvisina basa her

Bright 5 months ago

Ana mboko kwana zanu ndoyangu uda kti ndisapote tsvina her andipenge wese anosapota zvaanoda wanzwa kuzosapota bonga chamisa andipenge hangu

Bright 5 months ago

Kkkkk haa iwe munhu angangotanga nektuka ini ndichibvunza her andigare kumbare ini kk chi boarder gezi maya

Nimrod mandishona 5 months ago

Mumba murume nemukadzi mobatsirana izvo zviri kwese izvo.kwamarange hakurambwe mukadzi ukaona munhu wekwamarange aramba mukadzi mukadzi iyeye ihure ndoyega mhoswa inorambirwa mukadzi. Ichi chi statement chekuda kufadza vavengi chete kunyepa uko or else murume uyu aenda ku court pfungwa dzichirwadza


Daily prophecy 5 months ago

Vatsiurei ndobasa remachurch ndokunamata kwacho hakuna kunopfuura ipapa kuono kuZaoga hatina zvima case izvo vana vanogarwa navo pasi kwete kuisa mumba

Nimrod mandishona 5 months ago

Panyaya yekuti vana vadiki sha ukugara nyika ipi iwewe vana vakuda zvinhu wanzwa. Ukaenda pa secondary kuenda pama form 1 chete unowana 2 ndovasina kuboorwa saka vana futi vekwamarange hr

Nimrod mandishona 5 months ago

Sha zvakapera kare zviya hakuchina zvakadaro.munhu kutora mukadzi umwe anenge aona kuti aite smallhouse hazviite saka rega vese vangogara vazivana varipamba 1 kwete zvechihure zvikuitwa izvi zvekuti munhu anoti ndine mukadzi 1 asi 5 ma girlfriends

Daily prophecy 5 months ago

Oky thank you!, ko sei muchizokumba vakadzi munzara makadayi apa vanenge vari vana vadiki???

Daily prophecy 5 months ago

4 vana pa5 years asi munopihwa midzi kuchurch kana kuti mukuzadzisa pakanzi berekanai muwande rega verse ramunoda kududzira mapedza movoter zanu pf


Mangisi Muchoni 5 months ago

Saka vaChipato vatoona zvakakodzera kuti mwana mumwe apihwe $3.50 /month here? Chimboitaiwo budget yacho timboona I cld be missing something apa🤷‍♀️


Daily prophecy 5 months ago

Zvese nexool fees ipapo icourt yadaro court inongo decider maererano neincome yako per targeted time

Mangisi Muchoni 5 months ago

Saka vaChipato vatoona, zvakakodzerakuti mwana mumwe apihwe $3.50 /month here? Chimboitaiwo budget yacho timboona I cld be missing something apa🤷‍♀️


Gogodera 5 months ago

Warwadziwa nei iwe nimrod marange ichechi yako here iwe mapositori aye anogera zuda varume nevakadzi kkkkkkk

Mia 5 months ago

That's being feckless

Nimrod mandishona 5 months ago

Musaterera statement iro vanhu nderekukatuma kana kuti murume uyo isimbe uye murwere wepfungwa hakuna mutemo wakadaro kwamarange atadza kuchengeta mhuri anotongwa.


Nimrod mandishona 5 months ago

Tofunga unombopenga handiti iwe milliyan. Kana usingazive bvunza johani marange haisi johani masowe isingaverengi Bible.marange haitange church pasina bible

Milliyan 5 months ago

aaaaaah brain dzenyu dzakati dhakwei imimi vanhu vekwaMarange apa amushandisi futi bible hanzi munya wakasara wotoshaya kuti kunamata kwacho kuri papi

Bright 5 months ago

@Sponono taura hako yakamama church iyi kumhondoro kune ane 11 vakdzi unoti kukwana ikoko ukasvika pamba pacho unonzwa tsitsi iwe aa kana kuri kunamata kwacho ka ngakugare hako

Sponono 5 months ago

Vana Nimrod hayikuna kungotuka ipayi ma facts tozviziva zvadzimba nekuti kuchechi kwako. Buh above all church yako yakamama zvayo icho ichokwadi chatoziva. Kungovaraidza nguva kuti muyendeko gehena

Daily prophecy 5 months ago

😅😂😂😂kusekana kwana kamba ko iwe ukuyedza kuti kudii @Nimrod Mandishona zvaucha zvityora rurimi gore richitanga

Gogodera 5 months ago

Marange yanetsa se...... tikapinda mupowaer tobva taivharisa church yacho

Tilla 5 months ago

Ndo mkwasha imboko


MuGrade 2 5 months ago

Hoo it was reported by Manica post...only e date is correct. ..


Purse 5 months ago

😀😃😃😃😃😃😃😃😃


Bienouza 5 months ago

Buh dis man he's the head of d family buh he ndz to b taken care by his wives kkkk


Nimrod mandishona 5 months ago

Musanyeperwa guys hakuna mutemo we church wakadaro,ngaachengete vakadzi vake uyo.kwamarange asingachengeti vakadzi anotongwa opihwa murango wake

Tilla 5 months ago

@Bienouza ehee mutemo we church

MaFyt 5 months ago

""He told the court that according to his religious doctrine, his three wives must support him and their eight children as he is the head of the family.""

ndidzo nhema idzi. wese ari kuti isure sa@Purse ngasada kufadza vanhu nemanyepo achi shoresa church zvenhando

yaaa pa4 kids all under 5, mmm ma1 zvesure but zvogona kuita futi i they be double twins 4(2) & 1(2) zvingango ita

panozoti 15us apo mmm woto ona kuti dai ndisina hangu kugara ndaenda kucourt kwacho zvaiva nani


Nimrod mandishona 5 months ago

Kkkk taura hako mafyt.urisei wangu.uyo anyepera court hakuna mutemo wakadaro ku church kwamarange ngaadzidze kusenzera mhuri yake uyo

Bienouza 5 months ago

Kkkk ayah😂😂


Marange 5 months ago

Ehe tnochengetwa nevakadzi basa redu nderekumwa tea nekuservisa vakadzi basi


Daily prophecy 5 months ago

Haaa pindula zvawakati unzira ma1
Violence yoga yoga
😂😂😂😂😂😂😂😂
Keep it up pindula

Nimrod mandishona 5 months ago

Iwe urikuzviti marange,ndokumbirawo dai wakwana waita munhu chaiye.ndatenda hangu

Bright 5 months ago

Munonoto bvisa roora hre imi

CCC 5 months ago

Marange woye 👆👆👆👆
I think ndozvega zvine musoro zvamungatiitira coz zvekunamata mamuri zvakaramba.


Nimrod mandishona 5 months ago

Ukawana nguva ukwane iwe unozviti ccc wanzwa facof enda unofa

Purse 5 months ago

Ehe ndomutemo wemarange imimi vakadz ndini munofanira kuiita competition yekutengesa tengesa kuruka tumajuzi kuitira baba


Bright 5 months ago

Iwe pfusteke mhani kubvunza hanty kuda kuziva hre iwe dako ramai vako rakazara tsete

Nimrod mandishona 5 months ago

Usaita sebenzi bright unoti mwana wemunhu angatorwe mahara shuwa pasina chobviswa.amai vako pamwe ndovasina chavakabvisirwa.ndapedza newe

Bright 5 months ago

Kunotobviswa Mari hre kuya kwamarange

Samantha Musimeki 5 months ago

Chipato atadza pa$15 dollars apo ibenzi remunhu apa ane mhino inenge mapako emarize


Bright 5 months ago

Kkkkk haa ahisi court inotara Mari her apa

Tanaka Chitanda 5 months ago

Sammah usazodaro iwe

Vybz Kartel 5 months ago

Ma1


. 5 months ago

4 children who are all below the age of 5???? Guys can someone help me here.. Kkkkk ndatadza kunzwisisa


🤠 5 months ago

Gore mwana gore mwana kureva kuti Mukuru wacho ane 4 years something or less. Hakuna family planning waibata🤣

Bright 5 months ago

Ehe ndozvavari vanhu vacho ivava vanoberekana havo

🤨🤨 5 months ago

Kkkkkkk kuda.kuchengetwa nemukadzi here ii



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback