Pindula
Register Login

Manjuzu Cult Spreads As Young Women Crave Lavish Lifestyles

Manjuzu Cult Spreads As Young Women Crave Lavish Lifestyles

The Manjuzu cult is reportedly spreading across the country like a veld fire, with the movement growing popular among young women desperate for good fortunes in life.

Manjuzu is believed to be a mermaid spirit that endows its worshippers with wealth and a good life.

While many people believe that being initiated into the manjuzu cult in return for a prosperous lavish life comes with a curse if one breaks the rules, Caroline Mhenza, a Manjuzu based in Chitungwiza, said things have been excellent since her initiation. She said:

Everything is just super, I’ve never had any misfortune of any sort since my realisation that ndine Shave re njuzu.

I have all that I need in life, zvitori bho, no problems.

In fact, ma Christians vanoda kuzviita vatsvene vachitaura zvavasingazive.

Hakusi kuromba or anything, varipandiri vanondionesa zvizvhinji, I do all I can see munhu akasarudzwa.

Another manjuzu who preferred anonymity told H-Metro that she didn’t apply to be one, but was “chosen”. She said:

People don’t understand that hakusi kuromba, zvinhu zvakauya ndisina kutsvaga.

Handisini ndakazvitsvaga asi ndakasarudzwa.

Ndinoona zvakawanda and chipo chandakagara ndinacho handina kuzvisarudza.

Kuti zvese zvibude, zvifambe ndivo vakandigara.

Meanwhile, a Harare-based preacher, Bigboy Kathumba, said the water spirits are anti-marriage spirits and make the manjuzu love partying and overdressing.

He added that the mermaid gives the victims wealth for a short period before taking it away. He said:

The manjuzu is now a cult that has taken over among young people and has also spread into churches even praise and worship.

Pastors are also into it, that is why muchinzwa kuti pastor awanikwa nemukadzi wemunhu.

Kathumba claimed it is fairly easy to tell if someone is into the Manjuzu cult by merely looking at their dressing. He said:

There are signs that one is now a manjuzu or has mashave enjuzu.

They wear silk glittery fashion and revealing clothes.

They have too much love of jewellery with anklets, chain mumakumbo, ring pa guvhu, rurimi ne mhuno.

Kuda kuzvimirira ega, kusada kutongwa nemumwe munhu.

Vazhinji vari mumapoka aya emanjuzu vanoda ma party, mafaro ekudzoka mangwana kana mambakwedza.

Chikwata chizhinji hachidi zvemba asi kufara.

Hazvishamise kuona munhu aine musoro we purple kana kuita sa Judge wemumatare edzimhosva.

More: H-Metro


Share Article

Sponsored

More

52 Comments

1 month ago


cadre 1 month ago

kkkkkk apo pekuti judge wrmatare edzimhosva kkkkkk wabata kkkkkk but dont judge


cadre 1 month ago

kkkkkk apo pekuti judge wrmatare edzimhosva kkkkkk wabata kkkkkk but dont judge


Nyore 4 months ago

If u double check the revelation of John zvirimo izvi..above all the Bible teaches us wisdom zvanzi regai mashawi nezviyo zvikurirane mucheki ndiye achazi va..let's pray hard n serious for the end is nearer


TheGame 5 months ago

Satan nanjuzu tsvagai Mwari nguva ichipo imi.


The Game 5 months ago

Satan nanjuzu tsvagai chokwadi nguva ichipo imi


Sçøfield 5 months ago

Rule Number 1 ... Do not judge siyai Mwari apedze Basa rake ...


Sponsored

More
Makaz 5 months ago

Jesus Christ said zvakaoma kut mupfumi apinde muumambo hwekudenga ,,saka sarudzo ndeyedu kupfuma or kuvamurombo


MuGrade 2 6 months ago

Manjuzu spirit... it's a spirit like shave rehuvhimi,sangoma,hosanna n so forth.it has nothing to do with a cult!
U don't seek it..u born with it... it's an ancestral calling for one to become a healer not riches..
There 'manjuzu' anogadzira nevanhu iwawo ndewekuromba..a natural mermaid hates sex..


Bhanditi 6 months ago

Manjuzu = hure. Nyatsopaongorora ipapo kuti wese anoti ndine manjuzu anenge achivata nevarume vangani at any given time


Conquring 6 months ago

Wakambogara ku America zvaunoti havatedzeri bible here iwe ka tikwanire ,usataure zvausingazive. PLUS AS AFRICANS TISIYEYI TAKADARO. ENJOY LYF GUYS TISINGAKANGANWE JAH JAH


Conquring 6 months ago

Eyi ana Abraham Isaac and Jacob avasi mudzimu nekuti vapenyu kuna mwari ava vanodzi vakazorora vachimirira kumutswa kuti vazogara humambo najesu nekuwa nehupenyu husingaperi. Asi avo vanonzi vakafa ndivo vaya vanozomutswa kutongwa nekunyadziswa. Anyway guys this is lyf uno choose mararamiro aunoda iwe sadunga munhu. And pls usatuke vanhu nekuti the shate a different perspective. Ko iwe @satan wacho umbori neiko unongo bigger America , naanaASIA nhai. Chimwe futi mareligion akacorrupter pls I think our bible is not full pane zvakabviswa chete ,,,ANYWAY LETS PRAISE THE LORD OUR GOD,PROTECTER. BUT SEI AFRICA ICHINZI DARK CONTINENT HELP APA GUYS


Bko 6 months ago

Hezvo oo !! Zvaatotsamwa Satan uya


Satan 6 months ago

Vafana vepano munenge mazitofo e zanu pf.
Yu dont research about religions.mongopakirwa mashoko.
Varungu ..vakauya ne bible but they dont followe zvamoita zvekupenga izvi.. They do what ever they like..they dont judge.. Thats why they are richer than yu morons..itaiwo ma research....church hombe inozi roman catholic ndiyo yakaunbwa nguva ya jesu..look what they do.. They are the only church akava witness nezvajesu.. Ma romans ndiwo aiva nguva ya jesu.. Saka. Reseaerch zvavanoita and see why people who attend it vachinkirwa ne life


Noma 6 months ago

Uri Satan zvesure


Sponono 6 months ago

The problem guys is you are entertaining this guy forcing him to believe in Christ. Please let him be, its his right. You can't force someone to be part and parcel of Christianity. Lest you didn't know, Christ is not forced on us, but it takes the convincement of the Holy spirit. So please let the guy be.

Satan 6 months ago

The only jesus i knw is jesus navas we bhora.. Ndonamata kuna mwari ..God .. Creater and. Musikamunhu.. Kuva mwana komana wamwari handiko kuva mwari.. Iwe kana une mwana wako mukomana vanhu vakamuwona vanenge vawona iwe here.. Kana vanenge vawona mwana wako.??

Soul jah love 6 months ago

Satan mamwe ma books ndevanhu vaya vakapikisana na Moses ku Egypt zvima magicians,sorceres,witches e.t.c zvima secret arts,,ndiwo ma satanists vana vako huhahahahahaha
Baba njuzu


Yambiro 6 months ago

Unotaura chokwadi chaicho bible nderematofo vanhu vanoziva the truth about life havana nguva yekutambisa vachitevera that silly brainwashing religion even varungu vanepfuma yemashuwa hauvaone vachimhanyidzana nazvo. Africa yedu tine religion yedu yatakapihwa namwari, hatife takabudirira until we understand that. Zvemanjuzu izvi mashavi echihure akaipa emweya wetsvina, njuzu chaidzo hadziwanike wanike zvirikuitika muzuvano izvi imweya yetsvina irikufamba. Midzimu haidi tsvina

Satan 6 months ago

Saka ma scientist ese.. Vari kuita zvinhu zva satani here. Nhaiwe .. Mazimbabwe muno reasoner too much... Africa will never be develope nepfungwa dzenyu idzi.. Nxaaaa
. haiwa

Zim yakazara mazivanhu asina brain shuwa.. Eaurope and amrrica and asia havaite zvamoita zvekuswero teverana nema bible.
Nana jesu izvo.
Vanonamata mwari and zvinhu zvavp zvovhurika

Vopihwa brains dzoshanda

..manje mu africa mongofunga kuenda kuchurch and kuwana donation.
Mazitofo

Ndosaka zanu pf ichingoita mari nevaridzi vayo
.coz vakawona kuti bible rakakudamburai brains..hamufunge..

Beasty boy 6 months ago

Mfana Satan let me tell another secret,Jesus died and rose again.When he died hell could not contain him because of his purity.
Vadzimu vako iwewe wauno believer are infact wondering Spirits,the demonic forces stealing identities of the departed souls.Those demons are in limbo,they are craving ,lustful and trouble causer spirits with a power to control human souls and please bare in mind that this was the same reason why they are cast out Heaven.
Kana iwe baba vako neverudzi rvavo vakakuramba urimudhumbu wamai vako,if they die will you worship them as your gods.That's foolishness,wise up Satan.No wonder why you call yourself Satan.


Satani 6 months ago

Get away..kana wakauya panyika kuzotambura tamburai.. Muchamama nema rtgs nekupfeka hembe dzemubhero..vamwe vachi enjoyer life..that why ma apstor ese ane mari imi vanovatevera muri nhamo dzega dzega..zvimarombe. ... Mwari anokomborera everyone.. Asi. Imi moda kuita jesu mwari ndimi muchamama ne nzara.. Nxaaaa hupenyu is for a good living mhani .. Makapata.. Imi..i will rather enjoy life now and die.. Pane kurarama ne nhamo ndakamirira imagination heaven....hakuna chonzi heaven vana dako

Nick 6 months ago

Iye point yake ndeyekungot zvenjuzu n midzimu zvinoitisa mari kudarika kunamata Mwari, Hatina kuuya pano panyika kuzotsvaka buh upenyu husingaperi

Nick 6 months ago

True Beasty boy

Kira... 6 months ago

Wakaita zvakanaka wazviitira,wakaita zvakaipa wazviitira.


Beasty boy 6 months ago

@Satan wakadakwa iwe,ancestors avasi vekunamata nekuti pavari kwanga kunepfambi,matsotsi,killers,wizards and witches e.t.c.We honour our blood generation kwete kunhamata ivo.We worship the supreme God the grand creator and the ancient of days,the Alpha and Omega ,the creators of the first family..imi rambai muchinhamata zvikwaya zvenu zvisi light.


Bko 6 months ago

Vanosvitsa sei kna vari vanhu vakasviba Pana Mwari, Imagine sekuru vako vatanga vakaromba n vosiya zvikwambo zvichishungurudza vazukuru n vana vavo ,vanozogona sei kusvika pamberi pamwari nezvichemo zvko iye ane nyaya dzake

Satan 6 months ago

Vana ambrahim,john david vamonamata muchivaisa mberi havazi vadzimu here.. Nhaiwe beastyboy.munhu akafa anenge ava mudzimu.
Sa jesu.. Akafawo

He has the power yekusvika kuna mwari

So bloodline rako.. ..muchaziva henyu kuti vadzimu variko kana mumusha menyu mapinda zviri serious.. Mudzimu wakakosha..pane kusiyana kwemudzimu ne shavi... Shavi. Rakaipa.. Mudzimu iropa rako.. Vanhu vakatanga kunamata mwari iwe usati wavapo.

Satan 6 months ago

Read carefull.ndiani ati anonamata vadzimu.

Vadzimu vakafanana ne jesu..vanosvika kunamwari
..same as moses,mohamed

Read other boooks not ku focuser ne bible mazuva ose
Muna verenga mabook emamwe ma religion

General degree 6 months ago

Chokwadi hapana anoziva


satan 6 months ago

Jesu mwana komana wamwari..

Mwari ndemumwe

Kuvanhu vese..kundudzi dzese...jesu is a prophet kune mamwe ma religions
..moses ku jew
Mohamedd ku muslim
Kritshna ku hindu
Mudzimu/ancestors ku africa.african religion

Nemamwe akawanda
..mwari ndeumwe ndowatonamata.
Asi vanotisvitsira vakasiyana..

Christian tend to impose jesu sa mwari

Thats wrong..he was alive panyika saka he is a prophet

Lee 6 months ago

Jesus Christ is the truth...

Lee 6 months ago

Muchaziva henyu kuti Jehovha ndiMwari.


Soul jah love 6 months ago

Chimbokochimboko ,ya nhasi ndoda kutaura zvinemusoro.Manjuzu aya machapa zvimweya zvacho zvinechihure ,chihure big size.Illuminate ,ma baby acho hana ma feelings evanhu asi ehove,husiku ndipo vanodyira.Zvimoko zviya zvinogona ku chinja varume 11 to 14 pa week.They avoid ma periods menstruation cycle,vonomwa ma pills acho.Harari ega azviite anovhomoka,vanoshandiswa vanu vaya pachihure,kashinji mahure aya ekuti anenge echishayiwa ma clients then vosarudza kutengesa chimweya chavo kuna Queen of the coast Jezebel.Madinga watch out nekuti type dziya dzopiwa ma spiritual ring pa sungano,then anosarudza kuti simba rake anenge achida kuti rive papi,kumaziso,chihuno,ma hips kana kuti skin..Iwewe mboko ukamutarisa unovha wawira ipapi ipapo,saka inotambika vanotswaga class ,mbinga then kana mbinga ikarara naye chete mari yese inoita RTGS ku transfer spiritually kumanjuzi,skill rechikwambo.Kana uri Pastor kamunhu kaya kanonhamata asi kari Samson vanoku exhorter,yatambwa mfana T freedy,uno threateniwa nekuti unenge une backup yemunhamato saka vano threatener nyama iyi yovhunduka then votora bhanzi,uroyi,Witchcraft.Ukaita nharo vanokuuraya sezvaka ita Tb joshua .Mboko idzi dzinesimba .Ma first priority avo ma virgin echikoro,maiiiweee ma Sugar daddy aya ariku wachisiwa everyday.Vanhu,varume isusu chimbozivhundza kuti chi chinoita kuti uone wu Sexy wemumwe mukadzi esp tuvasikana iwe una madam vako??I blue tooth.
Watch out team yangu for Spiritiual sexualy transmitted curses..
Kune mhunu ku Zimbabwe mdara wandaka bigger Bob RG Mugabe ex President anga ari carefull mdara uya.
Ndachema zvangu.


Satan 6 months ago

Get away ne theory dzako dzekumama idzo.. U think everyone aita mari aromba here
.. Asi iwe une wakarombera nhamo...aaaaa heee. Spritual what what yamoziva here vana fombo sit down.. Some pastors are havana kuromba dzongori mbavha.fraud
Chihure is state of mind.. Kuda kwako..

Tkt 6 months ago

Personally ndozviva pane and we all know that. God is there, THE ONLY GOD who is reall, zvimwe zvese izvi kutandara chaiko


Dhiniwe 6 months ago

Siyanayi nekunamata njuzu idzi,namatai Mwari kuburikidza na Jesus Christ kwete zvema marine spirit izvi,that's why Zimbabwe iriku suffer nenyaya hezvivanhu zvino namata njuzu


Satan 6 months ago

Zim iri kutambura nekuda kwe zanu pf... Corruption..nekuzviita vanhu vakadzidza asi pasina....zimbabwean are so bipolar... We suffer. Nekushaya zivo... Adrican tradition is our religion.. Christianity yakauya ne colonization.. Mamwe ma race havanamiti through jesu xvinhu zvavo zvakaongeka....example ma india ,muslims chinese
.. Isu muno muximbabwe we act like you are the true sons and daughter dze esrael..even ku israel havanamati through jesu.. ... Zimbabwe inyika yevadzimu..you can shoutjesu. Jesu gorerese asi pasina kupinza vadzimu vako hapana hapana.

Beasty boy 6 months ago

@Satan @Njuzu dai muchiziva kuti murikutaura nani..


Satan 6 months ago

Tikutaura nani??

Pops 6 months ago

Kunamata kunosiyana asi tese tonamata musiki njuzu madzisahwira anotsvagwa nedzinza rako kumira semushavi wemhuri mukaona munhu anoti ndine manjuzu achifamba mafambiro asiriwo haisi njuzu iyoyo nekuti njuzu haidi zvetsvina kuita varume vazhinji ukaona zvichidaro itori mbereka inotoda kuchenurwa njuzu haina hukama nemunhu saka inotoshanda yakamira nedzinza rako inototsvagwa nedzinza kuti ibate pauri


Lee 6 months ago

Yes true you don't care about Jesus Christ but he cares for you...Before you know him he dies for your sins because ane hanya newe ane rudo akatida tisati tamuziva.But shoko roti kumuziva ndoupenyu meaning kana usingamuzivi uri guva zvaro rinoshongedzwa nemaruva kunze mukati makaora.Vapfumi kana Varombo vose vari mumaoko ake patasiyana ndeapa isu we walk by faith not by sight, lsu tiri kugadzira upfumi hunogara nokusingaperi huri muna Jesu Kristu asi imi busy kumhanyisa pfuma inoora yamuchasiya panyika pano chero kumutenda kana kusamutenda guva rakamirira munhu ipapo muchaziva kuti Jehovha is God ipapo muchaziva kuti Jesu Kristu ndiShe uye muchademba nguva yese yamuri kubirwa nasatan.


Ghetto yut 6 months ago

Kkkkkkkkkk nhamo ummmmmm yah poverty inoitisa Vanhu zvese zvese 😂😂😂😂😂😂vamwe vachidhotera mu church haaaaaa i surrender hangu


Conquring 6 months ago

Iyo mari yamunazoti machristiana hanuna koimimi munayo here ,chibaba ka kutori nemacchristians atori nemari dzavo ,kozoita futi vasinganamate vadina kana cent futi ,musazonaso judge vanhu imi bcz ndo majudge auchazoitwawo iwe ,mwari unoropafadza munhu zvinoenderana naye......haas back to the story manjuzu. Uuuuu haa maone siyanayi nazvo iyo mari yamunozopiwa iwe usina kuishandira inobva kupi zvinenge zvichingoreva kuti inobva kuna devil nekuti ndiye arikutonga pasi pano ane wealth yepasi oano ,asi yekudenga ina jah iyo ichapiwa vana vake kwete kuti vanhu vake asi. VANA VAKE ,,"Money is the root of all evil" REPENT ,REPENT REPENT zvinebasa raye kuwanana humambo wepasi iwo mweya uchizotambudzika nokisingaperi


ITAI ZVAMANGAMUCHINGOITA 6 months ago

Lol your Christians really think people care about all those verse and Christ you never seen you claim to know.Theres no honour in poverty or whatsoever ane shavi re njuzu iwewe une shavi rehurombe hamuna kimbosiyana..


Beasty boy 6 months ago

Money is nothing compared to Grace of our Lord Jesus Christ, i will rather die poor but blameless in the eyes of Lord.Glory to Jesus Christ of Nazaretha,Glory to God.
Repent for the kingdom of God is near.I love you brothers and sisters,peace unto thee.Don't play with fire.


Satan 6 months ago

Uchafa ne mhamo mufana... Uchadya grace rako iroro.kkkkk

Beasty boy 6 months ago

Selling the soul to the devil in a price so cheap.These people are so backward, foolish and greedy.
Initiating means a great insult to the Holy ghost and the Holy heavenly realms.These maimards are the agents /fallen angels therefore they are a team which rebelled with Yahweh and they were cast to the deep waters.
The devil owns this earth,that is why he tried to offer riches,assests and comfort to Yeshua,Emmanuel Jesus Christ but Jesus overcame that temptation..What does it profiteth to win the world and lose your soul.

I will not judge you but invite you to Jesus Christ,he is able to lift you up from Hades the land of darkness.Do it for you children and the coming generation.Repent and Repent now.
Jehovah is also the God of War remember and he is the Alpha and Omega..Our Hope.If you curse God by worship other gods im afraid you would have created a disaster for your family ,genaration and genarations of your bloodline because you would have activated a curse for your people.
Mammon rotteth and eaten by moths.Those powers are from the dark world.The word says even the Angel of darkness can transform into the Angel of light,because satan is the father of lies!Many,many have been tricked by the evil spirit even the elect.
JESUS CHRIST IS KING.


Satan 6 months ago

dzikama.

Njuzu 6 months ago

Stop judging..regai vanoita zvikoda moyo yavo vaite... Ma christians mune problem yekuda kuzviona senge ndimi mune ma key ekuheaven..mostly zvidhambakura zvemu africa... You knw the bible too much.ndosaka muchifa muchingori marombe.. Vane mari vese havaswereri ma verse ayo..nxaaa get awaay..ragai vanoit a zvavanoit vaite.. Who are yu people to judge.regai tinakirwe ne life..imi nakirwai nenhamo dzenyyu dhemeti..

Lee 6 months ago

Amen and Amen...Mabvi ose achapfugama ndimi dzose dzichapupura kuti Jesu ndivo Ishe.Woe to you evil does
Woe to you agents of satan
Woe to you sons and daughters of darkness because your days are numbered...Akatisika akautida kumusha mutsvene uye ane mubairo wemumwe nemumwe maringe nezvaakabata,hazvinei zvakanaka kana zvakaipa uchawana zvakakufanira.Jehovha is God Jehovha is God repent repent repent ane tsitsi nenyasha Mwari uyu he gives us free will sarudzo ndeyako.Asi ndiyane achapona pazuva rokutsamwa kwaJehovha ndiyani achapona paachadurura hasha dzake...Une nhamo iwe nyika nekuti chikara chakandirwa pauri vano chikunda ndivo vega vakatenda kuna Jesu Kristu mwanakomana waMwari akatifira nekuda kwezvivi zvedu akamuka ndiye dangwe rekubva kuvakafa isu totevera.Satan akauya kuzoba kuuraya nekuparadza mbavha inehunyengeri yapedza yokuuraya pedzezvo yokuparadza.Mumwe munhu pepuka nhasi nguva hapachina muridzi wemunda akuuya kuzokohwa munda wake.

Pala 6 months ago

Its the Judge's wig for me here😂😂😂



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback