Pindula
Register Login

Man Axes His Two Children To Death

Man Axes His Two Children To Death

A Gokwe man is up for murder after he allegedly axed his two children to death before dumping their bodies in a maize field.

Police are now hunting for the suspect, whose reason for killing his children aged 14 and 7 respectively, is yet unknown.

Through their official Twitter handle, police said the incident took place at Nyandoro Village, Chief Chireya in Gokwe on February 2. Pindula News presents a police statement on the case:

Police in Gokwe are investigating circumstances surrounding a case of murder which occurred at Nyandoro Village. A 43-year-old man is suspected to have struck dead his daughter (14) and son (7) with an axe over unknown reasons.

The bodies of the victims were found with deep cuts on the necks in a maize field and the father’s axe was recovered on the scene while shoe prints were observed near the bodies.

Police have since launched a manhunt for the suspect.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

24 Comments

Dawu bbe 3 months ago

amaShona izinto zemithi ziyabahlanyisa,blood thirsty n cursed nation...


Elyse 3 months ago

Mazviona ka anambwa kuti ndimi motanga musingo!!!
WAITANGIREYI MUSINDO...ini ndokutuka macoachroaches,out zvana zvaRobhengura

General 3 months ago

Iwe Tariro,kuZululand ndokuneyi?ungathi ulilodger ubusuzenga umnikazi welizwe??stop tribalism

Dr huni 3 months ago

No tribalism we are black people

tt 3 months ago

Nyaya iyi yakataurwa nabhozho .kwanzi akaraper mwana muhombe saka paakaona kuti ainekwa nemwana mudiki bvaauraya vana .


TVT 3 months ago

Mwari pindirai nyika yazara mweya wakaipa

Kunamata kwakosha hama dzadiwa

Sponsored

More
3 months ago


munhu 3 months ago

ma1


dz feremba 3 months ago

nyaya iyo bhozho akazoitaura panational fm kwayi baba wachona akaonekwa azvisungirira pedo nepakaurayirwa vana


Bbe 3 months ago

Vana ve shamwari yangu murume wacho akazvisungirira mumuti wemuzhanje akatovigwa .Haa panenge panechivanhu chivindi chekuwuraya vana vako

May their souls rest in peice.


Mukonde 3 months ago

@ bbe muti wemumango wena

Sangoma 3 months ago

Watiiko bhebhi

Top shayela 3 months ago

Dear lord help, in this dark world


3 months ago


. 3 months ago

Pamwe murume uyu akaudzwa kut vana havasi vake


The King of Serpents 3 months ago

True,zvinogona kudaro although I don't support the killing of children,vakadzi tangai mafunga musati mataura because vanhu takasiyana, mumwe ukamuudza kuti vana havasi vako anongokuramba zvopera but mumwe anorwadziwa zvakapfurikidza opara ngozi. Saka please ndapota hangu, kune vese varimudzimba kana zvemba zvaramba chingosiyanai murunyararo, kana paine mapatternity issues,endai Kuma DNA tests.

JUNGLE CHART 3 months ago

Zvakaoma vasikana


mufakosi 3 months ago

but chero waomerwa kuchengeta shuwa kuuraya MWANA wako here chokwadi chokwadi akakutarisa uchirovera demo vamwe vanototya kuuraya huku
zvakaoma shuwa masitiresi enyika ose iwayo
tinoti Zororai murugare vana dzira yacho inorwadza vasara


Ghetto eye 3 months ago

Ummmm mwari pindurayi


nunu 3 months ago

help us God.... 😭😭


Bright 3 months ago

Ummm ndoona sekuti anenge akundika kuchengeta vana ini ndo maonero angu ini bcz why vanhu vachidaro so


Bright 3 months ago

Iwe @king waverenga her zvandanyora her iwe ukumhanyira kupi

The King of Serpents 3 months ago

Mmmmmm @Bright, kwete kuti anogona kunge akaudzwa kunzi vana havasi vako here? Imbopafunga ipapo.

Sangoma 3 months ago

It's a damn dark world



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback