Pindula
Register Login

Man Arrested For Possession Of Cocaine, Crystal Meth, Dagga

Man Arrested For Possession Of Cocaine, Crystal Meth, Dagga

The Zimbabwe Republic Police (ZRP) has announced the arrest of a 35-year-old man for unlawful possession of crystal meth, dagga and cocaine.

Philani Ndlovu was arrested on the 1st of February in Bulawayo. Pindula News presents a police statement on the case:

On 01/02/2022, Detectives in Bulawayo reacted swiftly to a tip-off and arrested Philani Ndlovu (35) for unlawful possession of approximately 2 grammes of Crystal Methamphetamine with a street value of ZWL$5100, approximately 2.17 grammes of Cocaine with a street value of ZWL$13 200 and approximately 190 grammes of loose dagga with a street value of ZWL$1700.

Cocaine, dagga, and crystal meth are some of the most abused drugs in Zimbabwe.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

10 Comments

🤨🤨 3 months ago

Jahman makaita sekti munechamunowana kana matengesa munhu ka azviite vanhu vari pama1 munyika umu imi muri take nektengesa vamwe siyai vabate Vega vanhu vema drugs avo otherwise maida kukwereta makabva manyimwa ndosaka mauya nenyaya pano


Drug section 3 months ago

Dai wabatwa nembanje chete ....guka waipa say no to drugs.....


Griso 3 months ago

Mamero akazarisa


chikiti.. musavengana 3 months ago

@jah man ... ko handi mupurisa munhu here nhaiwe some of them vanotoadawo ma drugs iwayo ... ini ndoto supplier ma shef chaiwo sha hapana asingarove ma drugs ... kuti mupurisa ringori basa chete wangu


🥸 3 months ago

'Street value's?? 🤔🧐


Sponsored

More
Jah man 3 months ago

Ku Epworth Overspill kune anonzi Gwinz atori nemutoriro wakawanda vana vakuvara ,anotengesa bronco ,crystal merth ,heroine ,cocaine ,mbanje hapana chauno shaya police tinotoona ichibva pamba pake hameno madeal ayo ipapo but haasungwe panogara pakazara ma youth


Raslalo 3 months ago

Zidhoti

Imwe Mbeu 3 months ago

Shame 😓 unobva watoshaya wekuudza @PindulaNews, isai ka paTwitter moita tag ZRP tione kut zvofamba sei 🤔

Chura🐸 3 months ago

Ukwane iwewe Jah man harisi basa rakoo wanzwaa siya vanhu vaite basa wabvunzwa here plus kupolice haukuzive washaya zveku commenter nxaaaa

Chikandamina 3 months ago

Following s Africa,kuchapisa makore anotevera .



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback