Pindula
Register Login

Mai TT, Hubby Spending US$100k On Wedding

Mai TT, Hubby Spending US$100k On Wedding

Comedienne Mai TT, real name Felistas Murata and husband Tinashe Maphosa said that they are spending about US$100 000 for their wedding ceremony set for Saturday (tomorrow).

The wedding ceremony, which will be live-streamed, will take place at Royal Gates in Chisipite, Harare, and only 400 guests are expected. Said Mai TT:

The cost of the venue was US$6K, interior décor US$8K, gown US$4.5, PA system US$3K, ring US$3K, catering US$4K, Tinashe’s ring cost US$2.5K, among other costs.

I got my bouquet from my mother who bought it for me. There is no bachelor’s party for Tinashe since he is a church person.

Other costs will consume more than US$50K.

Mai TT also revealed her bridal team, which is largely composed of her friends, but minus Mercy Mutsvene who has relocated to the United States. She said:

Some members of the bridal team are Diana Samkange, Roselyn Nyika, Vimbai Kanyanda and Faith Candy.

I have retained Vimbai and Diana who were part of the bridal team at my first wedding.

I would have wanted to retain the entire team but some of them, like Mercy Mutsvene, have since relocated to the US.

She also said entertainment will be provided by Baba Harare, Andy Muridzo, Tryson Chimbetu, Suluman, Mathias Mhere and Jonah Chivasa, among others.

South African singer, actress and dancer, Kelly Khumalo was expected to arrive in Harare on Friday for the wedding.

More: H-Metro


Share Article

Sponsored

More

41 Comments

Da Truth junior 1 month ago

blaz munombodhomoka zvenyu
imbanje here or kambwa kamurikunwa


Da Truth 1 month ago

What goes around comes around .Yobhadhara manje guys msandivhunza kuti chiii ? Ndoreva nhasiskingeni ya Vhara 🤐🙈🙈🙈🙈🙈😲😲😲🇿🇼Zim circus from politics to real life dramas mazimbo akapenga.Vana Chatunga vakadzoks vanoda kutonga ,vana Hondo vanohukura vari Kenya .Iyovo anoti Majembere anofa 2028 ese muzembi.Haaaaaa Zim we anoti tie ye yellow haidiwi.Umwe anoti maticha hatidi yellow dressing.Zera inokwidza gas yoti Russia Ukraine Hondo machines ,rimwe rinoti gorosi,hakuchina Hondo varume hameno pamwe ra bhombiwa ku Ukraine rikatsva gorosi ,rimwe rinoti 100 yangu unenge one power 😜 Mirai muone hameno ikoko pamwe ndiye achamanya achisunga ma money changer.Rimwe rinosheedzera kwanzi tinenge ririko 2030 kkk.Vamwe kwanzi toda kodzero dzevanhu vakadzi our haana kumbo roorwa Ava ne 63 yrs haana kumbopinda mumba macho aingo dai kubva kuhondo .Hameno kouya wekugadzira chikopokopo aripi akazodiii hapasiripo panoda kuiswa round about here pambidzi kwanzi Changeover ndizvo here Streetlawyer help .


Beastie Boy 1 month ago

I saw her dancing with Macheso, kkkkkkk anogona basa. Ku bedroom anopedza ma sports. Go Mai TT Go girl, make a name for yourself. Even neni US$100 000 ndoyivhisa kuna Mai TT kkkkkk, I just love her.


. 1 month ago

Pinda mu Q. Uyo a kusiya manje manjr

THE FIEND 1 month ago

Does she have a Golden Punani?This Maphosa is possessed with a Legion Demon, he needs to be delivered. Asimo State rimo Zimbabwe kaDambudzo sbali US$100.000 for a divorced comedian she will make a joke of you Sonny.


Sponsored

More
💩💩💩 1 month ago

Tikawanda varume vatatu vane zvivindi zvina Tinashe Maphosa Ed anoswera ava Ex-President 🇿🇼🏃‍♂️🏃‍♂️🏃‍♂️


💒 1 month ago

ZVIVINDI ZVA-TINASHE MAPHOSA NDAZVITYA INI. MAPHOSA BEHAVES LIKE A PRODIGAL SON


Sekuru Gudo 1 month ago

ZVICHASURIRANA IMWE PFAMBI YAITAMBA KUTONGWA KWARO KUSTADIUM PAIGADZWA ED. IZVOZVI PFAMBI YAKASVIPWA YODA KUGURWA RUOKO. MATUZVI AYA NHUNZI DZIDZAMOMOTERA.

😇 1 month ago

... akananzviswa 🙈🙈🙈

1 month ago


... 1 month ago

.... used C O N D O M


Mafirakureva 1 month ago

There goes Mai Muchokodo. Waakuda kufira title manje! Ko zviya zvekuti ndiri murume pachezvangu zvakaendepiko nhai Mai Tits vemazamu akasorembera kare kare kunge ma used **** 🤣🤣🤣


Suluman Chimbetu 1 month ago

shayadzedhongi ndeip hausijuda here kuuya kumuchato since you dnt have anything as a guest unotakura PA system yeband rangu kana wapinda zvavhaeana usabuda

Garwe restaurant is doing alk th catering plus the 3 course meal


shaya dzembongoro 1 month ago

if you are really a silly sulu chimbetu 😂 you are a joke... kamuchato kako kainge kaine vana first farai semabouncer kuitira ka side chick Kaye kawainge warasisa.. shame on you.. takura wega ..... gara zviye uchirikuimba here? uye kutii? plus hauna zvekuimba pamuchata... kunyaudza vanhu nemuridzo gara pasi

THE FIEND 1 month ago

That's nonsense!


baba harare 1 month ago

The Fied urip huyaka musungirire mabaloomer paconvoy yangu,

shaya dzembongoro 1 month ago

kuvarombo vasina mari vanenge vakuita cost benefit analysis pamari isiyavo 😂 hurombo zvahunoitasooka 😂 tsvagawo yako uite zvaunoda nayo... kuita kushatirwa nemari isiyako


Sekuru vaTiti 1 month ago

aaa ndafara mukunda wangu zvese nemukwasha madadisa
ndakanzwa amai vachiti Felly akuda kuwanikwa ndikati mozotiudza zvavepedo
nyaya dzaFelly dzawanda idzo wakambouya pano nemaChina akati toda kuroorana
manje zvakandirwadza muChina wake anga avekumhanya mhanya pachivanze achida kubarta kiti ne**** dzangu ndipo
pandakasara ndikati Felly usazouye pano nemunhu wako weku Asia uyu anga avekuda kudya **** dzangu pano

Felly akazouya nemuNigeria vakati toda kuwanana kupera kwazvo atina kuzozviona zvkanaka

maphosa ndinofara ndinokupa mombe mbiri dzirimo mudanga motora Lorry muuye mutire

mugarisane vanangu


Wedding 💒 1 month ago

Kkkkkkkkkkkkk

🙆‍♀️ 1 month ago

🙈🙈🙈

Ok 1 month ago

Add the maths 100000 haisi kusvika ba unless huku dzacho dzekudya dzichabva london🤔🤔🤔😂👏


ok lite 1 month ago

CDE ukuda breakdown neyekuti Maflights both regional and international here,fuel for logistics,airtime,grocery,hiring of artist which will perform per hour,stationery

aaaa baba imi musatambe neBudget remuchato imi even kuisa convoy inoda fuel parking disks ,cutlery yese

Mutadza 1 month ago

Totenda 100 days dzapfuura zvecomedy yaMai Titi izvi


naledy 1 month ago

some people are born to shine imagine uchisekwa nenyika uchinzi M v a n a boom Mwari okuitira Nyasha woroorwa 15 000 usd cash kwete swipe

Immanuel Mwari anesu

nhasi ndezveduwo

Chen 1 month ago

Ndosaka zvichinzi dream big , ipapa ukunetsera Mwari $2000-00 us , then you realize kuti pane mumwe akuspender $100k on a one day wedding ceremony. If you imagine , imagine zvidhafu kuti usazorohwe negodoo.


Chawabvunza 1 month ago

It is a well funded wedding ceremony.. It is well that ends up well. I hope your marriage will subsist until death do you apart. I wish you mai TT and Tinashe Maphosa a happy marriage.


Ex 1 month ago

...and may you have many children (vekwaMaphosa)

❎☝️ 1 month ago

Mai TT ndobadzimai aya anemaShavi enjuzu, anotsvaka varume vanemari achirova pasi


c 1 month ago

pakaipa mhan


Mai Titi 1 month ago

futi futi ndakanamatirwa naApostle Phiri,prophetes Matimbire ,the Lord had intertwined this union no separation till death do us apart
Mwari anesu jah man


101 1 month ago

Waka go a Mai titi #thumps up fo u

1 1 month ago

22222


VZ 1 month ago

we have important national issues to mind kwete nhau dzema**** idzi nxaaa ****sesi


Gidza 1 month ago

Vakomana ndabvuma kuti mupfuhwira unoshanda. VekwaMaphosa muriko here uko. Apa panoda kuti mumbofamba nemwanakomana pachiri pedo.

xxxx 1 month ago

unorwadziwa ahh

💀 1 month ago

😂😂😂😂

Tinashe Maphosa 1 month ago

ndokukiya mufana indava uine jealousy soo,ko kaburi kafelitas kacho ndekako here ,dakukubhajangura tsvaga body spray yakanaka apa ndosprayer ipi

🤨🤨 1 month ago

Tengai ma herald nana hmetro musaatiitire noise pano mhani

Mafirakureva 1 month ago

Mozotikokawo pamunorambana


Tete 1 month ago

Sure, soon and very soon.

boy 1 month ago

eish boys vamwe vanhu varikuidziona kupiko mari idzi dzekudai
congratulation mai Titi
amana ini ndikawana 100ks my life will never be th same
ndenge ndafamba mamiles anditambi



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback