Pindula
Register Login

Cop Killer Jaison Muvevi's Family Apologises

Cop Killer Jaison Muvevi's Family Apologises

The family of Jaison Muvevi Wednesday approached two families of the three victims that he shot dead in Hwedza last week and apologised for the heinous crime.

According to NewsDay, the family enlisted the help of ZANU PF, police, and local traditional authorities to interact with grieving families.

The negotiation team, led by Jaison’s cousin brother Bornface Mudzamiri, initially went to Musekanehuku village to apologise to the late Munashe Mujanhi’s family and try to make amends.

They made the customary payment of $300 USD to begin the discussions and to acknowledge that their son erred by committing a major offence.

They afterwards apologised to the family elders and went to the house of the late Madzibaba Silage (actual name Crispen Kanerusine).

The family of Madzibaba Silage was offered US$300 by the Muvevis as a funeral gift, but the Kanerusine family refused to accept the gift.

Madzibaba Simbarashe Nengomasha, a well-known head of the apostolic cult, was required to persuade the family to accept the funds.

The Kanerusine family demanded the presence of the accused’s mother who reportedly stays in Mutare. Said the Kanerusine family:

The Muvevi family was also instructed by the Kanerusine family to return and ask the local traditional chiefs for advice on how to exact the deceased’s spirit’s vengeance.

Muvevi’s family is scheduled to meet in Mberengwa, Midlands province with the family of Inspector Maxwell Hove, the third victim and the officer in charge of Hwedza who was also shot and killed.

Muvevi, a former CID officer, was arrested on Monday in Mozambique while fleeing from justice. He appeared at the Harare Magistrates Court yesterday charged with illegal possession of firearms. He was remanded in custody until tomorrow.

The murders were triggered by accusations that he was involved in rituals and occultism.

More Pindula News

Share Article

Sponsored

60 Comments

xxx 1 week ago

vhivha mhondi dzeZanu PF vhivha


1 week ago

Musadzidzisa Vana kuuraya vanhu ndo ma board Gezi enyu aya


1 week ago

Vaakutya ngozi chete ava


Fari 1 week ago

Zvaratidza kuti kwaMuvevi kune vanhu vanotofungawo. But I am a bit disappointed nemhuri yamadzibaba iyo, ivo ndivo vanhu vechurch vanodzidzisa forgiveness but ndiwo ma number 1 kuomesa musoro. Yes Muvevi akavatadzira ende hasha dzavo dzinonzwisisika but at the end of the day tsaona yakatoitika nothing is going to change. So I don't think kuda kuomesera mhuri iyo yauya kuzokumbira ruregerero zvine musoro.


1 week ago

Vanhu vangonzi dzokerai munofundiswa kuti zvamauya kuzoita zvinoitwa negwara ripi. Maitirwo anoitwa zvechivanhu anosiyana nenzvimbo, kana mauya kwedu munoita zvekwedu. If you want to mend bridges, do it proper, I do not think that's too much to ask

1 week ago

@ fari ....apa iyo mboko yacho haipo better kutoregerera and move on mwari ozotonga

Sorojena 1 week ago

Is Muvhevhi himself apologizing for his deeds in the first place?... verily verily unless Muvhevhi himself apologizes the family apology will just be a void.

@Fari 1 week ago

Hakuna tsaona yakadai. Plus you should not advocate for "command apology" these people have just lost a loved one and they need time to process and grieve. They will come around when they are ready.

1 week ago

Good gesture though the deceased will never rise...


1 week ago

Tsaona yaunoreva ndeipi


Ngondi 1 week ago

Mashoko ako Fari akanaka unoona vanhu handivose vasinganzwisisi mumhuri ,yes Jamison akatadza ASI Hama dzake vanhu.iyo mhuri yamadzibaba ndiyo atova mapenzi chose


1 week ago

Mukatuma zvanana zvisina zvazvinoziva munodzoswa. Cousin yaJaison ine makore mangani?

Sponsored

1 week ago

Vaita zvakanaka zvinhu zvinowanikwa mukurarama varikubvuma kuti hama yavo yakatadza ndiye atanga here mhondi dzakazara kuchikurubhi uko lyf goes on kune vasara


1 week ago

Ukaurayirwa hama yako ungadaro her iwe unenge uri mhondi iwe

1 week ago

Paunofonerwa uchinzi munhu wawamwa naye tea kuseni hakuchina apfuurwa mumusoro, you will have a whole different perspective on the whole issue.

The Adjudicator 1 week ago

A good gesture from the Muvhevhi family.


chokwadi 1 week ago

ndechekuti @fari you are correct ava vanhu vekwa Muvevi vanhu vanehunhu...vekwa madzibaba musadaro dai mufi ange aitaura haatombodi kuripwa..nokuti mapostori haana zvinenge...mukaripisa meets wake hakunakwaunoenda nokuti matova..kutsiva kuri kwa Mwari...tambirai mari yamaoiwa yamusina kukumbira moti zvapera moving mupostori chete...he died in line of duty...duty nderekudenga muridzi Wedenga ndi Mwari saka hamutongi imo vasara vekwa madzibaba...ndadaro ini mudare harabwa musangano ra babaJohane


The Adjudicator 1 week ago

A good gesture from the Muvhevhi family bt why involve vanhu veZanu? Is it political in the first place?A traditional leader cld hve bn enough on such matters. Saka tatoona kuti Muvhevhi ndewe Zanupf so bcoz of brutality DNA in this rogue party innocent lives were lost nekuda kweparty iyi.


Ngondi 1 week ago

Pawazotseketudza zvezanu of iwe Adjudicator,saka vanhu vekwa Muvhevhi ngavaripe bcz zvataridza kt basa kubvira 2008 vakatombouraya,yaa imhondi idzi.


Kule 1 week ago

Jaison akaudzwa nemadzibaba Silage kuti uri kuita mari nekuchekeresa, iye kwave kuvapfura. Zvinokonzerwa ne chikwambo chaanoturika muhuro kuteera Godfather wake Manyemgavana. Zvino vachapera nengozi regayi muwone


1 week ago

My question is why did it take dem so long to go and apologize???Secondly where Der going to go and apologize if Muvevi wasn't caught??#Food for thot


Tintin 1 week ago

I think they were raising the money... plus they will be planning as a family...fungawo shamwari... handiti

Sorojena 1 week ago

Their apology is irrelevant, they did not commit the heinous act,, ko vene yemosva ikasada kukumbira ruregerero the family gesture becomes a curse.

Tintin 1 week ago

death and life is in the power of the tongue... scripture says... accusations...the root of this barbaric episode🤔🤔🤔


Ali Tinasheba albamohamed 1 week ago

Shuwa gadzirisai nyaya zvinozorwa vazukuru vanenge vasina ruzivo kuti sekuru vakamboinda
So it's a good idea
Simbi inorohwa ichipisa


mr camera 1 week ago

mutongo wemhondi watovepo er nhai team pindula


Jason Muvhuma 1 week ago

To err is human but to forgive is divine


Siyoyo 1 week ago

kukumbira ruregerero chinhu chakanaka chose, ndinoona sekuti mhuri iyo yatora danho rakanaka kukumbira ruregerero. avo vatadza havo kutambura mari asi kuomeserawo vapenyu vasina mhaka, nokuti iyo mhondi is not amoung the family yet


Anonymous 1 week ago

Kana vanhu musingazive zve ngozi nema ripirwo adzo ndopamunoona sekunge vekwamadzibaba vashaisha asi sekuziva kwedu haumhanye kutambira muripo wekushaisha iye mufi asati apedza kurwa. Anokurwisa newewo hama yake . Saka kunotofambwa monzwa zviri kudiwa nemufi semuripo. Imwe ngozi inototi siyayi ndichazorora kana ndavhara dzinza iroro.


soko 1 week ago

💯totally agree

The Truth 1 week ago

Only muvhevhi the ex officer must apologize as he is the one solely responsible for all these tragedies.hama dzake dzatovewo involved only by default not by design


1 week ago

Taura hako

Siyoyo 1 week ago

police must represent their member at all those funerals


Makalamba 1 week ago

Team Muvhevhi iro harizive chinonzi ngozi chii iyo ichema yavaibvisa not zvekuvhara ngozi 300 yaita shoma


Assistant Ins Muvhevhi Cid homecide 1 week ago

I wont apologies, thats all


chicken 1 week ago

Suspected murderer? Why suspect? Is it not known kuti ndiye akauraya. Maybe haasi iye akauraya ipfuti. Law and it's jargon ma1


me n us 1 week ago

kkkkkk imagine in court is still a suspect n still to b pruven guilty apa family yake is already apologizing then wotoshaya kuti zvikumbofamba sei, ko ZANU as a political party inopinda papi apa ??????? food for thought;; or ngatingoti zvagara kana nguva yakwana vese vaiita mabasa erima vachataura Vega kkkkk

Tintin 1 week ago

until your case is concluded at the courts you are still a suspect no matter the evidence against you...it's only the courts which have the constitutional right to justify or to condemn you.

Grant 1 week ago

Cop killer avo kukonzeresera mhuri ngozi dzevanhu vese avo here, ko ngozi yagara iri mumhuri make, zvakangooma hazvo. Manga muchiziva here kuti ngozi ndiyo zvakare hwezveri kuti uuraiwe nenzira isina tsarukano yakadai, mumhuri kana makambouraya munhu, munogonawo kupera mese muchiita zvekuuraiwa so the issue here goes back to both families ya nyakuuraya neye muurawi, zviriko zvinokwezvera kuti zvidaro,zvagara spiritual things hapana anonzwisisa kuti sei famba, ndoo mashoko yangu, handitauri zvakawanda, iyaya ndoo mashoko yangu chete'', mukanditi bvururu bvururu ndinonyarara mosara muchitaura mega.


@Grant 1 week ago

Wanga uri kupiko shamwarika, tanga takusuwa.

Grant 1 week ago

Ndanga ndiri mu ceiling zvangu.


Jaison Muvhevhi 1 week ago

Zvinhu ndezvekungo nzwisisana gyz hongu ndakatadza ndiregerereiwo


1 week ago

kkkkkkkkkkkkk αααααh íwє

rσвєrt mugαвє 1 week ago

αríkudα mukαdzí gαrαí mαndíudzα pαítα mukαdzí αѕínα murumє , ndασnα murumє αnчurα mαkσrє αkαwαndα uчu


cid 1 week ago

Was jus watching video yake zvamanje manje vachiita zvema indications, he is not even remorseful, imagine he have the guts yekuudza porisi kuti, mukandivhundutsira ndonyarara mukataura mega, i no my rights


sniper 1 week ago

@_cid was he not high on drugs? umm this guy has more to say

1 week ago

He used to be part of these system, its amateurish to want to use scare tactics on him. He probably has more experience than some of the guys he was dealing with.

mlambo 1 week ago

mukadzi waita uko


cas 1 week ago

madzibaba avo ndivo vakakanganisa at the first place y vakaporofita munhu asipo ,hakuna Mai vanotadza kuudzwa mwana wavo mashoko akadaro .Secondly Jaison akakanganisa hake pakupfura vanhu vese vari 4


Tintin 1 week ago

asi vangani?

abx 1 week ago

1 madzibaba chte

Tagz 1 week ago

Yaa this is a t**** issue ,watch this space


SWEDEN WIZARD 1 week ago

Grant wataura feya..mupfana wangu..🚩


i 1 week ago

but usaite iyoyo Muvevi kuuraya vanhu 4


so sad 1 week ago

ummm ma1 guys so sad


bozslady 1 week ago

Mari vapihwa neparty yake regai vairambe


1 week ago

Ko why are you complaining kuti vekwana Madzibaba vambomisirei hurongwa. Handiti munositi hakuna ngozi


1 week ago

NGOZI ICHAVAMAMISA CHETE CHETE


1 week ago

Muvevi family siyai vanamadzibaba avo varikuramba kutambira Mari yechema uye manzwiiii enyu etsvariro , vachabaya kuChikurubi kwacho vondopiwa naJaison wacho direct....
,$300 imari yakawanda iyooooo


gerry 1 week ago

zvamanje manje nurse aid ndiro short reipapo



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback