Pindula
Register Login

Johane Marange Leader Noah Taguta Momberume Dies

Johane Marange Leader Noah Taguta Momberume Dies

The leader of Johane Marange Apostolic Church, the self-proclaimed High Priest St Noah Taguta Momberume has died.

Taguta died on Sunday afternoon and is believed to have been in his 90s.

The Minister of State for Manicaland Provincial Affairs and Devolution Nokuthula Matsikenyere confirmed Taguta’s death. She said:

I have been informed by the Secretary for Provincial Affairs and Devolution, Mr Edgars Seenza, that Highest Priest Noah Taguta is no more.

The DDC (District Development Coordinator) Mutare advised that he died around lunchtime.

Seenza told The Herald on Sunday night that he was still to get more details regarding Taguta’s death.

The Johane Marange Apostolic Church, which has the largest number of mapostori (white garment) followers in Marange, is notorious for child marriages.

Last year, a 15-year-old girl, Anna Machaya, died during childbirth at the Marange shrine in Bocha and was allegedly buried in a secret place.

The man responsible for the pregnancy, Hatirarami Momberume, coincidentally shares the same surname as the late Mutumwa Noah Taguta Momberume, though it is not known whether the two are related or not.

More: The Herald


Share Article

Sponsored

More

41 Comments

Pastor 1 month ago

Mystery hazvireve kuti ave munhu wamwari imhombwe afa neruchiva munhu akakwana angaita dungwe revakadzi ne 120 vana maybe vasina zvitupa futi havadi chipatara hapana kana chamwari pavanhu ivavo musatyiswe


hombarume 1 month ago

the day he died i was at saint noah school and something of a mystery hapened there ....ityai Mwari hamawee


Dawson 1 month ago

may his soul rest in peace and remember there is God in heaven


mwana pachurch 1 month ago

@tboy....vanhu vajaira kungotaura zvavasina umbowo nazvo...


Tboy 1 month ago

@Muzondiwa wakazviwanepi zvauri kurutsa


mwana pachurch 1 month ago

@muzodziwa...haisi church inoti vana havaende kuchikoro...point of correction there...saka unoti chikoro chaizovakwa hr dai zvainzarwo...


Sponsored

More
1 month ago


muzodziwa 1 month ago

church inoti vana havaende kuxool ,asi church leader vaine chikoro chinodana ivo wotoshaya kuti zvikumbofamba sei


mwana pachurch 1 month ago

yes haana kufa...he is alive...vanhu vanomhanya kufambisa mashoko enhema seiko...the priest is alive...vanhu tingwarire kuzvitorera mhaka nekuda kwematauriro edu....


Maveable 1 month ago

Haana kufa wani


mubata vana 1 month ago

gehenaa chaikoo


mwana pachurch 1 month ago

guys musatambe nemunhu uyu...haasi wepano panyika sezvamunofunga...and for your own infor...he is not dead...he is alive...


shaya dzembongoro 1 month ago

wakaita inonzi indoctrination and brainwashed...

mwana pachurch 1 month ago

@mhinduro ikudiwa...yes ndrikutaura zvandoziva...ndewekudenga...haana kufa...ariko kuBocha...mupenyu ryt now...

Mhinduro irikudiwa 1 month ago

@mwana pachurch
Urikutaura zvaunoziva here or urikufingidzira ?
Chitiudza iwewe haasi wepano panyika ndewepi?
Since wati mupenyu arikupi ?

mu zanu pf akatendeka 1 month ago

tatohwina 2023 tinotenda chose


Iron Lady 1 month ago

May his soul rest in peace


💯🐝🚌😔💕 1 month ago

inzira yedu tese


mu70 1 month ago

as ndabatikana ini 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭


mu70 1 month ago

my former church leader zvakaoma so may his soul rest in peace 😭😭😭😭😭😭😱


shaya dzembongoro 1 month ago

enda hako taguta 😂 kurambidza vanhu kuenda kuchipatara asi iwe pikicha yako une magirazi emaziso 😁... enda hako nehutsinye hwako kuurayisa vanhu vazhinji... dhemeti


Me 1 month ago

Kkkkk haa but fair

Rabhahuma 1 month ago

Mudhara zoroora murugare asi nhamo kunemi ma ZANU P******* mudhara afa asati azodza E.D Munyangadza for 2023 mairasa magandanga hokoyo nenhamo


Isaac 1 month ago

So when is the fight 🤔


Imwe Mbeu 1 month ago

Coming soon ...

Chawabvunza 1 month ago

May I also send my condolences to the Taguta family for their loss of High Priest NOAH TAGUTA MOMBERUME, the High Priest of MARANGE APOSTOLIC CHURCHE. I hope his church does not fall into the position of other apostolic churches where they start fighting for leadership after the demise of the founder.

[[ VOTE CCC FOR REAL CHANGE ]].


SWAT 1 month ago

Bush lawyer 😉

ndunge 1 month ago

Death is no respector of people


Tio 1 month ago

Dzafa dzisina kana clue yevhangeri. Ikokuzviti High priest kudii ikoko ,kutadza kunzwisisa Heb 7 inotiudza kuti our High Priest is Jesus, idzo kwakuda kumira sa Jesu what q sacrilege

mutadza 1 month ago

Momberume dies and the other one who had jumbed bail is arrested. saka mudhara uyu ndiye anga akaviga mwanaka


pee 1 month ago

hazi akafa akamuka,anga afunga vakadzi vake vakawandisa kkkk


Live 1 month ago

Aiva asina kufa hakuna anofa achimuka musanyeperwe KUNE AKAFA AKAMUKA NANHASI MUPENYU HE NAME IS LORD JESUS CHRIST ,

Ava vese varikunzi varikufa vachimuka kufenda uko , ngakumboita one anofa ombonoita 3 hours ku motuary or kucemetry azovhukunyurwa achinzi mupenyu neni ndingadewo kunomuona iyeye !

flodho 1 month ago

akafa akamuka nezuro iyeye mupenyu


putin 1 month ago

obvious mababie echidikii asiiwa munzaraaa tomabhubhunya hedu isuuuuu


Gogodera 1 month ago

Unoita chirwere

Digo 1 month ago

Makore ange aendavo,hamuna ksiya wechidiki hr mkadzi


THE FIEND 1 month ago

Vagonya vakuru ve Child Marriage.


Gogodera 1 month ago

Marange taguta muvengi wevanhukadzi nechipatara

mutumwa micho maidona 1 month ago

tosanganaa endby vashe, musaende madokero mukuruuuu munotsvaaa


Gogodera 1 month ago

Vaitamba naGumbura may be vatosangana

Gb 1 month ago

kkkkk msadaroo


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback