Pindula
Register Login

I've Decided To Forgive My Wife - Oskid

I've Decided To Forgive My Wife - Oskid

Oskid, real name Prince Tapfuma, a Zimbabwean music producer has said he has decided to forgive his wife after reports that she cheated on him. H-Metro, a Zimbabwean online and daily social tabloid newspaper, this week reported that Oskid’s wife, Shylet Madzokere (28) was having an illicit affair with one Andrew Hlatyawayo (41).

Hlatyawayo then leaked pictures exposing their secret affair after discovering that Shylet had not separated from Oskid as she claimed.

Many messages that were posted in response to the expose’ Social media advised Oskid to ditch his wife. He, however, decided to forgive her. He said:

Ok ndanzwa zvamataura mese…maita basa… (I have heard what you said)

I have decided to forgive my wife ndinoziva kwatakabva kana nezvandiri kuronga…tese tiri vatadzi …ngatisadzvinyiriranei. (I know where I and my wife came from and what we’re planning, we’re all sinners, let’s not be oppressive.)

Peace Fellaz

Some applauded him for his decision which they said shows maturity but some said he was making a grave mistake. Below are some of the responses to his decision:

Utsvage movie inonzi war room.

War Room is a 2015 American Christian drama film directed by Alex Kendrick and written by him and Stephen Kendrick. The plot is about a family struggling to stay together and suggests that families need faith in God and prayer to win their battles. 

Oskid Productions she will be the death of u .she has broken trust .something that can’t be regained zvekumhanya. u will forever be insecure. the pain that u were supposed to bear by letting her go is better than the bitterness you have decided to live with. ndikuda kukuudza pachena be a man face your fears for the better of your future and and the future of your little ones bcz peace doesnt do well with bitterness.

Shylet said she met Andrew when she had a misunderstanding with Oskid and she was using him as a “painkiller.”

She said she regrets replacing her “erring” husband “with Andrew” a move which she said was equal to jumping from a frying pan into the fire. 

She added that Oskid has now found something to hold against her yet he is the reason she left him and returned to her family.

More: Pindula News is best enjoyed via the App. Download it here


Share Article

Sponsored

More

62 Comments

Rupanga 2 weeks ago

ngavachengete vana varipamwe zvinowanikwa muupenyu.kana watofunga kuregerera zvakanaka wani


Imwe Mbeu 2 weeks ago

He'd appreciate this

🤨🤨 2 weeks ago

Plus vaimbi mukasava ngwarira vanoitisa manje vanenge vaona kti vapera ndopavanozotsvaga nyaya kudai kuti vanhu mu pair antesion kwavari


Shylet 2 weeks ago

Ndiitirei mushe ma Zimbo.Saka mukuti ndaisvikepi ndichibikira kadora sadza.
☺️☺️☺️


💣 2 weeks ago

that er very bad decision hazviitwe nemurume zvaitaa izvii zvinoita kumunhu akadyiswa vakadzii vamazuva anoo are flowers of the world...


simblo 2 weeks ago

Garai muchengete vana


zimbo 2 weeks ago

vamwe vanhu sooo akanyanyonaka cy kusvika pakugumirwa


Sponsored

More
Anony 2 weeks ago

He will divorce her but not publicly


mafirakureva JoJo chenjera 2 weeks ago

oskid not an alpha men ...redpill tells us to live with a real woman ...why stoop so low live with a ****y wife ...real men don't
I guess you responding to sociomedia real life won't be like just come back

maybe ndewekurentesa mukadzi uyo ....rentesa uite Mari wena good business ma nappies ariko zvaipa unongopfeka KO kutyei ndohondo yacho Mari mubag


mafirakureva JoJo chenjera 2 weeks ago

oskid not an alpha men ...redpill tells us to live with a real woman ...why stoop so low live with a ****y wife ...real men don't
I guess you responding to sociomedia real life won't be like just come back

maybe ndewekurentesa mukadzi uyo ....rentesa uite Mari wena good business ma nappies ariko zvaipa unongopfeka KO kutyei ndohondo yacho Mari mubag


kalusha 2 weeks ago

vanenge vakasangana mumagitare umu


error 2 weeks ago

oskid don't preach love yekudyiswa inga wan bhaibheri rinoramba mukadzi anohura


Anony 2 weeks ago

You cant divorce a women on social media, bigup Oskid


Chawabvunza 2 weeks ago

Let us leave Prince Tapfuma take his final decision as to continue staying with his wife Shylet Madzokere or not. Ii is really his own business. The rest of us have given him different pieces of advice which he weighed and came up with this decision of continuing staying with his loved one.

NYIKA INOURAIWA NE MBAVHA DZAYO.

NGAAPINDE HAKE CHAMISA [NHC].

[VOTE CCC FOR REAL CHANGE].


Hezvoness 2 weeks ago

Ngaapindee hake Chamisa munyaya dzechi h.u.r.e idzo?
Apinde muna Shylet?

Imwe Mbeu 2 weeks ago

Endai kwaGift Amuli 😂


Mai Titi 2 weeks ago

vanhu ngavarambane zvachose because isu vemakuhwa tozoita kunge tainyepa kuti oskid akaramba mukadzi


Dhuterere 2 weeks ago

varume vazhinji varikumajere vamwe vakafa nekuda kwevakadzi vanohura kungotaurawo . it's either you commit murder or suicide because of that type of relationship


Mesozvimba 2 weeks ago

saka mukadzi orambwa here guys kkkk


Advocate 2 weeks ago

"zvirinani kurora mkadzi anoroya pane kuroora anopa rudo rwangu kumunhu wese wear,amai ndarambainnn" ndirikungoimbawo hank


Ronnie 2 weeks ago

Aaaa @Advocate, mukadzi asinga**** unofunga kuti unomuwana kupi muZimbabwe😂

mukomberanwa 2 weeks ago

mr oskido oskie,watever you call yourself kana muchiti makagadzirisana murikureva kuti chiii,chii chamakaita mkadzi wenyu asaita futi chipfambi,chero baiberi chairo rinoti mkadzi akahura ngaarambwe,kare vaitoitwa stoned to death,beta aite hake muroyi kana mbavha kuhura nikisi dzoserai mkadzi uyo kwaakabva,if not you are daylight robbing yourself of the joy of being nd enjoying marriage,thats why i like this sharia law,it serves woman beta,hakuna chonzi to err is human to forgive is devine pachifambi its a Noooooooooooooooooo.


Emerson D Mnangagwa 2 weeks ago

kuregererana kwakanaka nekuti kutadza kuri muvanhu


safe return of livi 2 weeks ago

From the teachers contribution kulive ya Sis Melly Diaries Live the headmaster, Deputy headmistress, boarding master and all teachers who were present shud be removed from their duties mangwana makseni chaiwo, mandizvidza mupurisa shud be removed from his duties as a police officer , whilst waiting for investigation vanhu Vese ivava mukati, what more proof do we need, kune gumbeze ndiko kune mwana, headmaster and team kumapurisa

All parents with kids ikoko no time to waste ,,,, endai munoprotester vanhu vabviswe vana vave safe

The list

Justice must prevail, everyone let’s stand up for what is right ,
Headmaster
Deputy headmistress
BOarding master x2
Senior teacher x2
Mandizvidza police
All teachers who were present
No work for you from tomorw
Everyone everyone let’s make noise about this
Parents go and collect your kids

Madam Boss
Anna Chibaby Honde
Jackie Ngarande Official
Ellite King Solomon
@mhosva tv
Vimbai Mtandavare
#justiceforLivingstone

#justiceforLivingstone


Sekuru Jackson 2 weeks ago

Haaa vakadzi vamazuva ano ipfambi dzega dzega saka kumurambira kuhura unenge uchitozvitambisira nguva yako, vese varikuhura


Amber 2 weeks ago

@Sekuru Jackson, totadza nei kuhura nekuwanda kwakaita varume vari handsome muZimbabwe

Jah🇿🇼Tsvarie-07 2 weeks ago

Akamusiya mukadzi wacho nekuti aita chipfambi munomupa virgin here? iwo ma virgin emazuvano anemakore mangani?
kusiya mukadzi nekuti aisiwa uchinoroora wakaisiwa kunyora 8 😂 kupoterera nzvimbo imwechete...


Rihana 2 weeks ago

Musatonga zvamusingazive.Saka mazivasei kuti Oskid haana kadora, ka wemuzi chaiko
😊😊😊


Turoo 2 weeks ago

@Rihana, I think you are right. Bby iri rinotoda isusu ana Turoo ndisu tinozvigona😂

Leasing Company Advisor 2 weeks ago

This is can be a business opportunity for Oskid, leasing out his **** wife to colleagues in the Arts industry.


Actor 2 weeks ago

follow your heart osikdo


Joe Brownn 2 weeks ago

Kana afunga kuregerera it's up to him i**** rake vese ma**** they know each other.


SoundBwoy 2 weeks ago

"Forgive Father ,for they know not what they do"
The ability to forgive is a rare phenomenon in these last days.
May the Good Lord bless Oskido & his family.


Judgement Yard 2 weeks ago

Hadzisi dzimba dzose dzinomiswa nemunamato. Ya Oskid yakamiswa nechih.u.r.e.


Nono 2 weeks ago

Siyai vanhu vadanane.Hamuzivi kwavakabva.You are a gentleman Oskid.Enough respect.To err is human.God bless


Mdara Odza 2 weeks ago

"Gentleman" is the word women use in kind reference to a simp, Oskid will have to be ok with the fact that from now on his wife will be bedding men outside her marriage with the full knowledge that her simp husband will forgive her in the unlikely event that he catches her

Married Bachelor 2 weeks ago

Hapana nyaya apa. Wifey had left home becoz of chi**** cha Oskid.


😃 2 weeks ago

true. iye anotozivawo aiita chi**** saka yava draw draw manje

Busymark 2 weeks ago

The same reason that made her cheat you at first is the same reason whch wil drive her to cheat you in the future....yadeuka yadeuka


Asalif 2 weeks ago

mkadzi akahura zvongobhowa so you can forgive her but there is a certain imagination which comes especially during love making , kungoti pakadyiwa nasomeone more over old madala or someone weclass yakadhakwa unogona kuita throw up chaiko


Asalif 2 weeks ago

😂😂😂ndakabvarura ndega ini ndini nditori pfambi yechirume ndakaroora madam vangu vari underage but those days zvaive zvisinganyanyonetsa like zvazvave kuita

Amber 2 weeks ago

@Asalif saka iwewe ukufunga kuti wako pawakamuwana anga asati ambodyiwa here

mdara loli pop 2 weeks ago

imi mese muri kutaura pano vakadzi venyu varikuto hurawo futi asi kungoti hamusati mazvibata chete. Panoita mukadzi chi**** u are the last one to know that. Saka siyai Oskid ne hupenyu hwake ne mukadzi wake vakadero.


SVIKIRO 2 weeks ago

Oskid muzukuru wangue kana mukadzi aita chifambi akuzvidza zvikuru uye iwe kuramba unaye uchazvishoresa nemudzimu wako uye unosvibisa dzinza rose .chifambi kana hupombwe hazvikurudzirwi patsika dzedu


Anna 2 weeks ago

Aaaa kani @SVIKIRO, Oskid ndiye akatadza kugutsa mukadzi kusvika aenda kunokwirwa nemumwe murume saka haana mhosva😂

Mdara Odza 2 weeks ago

Once a woman has cheated, she will never stop doing so, Oskid as to be ok with the fact that Hlatswayo and other men will always be an issue in his marriage


Team Pirates Of Gweru 2 weeks ago

No Oskid ne level rako iro siyana naye atoratidza kut hakude nekut acharamba achizviita fut...there are hundreds of thousands of women out there, brother come on..


malvinganyiwa031@gmail.com 2 weeks ago

yea its part of life zvoda MWARI


Jah🇿🇼Tsvarie-07 2 weeks ago

Very gud idea, forgive and forcus
if you dont forgive you block your blessings
70% of a man's brain will be the thinking about adultery.
chinongoshamisa nekuhura kwemukadzi akaroorwa kuti abatiwa chete, but otherwise denga rikachinja kuita camera misha mizhinji inoparara nekuti zviriko kwese. kana usati wawanikidza mudzimai wako kana murume wako muhupfambi chimbomira kutenda mwari jus live in love and leave space for disappointment.
inonzi cashell valley nyemba bhinzi basop 😂


😈👿😈👿😈 2 weeks ago

Apfana Aya so ok pa Physically bho
but pa Mentally very Wrong
Advice pa SPIRITUALLY 🤮


.... 2 weeks ago

I like the way u see things Oskid. We're all sinners. To err is human to FORGIVE is divine


Mike 2 weeks ago

Oskid siyai munhu imi mofira mahara dzenyu itsitsi dzei



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback