Pindula
Register Login

'It Could Have Been Worse', Mahere Speaks After Smash-and-grab Attack

'It Could Have Been Worse', Mahere Speaks After Smash-and-grab Attack

Citizens Coalition for Change (CCC) spokesperson Fadzayi Mahere has expressed gratitude for the messages of support she received after she was mugged on Friday night, saying “it could have been worse”.

Mahere was returning from a church meeting in Mount Pleasant at around 8.30 PM when an unknown assailant emerged from the dark and smashed her vehicle’s window and grabbed her bag.

The 36-year-old lawyer’s Jaguar SUV was between two vehicles at a traffic light-controlled intersection when her attacker appeared suddenly and smashed in the front left window.

The bag that was seized was on the seat and according to CCC, Mahere “lost all her particulars” including phones. In a tweet on Saturday morning, Mahere said:

Thankful to God for his protection – I know it could have been worse. I appreciate all your messages and calls of concern. What doesn’t kill us makes us stronger. Aluta!

More: ZimLive

Share Article

Sponsored

52 Comments

Vybz Kartel 5 months ago

Good hauchakwanisi kuvhota🤣🤣🤣🤣🤣😂


Zvimbazi 5 months ago

Kana Mwana aka @ Mahere kanaka ka sponono chaiko .

Ane murume here ndikaitire plan?

Ndatenda


Jinx 5 months ago

Aaaaaah..i support CCC full time but these little stories seem to be getting out of hand. They start to sound staged.
Was she alone..it sounds like she was alone. Someone of her political status should be protected.
I think it was just a smash and grab... no politics


Simukai 5 months ago

Jinx zanu unoatsoiziva here hona they are openly blocking CCC rallies

Kakistocracy🤣Muchakaka 5 months ago

Aluta Continua Advocate Mahere. Keep soldiering on. Tinotenda Mwari nechipo chelife.
VACHAKAKA havo neshungu veZANUPF because the reality that change is inevitable is tightening its grip around their thick throats.
#YELLOW BRIGADE.


Zvimbazi 5 months ago

To Pindula Community :

Ndinotsvaga rubatsiro ndinoda basa . Ndibatsireiwo.

Please can soneone help me . I am need of a job.Even rekugara pa computer ndichi deleter ma messages asina kukwana ku Pindula

Ndatenda
Zvimbazi

I am serious.


Jinx 5 months ago

🤣...ini ndine ka degree ndakaomerwawo Zvimbazi...ngavtipewo ma works, will delete comments from the likes of tkt and co

Unifier 5 months ago

Let us be open,,,nhau dzevanhu vanobirwa / kutorerwa zvinhu pama robots ,,haisi Zanu pf or any p/party ,,dzitori mbavha chaidzo ...ini ndiri we CCC hangu but apa imbavha idzo..
Ini kana dza8pm handimiri zvekumhanya parobot


Sponsored

King 5 months ago

There's safety in numbers vatete.


King 5 months ago

There's safety in numbers vatete.


Beasty boy 5 months ago

I think Zvimbazi is alias Mbali, the sound the same.
Vybz Kartel is alias Tkt aka Mafyt its one person.

i've discovered that ZANU pf is being whipped everywhere by CCC,from social media,rallies,urban and rural areas and also in courts

Here @ pindula there could be 4 ZANU pf guys against 19 526 CCC guys

ZANU pf has expired. Thank you


Bright 5 months ago

@zvimbazi ndoziva zvebhora only not zve politics izvi andineyi nazvo izvi plus ukaona nda comment some times ndinenge ndisirini

Bright 5 months ago

Nyaya yekubirana ma id siyanai nayo iyo bright ritori zita repachitupa not fake soro bhangu andiitise nharo pazvinhu zvisina basa ini

Zvimbazi 5 months ago

Problem yako @Mboko ndeyekuti:
Hauna mkadzi ndodzimara ndoshaya pekukutuka napo. Uchafa nechipfambi chako iwe. Pamariro wopinda ne Gonzo🐀🐀🐀 mu coffin.

Ndatenda
Zvimbazi

Zvimbazi 5 months ago

Inzwa ka zita kacho Bright. Harina mutsindo . Uri ngito here shamwari

Mboko 5 months ago

Mdara ini ndokumamisa kusvika washedza mkadzi wako

Bright 5 months ago

Ana Mboko name Zvimbazi **** dzevanu makuita noise vapfana

Mboko 5 months ago

Ah mudhara usadaro imi... nhasi hamuna kuyenda kusowe?

Zvimbazi 5 months ago

@Mboko handinetsane ne munhu ane 30 akutena 31 gore rino wachepa mfana

Mkadzi wangu unomuziya here haaitiswe ne **** dzakaita sewe. Wangu akanakaa kupfuura Mahere.

Mboko 5 months ago

Iwe Zvimbazi dzikama iwe ndokutuka +ndokusvirira mukadzi wako asina mat inji
Iwe Sponono usabvumirana zvisina basa naBeasty,so unobvuma here kuti urimuZanu??

Sponono 5 months ago

Saka Mboko come out of the sack if you are Zvimbazi alias.Why hide when you've been caught.

Zvimbazi 5 months ago

@ Beasty boy. Mzukuru haikona kundifananidza ne mhuka inonzi Mboko.
Ini ndino supporter CCC asi hazvirevi kuti ndiri Mboko.
Mboko anonzwika pakutaura kwake.

Ndatenda

Ndikutsvaga basa chero reku deleter ma messages asina kukwana pano pa pindula

Zvimbazi

Bright 5 months ago

Asi ichokwadi kuti Mboko ndi Zvimbazi menu ndakazviona

Beasty boy 5 months ago

@Mboko I know you very well and you are the new guy Zvimbazi. You are still Yellow, you never changed. I can tell by your literature and the level of IQ
As for Sponono I know three alias you are using all in favour of ZANU pf.

I'm the big gun, the lion watching from the terrances.

Mboko 5 months ago

Asi hamundizive ini,bvunza vanoyenda kumarallies eCCC...ndirimuYellow akakwana,usarasika n handichinje username,inga ndinemafollowers angu muno... Zvimbazi anoita nezvelulalula here??

Sponono 5 months ago

Your assumption is not so correct ..Vybz Kartel is a purely moron from Harare..Tkt is frm Bulawayo he is a loose cannon though he behave himself sometimes..Tkt is a close brother of Vax...

Zvimbazi n Mboko are different in every way. ..Mboko is **** maggot... Zvimbazi a church goer

Beasty boy 5 months ago

Zvimbazi alias Mboko.....


5 months ago


Him007 5 months ago

Ko zvamaiti ma ZanuPf thugs wani??zvimwe tambiraiwo zviripo kuti kune mbavha chete fullstop


ngorima mushava 5 months ago

taura hako

𝙈𝙖𝙧𝙖𝙫𝙖𝙯𝙖 5 months ago

𝙏𝙝𝙚 𝘾𝘾𝘾 𝙚𝙭𝙚𝙘𝙪𝙩𝙞𝙫𝙚 𝙨𝙝𝙤𝙪𝙡𝙙 𝙧𝙚𝙖𝙙 𝙩𝙝𝙚 𝙘𝙪𝙧𝙧𝙚𝙣𝙩 𝙨𝙞𝙩𝙪𝙖𝙩𝙞𝙤𝙣 𝙢𝙤𝙤𝙙, 𝙩𝙝𝙚𝙮 𝙣𝙚𝙚𝙙 𝙨𝙚𝙘𝙪𝙧𝙞𝙩𝙮 𝙖𝙣𝙙 𝙨𝙝𝙤𝙪𝙡𝙙 𝙖𝙫𝙤𝙞𝙙 𝙨𝙤𝙡𝙤 𝙢𝙤𝙫𝙚𝙢𝙚𝙣𝙩𝙨


Gogodera 5 months ago

Security yakudikanwa kwete kungofamba mega imi muchikwikwidza


Jah🇿🇼Tsvarie-07 5 months ago

Some have been killed by thugs, all we need to do is to stay safe coz criminals don't do politics.
kana wabirwa wabirwa semunhu wese arimu Zimbabwe, kungoti vamwe nyaya dzavo hadzisviki kuma newspaper nekuti they only know police stations havashambadzi 😂


MuGrade 2 5 months ago

Apa wataura semurume..ndozvinogara zvichiitika,ndonyaya zvizere mumapolice station

Vybz Kartel 5 months ago

ZANU pf ndoi supporter but sometimes zvavanoita ndezve mudhidi chaiyo


Vybz Kartel 5 months ago

ZANU pf ndoi supporter but sometimes zvavanoita ndezve mudhidi chaiyo


Vybz Kartel 5 months ago

ZANU pf ndoi supporter but sometimes zvavanoita ndezve mudhidi chaiyo


Jah🇿🇼Tsvarie-07 5 months ago

ukaita pamuromo pekungotuka saMahere unoguma usingachazive enemy yako chaiyo 😂 akaita flue anoti i ZanuPf, akaita manyoka ZanuPf, akabirwa ZanuPf 😍 chimoko chinondispaka ichi 😂 apa chirikuita mari nekutuka asi history yandakaverenga inoti chimu ZanuPf uko kwachiri chiriko on National Duty 😂


Jah🇿🇼Tsvarie 5 months ago

Ini andinetsani nemunhu ndozvitengesera mbanje DZANGU mu Zion😂.Dem woman luv I n I bcoz me di boss in a Babylon... weed is MI herb I smoke spliff and never mix with politician seen. Me a gun dada, wicked!
Rasta live forever


Gavakava 5 months ago

Asi haana murume kasi. Zvinovakomana vemu Harare vanenge vachitoda iri beans. Akapona zve shuwa. Mwari vakamurwira nokuti mune mhuka mu Harare umo. Vazere ne nyere vakomana vacho. Ko iyo nhamo


Gavakava 5 months ago

Ndinoitwa Michael Gavakava...zvokuti mboko izvo handizive

MaFyt 5 months ago

Asi munofunga ndiMboko ega anopenga,pano kune more than 1million Zimbabweans.

Dahwa 5 months ago

Mboko you can try to change your name but your mouth still stinks,we kno kiti ndiwe

Vybz Kartel 5 months ago

I have just landed at Rudhaka stadium in Marondera for the Bush party's (CCC) rally. As expected, only a paltry number (Approximately 50) of party supporters are already seated in the stadium, I doubt if we are going to see a bumper crowd here given that the streets of Marondera are deserted with no signs of people heading to the venue. As previously communicated via this platform, I am a special guest and main speaker at this rally where a slot is reserved for legendary @Vybz Kartel to address the small gathering at 1500hrs. I will be giving you updates as events unfold at the BUSH party's rally here in Marondera.


From Russia with Love 5 months ago

Anotofamba hake ne Jaguar 🚗, opposition ikuwanepiko mari.


ngorima mushava 5 months ago

in Zimbabwe 🇿🇼 it's a profession, career....just look at those guys in parliament how long they have been there?

Elyse 5 months ago

Zvagara or whatsoever..hamuna motor pamwe urikureva matoy evana

Zvagarazviriko 5 months ago

Nhai imi Chero isiri politian kungabva washayawo Chero motor here hamusi kutsvaga Mari isu varume vedu vakatotitengerawo tato nemotor mbiri

Vybz Kartel 5 months ago

@From Russia with Love, kwana nhami iwe. Fadzayi Mahere has a life outside politics - she is a lawyer by profession, Advocate Fadzayi Mahere to be specific. Let me educate you fellow citizen : politics is not a profession.
VOTE #CCC MPs and CLLRs on 26 March.

From Russia with Love 5 months ago

There are so many lawyers in Zim who can't afford to buy a honda fit. For her being a lawyer is just part time. She is a political activist enjoy the Western financial support.


ngorima mushava 5 months ago

it was just a smash n grab....vanhu vakawanda varikubirwa @ intersections and road traffic lights ,
So why rush to point fingers @ ZanuPF....


mafia 5 months ago

at road intersections nemarobots panowanzobirwa chero munhu zvisineyi nekwaanobva chero kuti mwana waani.



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback