Pindula
Register Login

Human Remains Found At A Mine In Kitsiyatota

Human Remains Found At A Mine In Kitsiyatota

An artisanal miner stumbled upon human remains at the Kitsiyatota mining area in Mashonaland Central Province on Monday.

According to ZBC News, the shaft has being cordoned off after the miner, who was digging for gold, discovered the human remains.

Picture Credit: ZBC News

Posting on Twitter, the Zimbabwe Republic Police (ZRP) said the remains were taken to Bindura Hospital for a post-mortem. ZRP said:

ZRP Bindura Central recorded a case in which human remains were discovered at Botha Mine Kitsiyatota.

The bones were unearthed by gold panners and had no flesh. The remains were taken to Bindura Hospital for post-mortem.

In an unrelated development, police in Concession arrested Shame Nyamhande (40) in connection with a case of unlawful entry which occurred at Whitecliff Farm on 23 December last year.

The Police said they recovered stolen items which include a stolen desktop computer, HP Printer, tools box, cellphones, car battery, screwdrivers, national IDs and drivers licences for different people.

Nyamhande was also found in possession of two pairs of handcuffs and a pair of leg irons. The suspect is also linked to other Unlawful Entry cases at ZRP Shamva and Chiwaridzo.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

10 Comments

Moses Marukutira Muvungani 3 months ago

Uyu anonzi Mboko uyu munhu mukuru here kana kuti ipwere inopota ichiba phone yevakuru achi poster ma comments akadzungaira kudaro. ? Pane zvinhu 2 it's either ipwere inoba phone kana kuti ibenzi rakapiwa phone panhaka. Because hadzisi pfungwa dzemunhu ano afforder kutenga smart phone dzakadero. Kuwonyoka ndiko kudini.? Unoti pane asingazivi kuti kune manzwi akadero here? Ariko tinomaziva tinotombomatauravo , but iwe problem yako ndeyekuti hauzivi pekumataura . Zvinovakeyi kutaura zvinyadzi pese pese. ? Unenge munhu akakura achijaidzwa uchiti ukaresva kana wotsiurwa zvonzi musadaro mwana. Uchirohwa nedhuku nambuya vamwe vachirohwa neshamhu . Shame on you. Society does not need people like you. Kuita mbiri yekutaura zvinyadzi vamwe vachiita mbiri yekutsvaga mari.
Ndiyo nhaka yaunoda kusiyira vana vako here.? Ivo vana vacho kana uinavo vanenge vaine munyama chaiwo kuita mubereki akadayi


Moses Marukutira Muvungani 3 months ago

Uyu anonzi Mboko uyu munhu mukuru here kana kuti ipwere inopota ichiba phone yevakuru achi poster ma comments akadzungaira kudaro. ? Pane zvinhu 2 it's ipwere inoba phone kana kuti ibenzi rakapiwa phone panhaka. Because hadzisi pfungwa dzemunhu ano afforded kutenga smart phone dzakadero. Kuwonyoka ndiko kudini. Unoti pane asingazivi kuti kune manzwi akadero here? Ariko tinomaziva tinotombomatauravo , but problem yako ndeyekuti hauzivi pekumataura . Zvinovakeyi kutaura zvinyadzi pese pese. ? Unenge munhu akakura achijaidzwa uchiti ukaresva kana wotsiurwa zvonzi musadaro mwana. Uchirohwa nedhuku nambuya vamwe vachirohwa neshamhu . Shame on you. Society does not need people like you. Kuita mberi yekutaura zvinyadzi vamwe vachiita mbiri yekutsvaga mari.
Ndiyo nhaka yaunoda kusiyira vana vako here.? Ivo vana vacho kana uinavo vanenge vaine munyama chaiwo kuita mubereki akadayi


Zapi nax 3 months ago

Uyu anorwara uyu anonzi mboko
Anoda chiremba Kuannex ingutsheni kana ngomahuru


Adv slamey 3 months ago

Uyo anonzi mboko uyo anofanirwa kubudiswa panze uyo dai paitavo editor achibvisa ma comments or kutovhara those valgur comments


🤨🤨 3 months ago

Pfutseki iwe wakazvarwa nemunhu hre iwe or


Dahwa 3 months ago

Mboko na kartel munhu 1 akushandisa mazita 2 kuzvitsigira zvisina basa

Tk 3 months ago

Zvimwe zvacho zvongodawo kurakidza kuti uri munhu akazvarwa akarairwa pane kurakidza kushaiwa hunhu kudaro ,its a shame Mr mboko

Sponsored

More
Bright 3 months ago

Zvamaisa pa profile izvo zvii


mai D 3 months ago

iwe kwana ko kana aei mabhonzo emadzitateguru edu..anosungirwei kwanai


Chapwititi Kestombela 3 months ago

Uyu vharirai in remand prison muchiita investigations musingamhanye purizi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback