Pindula
Register Login

"He Was A Quiet and Loving Man, I Couldn't Believe It:" Triple Murder Suspect Muvevi’s Wife Speaks

The wife of triple murder suspect Jaison_Muvevi has broken silence on her husband’s alleged crimes, saying she was shocked to hear about them considering his character.

Muvevi  shot and killed three people in Hwedza on January 13.

Speaking in public for the first time in an interview with online channel SMTV, Muvevi’s wife expressed shock and disbelief about how her husband —who she described as a quiet and loving man —could commit such crimes.

She said:

He was a good man, he was quiet and loving. We have two children together —one is 3 years old while the other one is a year old.

She revealed that even though they were still married, Muvevi left their matrimonial home and was staying with another woman.

She said:

Jaison left the house in April 2022, I would just tell myself that he would come back, but I later found that he was now living with another woman.

After retiring from the police force, he was now trading in gold, he had mines.

On the fateful day, I had gone to pick up my child from school. I left my phone in the car and when I returned, I noticed I had a lot of missed calls. I just selected a number from them and returned the call, and that is when I was told Jaison had allegedly murdered three people in Hwedza.

At that moment, I was shocked. I was shaken, couldn’t even drive. I asked how that was even possible.

Muvevi is currently in police custody facing murder and attempted murder charges.

More Pindula News

Share Article

Sponsored

68 Comments

nicky 1 week ago

tamirira macomments


Lady t 1 week ago

Ndiwe wanga wasara kuuraiwa mai muvevi

Bianca 1 week ago

Ndozvavari vana bhangu when they are too soft mumba kunze zvikara


Bhangu 1 week ago

Bhangu zvoreveiko iwe **** iwe usati kana wako murume ari bharanzi woti vese

Tintin 1 week ago

imimi vadzimai vacho nemiwo mutori suspect...handishamiswe mune venyu vamakauraya... munofanirwa kubvunzurunzwa zvemene zvemazvokwadi...mapona nekuti ZRP yakarara pabasa


Major 1 week ago

@tin tin kana usina zvekutaura nyarara.... Mudzimai atadzei uyu.... Uchanzwisisa musi unopinda ngozi kune vekwako

comment critic 1 week ago

@ Major please respect freedom of speech.you have 100 % rights to disagree with his views but you have 0% rights to stop him from airing them

Tintin 1 week ago

@ Major birds of the same feather flock together...if you think someone just changes overnight to be a serial killer you are cuckoo in your head... the signs will be there all along but women chooses to ignore them because of luxurious living...ndezvako izvo...amai avo we never lie to me kuti she was shocked kuti her husband killed people the signs will be there kuti iyi imhondi iyi.

neighborhood watch committee 1 week ago

hakuna munhu anongouraya vanhu from nowhere mukadzi arikunyepa aito****hwa pamba tichitya kunobata

NHUBU 1 week ago

amai dai mambonyarara zvenyu vanhu vakagumbuka


Zuze 1 week ago

Note that the wife is using the past tense "... was..."

Meaning?


PVC 1 week ago

That was before he left her for another woman.

Jinn 1 week ago

What was the reason yekunogara somewhere iye anemhuri yake,those are the signs ekuti munhu wacho haasi bhoo.You are just defending him or u are just saying this for your own safety,


Sabhuku 1 week ago

Akubhaiza. Vakadzi type iyi haisiye phone zvekumhanya. Paari ndopane phone. Zvekuzowona ma missed call anga akutobika manhanga hake.

Sadunhu 1 week ago

Makapata sabhuku

Sponsored

NHUBU 1 week ago

tipeiwo update ye weather report please,mvula yanyanyisa takudawo zuva


Sabhuku 1 week ago

Expect the grey skies to be replaced by sunny days from today, Thursday the 26th

jx 1 week ago

mai ava vaivharwa parudo ,,, munhu ariloveble haaurayi munhu ragara imhondi zimunhu iri ,,,,,,,munhuanerudo anosiya mkadzi achindogara nemumwe kubva muna April here


TTT 1 week ago

How can a loving man jilt his spouse?


Me 1 week ago

Sister in life never trust anyone,put your trust in God the almighty who created mountain, rain and oceans.You should be glad because you could have been the victim one day.


@# 1 week ago

Muvevi a pure candidate for solitary confinement.


Newsreader 1 week ago

This updated Pindula app is good, thanks Pindula team for this update.


Hamlet 1 week ago

"Stockholm syndrome". Kidnapped victims ended up sympathising with the kidnappers. More or less what this woman is doing. The husband leaves children and wife to stay with a "small house". Is that a loving husband? He was a cold hearted and unscrupulous husband. period. Pamwe change vatorambwa Mai ava. Apa vakunatsa kutaura kuitira to take over hupfumi hwasara. definitely the guy will die in prison


Azee 1 week ago

Tipeyi number dzenyu Mai muvhevhi kuitora ubatsiro kana pane zvozoshota mumba.


King Zebra 1 week ago

Mukadzi uyo ibenzi 😂😂😂 ko zvemumba menyu tinei nazvo zvekuti muvevi akazohura


kjk 1 week ago

Azee wakutoda kunyenga zama pane shagi apa akanga atotengerwa mota hameno kuti ngani


gg 1 week ago

This lady is not mentally okay. How can she say he was loving when he abandoned her and stayed with another lady


Gold buyer 1 week ago

Guys munhu achanogara nemukadzi uyu please uzogone kuchengeta vana kwete kuzongodya Mari chete uchitadza kuchengeta amai ava


1 week ago

Ghost


chief wan thu 1 week ago

alabam chovutu minyolo sikila muntu 😤😤😤


anonymous 1 week ago

Droid VPN new working settings🇿🇼

Click Settings🖕 Go To TCP and Http 📲

-Remote
110
-Local
1111

-Set Http Hearders (OFF)√

-URL Host

Netone.co.zw

√ keep alive
√online host
√user agent

-Proxy Settings🔑

Enable Proxy√

Proxy Type√

(Http)

Proxy host🗝

172.107.199.203

Port
5000

URL Host

√ Netone.co.zw

Keep Alive

-VPN settings🔥----------------------------_-------------::#####
Tick 1st And 3

Misc Settings🗝

Don't tick√

-Droid VPN Connection Trick(Shona)📲

-Unoenda padroid rako then wobaya pakanzi start ichabva yati  connecting to http proxy
Then iwe  unobva wamanya kunoti cancel Then içhasvika pakuti could not open main TCP socket👍
⏰unomirira 45 seconds then you must get connected🔌


muvevi 1 week ago

wat about us who uses econet

Tk 1 week ago

Thanks

XXX 1 week ago

Asi muri second or third wife coz neAge yaMuvhevhi iyoo it's not possible kuti ave nefirst born ine 3 years.


Chamhamha 1 week ago

Ndatomboda kuzvitaurawo zvangu but zvarambira parurimi

1 week ago

Pavakaroorwa mai ava anga atosiya mumwe inzwai inini Ndiko kusaka akanzwisisawo kuzosiiwa

1 week ago

Koo account yacho yedroid Chibaba..
Kanda zvese


Mukmeric 1 week ago

Gadzira wega pa droidvpn.com

Ntaba 1 week ago

Quiet and loving man??be serious Gel


mama of 3 1 week ago

zvinonzwisa tsitsi


bye bye 1 week ago

zvakwanaaaaaa zvavamuvhevhi


mai Denzel 1 week ago

zvemujolo muchazvirega gore rino


mai muvevhi 1 week ago

murume uyu ainaka eishy
ndiani achandigona zvaaenda 😭😭😭


. 1 week ago

muvhevhi this muvhevhi that,mutongo wake akupihwa riinhiko.


Knorard💚🌻 1 week ago

That wife is 100% correct but murume uyo akavhinjwa hunhu nechibasa icho avakuita zvavaita.


1 week ago


Salt 1 week ago

Mkadzi uyu akarohwa zvakanaka anotaura dzimwe mhosva dzaMuvevi . Loving husband iwe wakasiwa nemhondi iyi .


naume mlambo 1 week ago

vna bhangu vnodaro


1 week ago

.....naume...sataura **** iwwee


lover 1 week ago

vakadzi wacho ngawatipe number dzawo tione kufambira nebasa baba Jaisonn Muvevi mukati for whole lyf isu tichifambisa basa rekubereka kumberi worse uyo ane vana 2ngaaise number ndiuye zvank kamu zvara kaviri kachiri nane hakasati kaenderera mberi nebonde touya takamirira number


N.A.T.O ZW🇿🇼 1 week ago

are our comments encrypted coz tetichida kutaura zvese...


Hokoyo 1 week ago

Mai ava vari kuitira kuti paachatiza mujere asavapedzise


bishu 1 week ago

how do I give Pindula editor news HELP


Jady t 1 week ago

mai muvevi ndimi manga masara kuuraiwa muchiti a loving man


Sorojena 1 week ago

Hapana chakanaka panyaya dzemshikashika yegold, Na'anga nemaporofita are the central figures panyaya yese iyi. Kwakaitika betrayal of some sort ipapo.


Lady t 1 week ago

mai muvevi ndimi manga masara kuuraiwa


Mai Denzel 1 week ago

ndokumbirawo #dzamai Denzel namai Muvevi ndoda kuvaeresa ndini madzibaba ve**** inodzikamisa vanhu


Mai Denzel 1 week ago

ndokumbirawo #dzamai Denzel namai Muvevi ndoda kuvaeresa ndini madzibaba ve**** inodzikamisa vanhu


TTT 1 week ago

The April 2022 girl friend should also be taken on board and interviewed.


mutsa 1 week ago

seems she didint know the guy at all. kkkkkk haa zvimwe zvacho. ndoo iye yekuti unoroorwa munhu achiuya kumba 3 hours chete most tym anenge ari kubasa woti he was a loving guy.. wanga waionepi


jαíѕσn muvєví 1 week ago

ndírєgєrєrєíwσ hαmα ndαkαítα nє míѕtαkє , vαnhu vαndαkαurαчα ѕσrч hєnчu vαchαmukα kαnα jєѕu αdzσkα


XXX 1 week ago

Mai Muvevi musataure henyu , munhu haangourayi vanhu 3 from nowhere, ma signs makatombomaona ekuti munhu uyu ari violent, mukaverenga mamwe ma cases ake achiri kuferefetwa muona mega kuti munhu aivenehutsinye ,all you can say is your husband was a soft man. That's **** talk. Better munyarare.


Bhidzo 1 week ago

kkk ndizvo zvikutukirwa @ Major na @Tintin 🙌

Tateguru 1 week ago

Ndanzwa kuti kuSpain kwava nemaShurugwi. Umwe munhu akabhembwa muChurch zuro


Firelady 1 week ago

Kkkkkkkk aah huyebodo🙌

Spaniard 1 week ago

Ndi Muvhevhi chete


tm 1 week ago

ayas


Psychiatrist 1 week ago

the perp displayed a classic case of mental disorder viz:
(a) post traumatic stress
(b) split personality
(c) dissociative identity
I recommend psychiatric evaluation before trial to ascertain mental capacity.



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback