Pindula
Register Login

Harare-based Preacher T. Freddy Arrested For Rape, Released

Harare-based Preacher T. Freddy Arrested For Rape, Released

Harare-based preacher Tapiwa Freddy who was Thursday morning arrested for rape has been released on free bail by Harare Magistrate Denis Mangosi.

The self-professed prophet was summoned from home so the issue was not raised. He is being represented by Everson Chatambudza and Malvin Mapako.

Freddy stands accused of raping a 33-year-old woman.

The Goodness and Mercy Ministries leader who is also a gospel musician appeared in court this Thursday.

More to follow.


Share Article

Sponsored

More

17 Comments

Jubie sibs 6 months ago

Chero idzoo mbinga dzachoo mafambiroo adzooita awaka ndainzwa kuchnz ndurMbinga yamashuwa inofamba najesu zvno zvokwamwar hazvina chvande zvaratidza zvoga izvoo kt mbingaa inofamba namakuti kkkkk, kusekanhamo serugare naikowo Ruru kachinyanya kusada kunzwa ati tilili, lili yagara iripfamb iyoo💃💃


cleopatra mativenga 6 months ago

zvakunz disabled ruru nhas asi vanh vainakirwa apa aaaah


Sunday 6 months ago

Vakawirirana vanhu awa kana vakurambwa voti ndarepwa kkkk fredy rova zvinhu usambotambisa kana vamwe vacho weku zbc angokukumbira Mari chete ita vopura nyemba nemusana kuda kupiwa Mari mahara hazviite izvozvo


Sponsored

More
ED 6 months ago

06 December 2021

Trial Date, so hang on there.

Yours truly

Ngwena


Netsai 6 months ago

Touch not the Anointed.

James 007 6 months ago

Ndowirirana newe titi wataura chokwadi


Titi 6 months ago

Kana ruru achiziva kuti arikunyepera Freddy ngaazive kuti kudenga mwari vanoona nekuti hauzoburitsa nyaya yerape izvozvi , waneta kudanana nemunhu womutsvagira mhosva ,


Gogodera 6 months ago

Regai timbodzwa zvedu tiri kumateresi but mukadzi uyu dei akataura musi wekutanga because iiii?


Madala Banda 6 months ago

Ruru usadaro iwe hanti waitochemerera prophet vakanyika chinhu chavo uchitoti waive usinga zive kuti kune vanhu vane zvinhu zvinonaka kudaro rerutsa Moyo wako hona nyaya kwayave kuenda ..any way ko takusuwa pa radio Zim ka program kako Kaye ruoko runopa aripo haanyatsogona semaitiro aunoita tiudze kuti unodzoka rinhi takateya nzeve 👂👂👂👂👂


Ruru 6 months ago

Ndodzoka next month Madala, ndombopedzisa nyaya iyi first

Soul jah love 6 months ago

Zvatopera so,kanyaya katodhakwa.Ichazova ma remand out of custody until 2030..


Kunta07 6 months ago

I guess this all about making money on someone....


Unifier General 6 months ago

Rape issue inonetsa cz chero maiwirirana mukagumburisana unongonzi vakandirepa wotonyura ,,however dai akarepwa chaizvo chaizvo should report immediately,,so it's now counter attack EXTORTION VS RAPE ,, let's wait n see kwazvinosvika


Chikwaka Matemai 6 months ago

Ko nhai Ruru waidii kumhangara panguva yakaitika nyaya

gafa 6 months ago

ateya mariva murutsva hachatyi kusviba magaro atamba nemadress hachatyi kusvibiswa zita


Four 6 months ago

Are these real allegations or just to tarnish one's image. Wl wait to hear more as the story unfolds in the very near future


Shumba HURU 6 months ago

Uuuuuuu iyewo munhu wamwari aigoita zverudo rwechihwande sei


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback