Pindula
Register Login

Gospel Musician Trymore Bande Up For Car Theft

Gospel Musician Trymore Bande Up For Car Theft

Zimbabwean gospel musician Trymore Bande (35) today appeared before Harare magistrate Yeukai Dzuda facing a car theft charge.

Dzuda remanded him out of custody to March 7 for trial date.

 It is alleged that in June 2021, Bande disappeared with a Mercedes Benz C230 belonging to Dzidzai Moffat and later sold it.

Moffat had tasked Bigboy Nyarisambo to sell it on his behalf.

Bande allegedly expressed interest in the car and took it on a test drive before vanishing from the scene.

Moffat then reported the matter at Zengeza Police Station, leading to Bande’s arrest after he had sold the vehicle to Misheck Mavunga.

Lynnet Gwarisa represented the State.

Trymore Bande stole rose to fame when he produced an album with a beat and vocals that many mistook for Charles Charamba’s music.

More: NewsDay Zimbabwe


Share Article

Sponsored

More

21 Comments

Gokwe lawyer 3 months ago

Pese apa aimbovepi???? vasaimusunga nei???? uku kuitisana pane kusanzwanana kwakaitika haana kuba uyo tikazvitsvaga


go 3 months ago

Ktsvaka wangu chakaipa kzobatwa uku wotoshinga


Clnto 3 months ago

Mbavha idzi kuimba dzekwamwari kuti vawane kubra vanhu


Ghetto Yut 3 months ago

unngoona ne Zita kuti itsotsi iri hanzy Trymore kkkkkk


lamar 3 months ago

nyaya yenyu yemashona nemandebele iyi kaa.#no to racism


Dhuterere 3 months ago

Zvakangofanana naPassion Java zvekuparidza vhangeri zvakarema akuita zvemaslogans kuZanu mbavha idzi..


Sponsored

More
3 months ago


S 3 months ago

Hapana kungwara apa. Kuenda ku GEHENA nekuba. Satan. Isai mujeri mbavha idzi


ED 3 months ago

Mbavha dzakangwara dzinoba nezita rajesu


Barman 3 months ago

Wat dd ur own jesus steal

Gogodera 3 months ago

Hatina musha panyika


chimuti 3 months ago

Vanhu vaya vatanga


gwanda lose 3 months ago

vanenge vachitsvaga Mari vakomana vachiimba dzimbo dzezvitendero


@mk 3 months ago

Saka kuimba zvamwari kuda kubira vanhu nhai


Hulk Hogan 3 months ago

Shona thieves at their best..#Thuglife


Nkalankatha 3 months ago

Siyai nyaya iyi yemaShona nemaNdebele.hainakidze pafeya..

Barman 3 months ago

Beqeda bazenza ngcono

Barman 3 months ago

Imwe mbavha iyii....opasi surrend


Bright 3 months ago

Ummm zvonyadzisa apa munenge michiimba zvamwari Fri apana mutsvene panyika pano


Bright 3 months ago

Asi unogara naye hre

Dcp 3 months ago

Ini handifungi kuti wakaba skmething isi going on


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback