Pindula
Register Login

Girl Dies After Being Assaulted By Own Mother For Over Two Hours

Girl Dies After Being Assaulted By Own Mother For Over Two Hours

The Zimbabwe Republic Police (ZRP) is investigating a case in which a Budiriro woman and her sister assaulted her 11-year-old daughter to death as punishment.

Reports suggest that the 26-year old Vimbiso Muzvagwa used a cooking stick and a sandal to beat her daughter to death.

A neighbour said the now-deceased girl’s body had swelled when they went to see her. Another commented:

It was too bad. Mwana akarohwa for more than two hours ndikabvinza vakati regai ane muskanzwa asi ihh it was too much.

Another neighbour said the deceased girl was naughty but the assault was just too much.

ZRP national spokesperson Assistant Commissioner Paul Nyathi confirmed the incident saying preliminary investigations indicate that the mother and her sister assaulted the girl as a form of punishment. He said:

We are investigating the issue but from the statements we have the mother on the same day whipped the child as a form of punishment and left and the younger sister also assaulted the child.

Corporal punishment for disciplinary purposes was banned in schools although parents still use it as a corrective measure.

More: ZBC News


Share Article

Sponsored

More

19 Comments

Abisalomu Zulu 6 months ago

Mai vakatsamwa mwana seems aivadherera vakamuzvara vari vadiki so mwana aivatora sasisi vake look at the age difference or mybe ndistep mother


Bee 6 months ago

Hasha dzenyu dzemudzimba musadzipedzere kuvana pliz we


John jion 6 months ago

Hapana kuroya kunopfura APA this is mader chaiyo ngavaende ku Jeri mai Ava.jion

Bee 6 months ago

Hasha dzenyu dzemudzimba musadzipedzere kuvana pliz ww


Ndini Uyauya 6 months ago

Guys 2hrs chaidzo uchirova munhu🤔kana boxing match chaiyo ingasvike ikoko here?
Kana kunganzi kuranga neshamhu, ungarove mwana kusvika kana 10minutes zvadzo🤨?
Ummm ndibatsireiwo Tenzi, kuranga ndekwenyu. Ndadzidza.


Titi 6 months ago

Shame veduwee hasha dzinoda kudzora uye vanhu wee ngatidzidzeyi kukoshesa upenyu pasi pano hapana chinokosha kupfuura upenyu


Sponsored

More
Godfrey Pedzai 6 months ago

Ukarova munhu akafa kutouraya that's murder hapana justification ipapo nyangwe washandisa kahuswa kemutsvairo uchiti urikuranga unenge watoponda ,very sad.


Prosper P 6 months ago

Haaa vana ava ukasaita careful unozviruza. Kuna vamwe vane brain chemistry dzinoita kuti vaite zvinhu zvinopa "hasha". Ukamurambidza ichi anopindana neicho and if you are not knowledgeable kuti that condition of hyperactivity is because of brain issues unokuvadza mwana nekurova when you are just supposed to learn how to deal with it psychologically, psychiatric way or even the spiritual way kune vanozvitenda.
If you look at it carefully some of those kids ndovanoguma vava nema self destructive behavior wakura.
It's a sad situation indeed.


Abisalomu Zulu 6 months ago

Point I have a cousin aisaro no father her mom vakashaya ane1yearmonths she is so pretty ndaimuendesa kuxkool hembe ndichitenga dzemhando akunyengwa nahwindi @ form2 ukati ndokurova aitaura zvepolice handina kuora moyo kept doing everything for her the following year she got pregnant ndakarwadziwa sei murume ngachikupa Mari yekuregister dololo I gave her hw can someone study achisvotwa nemimba akafoira then said uncle I wanna go back to school just said tell your husband ndomborera vangu u lost your chance

Lucia Mugodhi 6 months ago

Iyi ndoinzi chawagona hapana zvinonzwisa tsitsi shame


Draco bad and bougee 6 months ago

Ana amai zvinhu zvakaoma hazvo asi dzimwe hasha pedzerai kuvaridzi vadzo mudzimba dzenyu


Chiponda Remigio 6 months ago

So sad dai vakatsvaka dzimwi nzira dzekuraira nadzo, otherwise ndizvo zvavayiitawo at that age


Do that 6 months ago

Do job mapolisa aaah Shame vakadzi Ava vafewo futi


Mr Bush 6 months ago

Mwari wenyasha pindirai Kani tinozviziva hamukundikani


Zahzah 6 months ago

Kuroya chaiko kuponda mwana ere Period (Zarynya)

Kaguvi naCharwe 6 months ago

Shame and vanhu vacho ndino vaziva ndapererwa wena


Jb 6 months ago

Yooo zvakaoma

Sir 6 months ago

Kuroya chaiko uku


Gogodera 6 months ago

Zvimwe mweya wetsvina kana kuti huroyi



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback