Pindula
Register Login

Girl (14) Dies After Birth-related Complications

Girl (14) Dies After Birth-related Complications

A 14-year-old girl from the Johane Marange Apostolic Church reportedly died on Tuesday a few days after giving birth at home in Buhera.

Family relative and lawyer Norris Johannes confirmed Delight Masomeke’s death to NewsDay.

He said Delight, of Bvumbura Village in Chivhu, gave birth to a baby girl on 29 December 2022 at Masasa in Buhera but died three days later. Said Johannes:

The deceased is said to have given birth to a baby girl on December 29, 2022, and remained unwell until she succumbed to (an undisclosed) illness yesterday (Monday).

Her mother Nelia Matarirano is my sister, but the family was not aware that the girl was married.

All we knew was she was at school, only to be shocked by the news of her death yesterday.

Relatives wanted to hastily bury her, but we sought police intervention. We are at the police station filing a report.

Zimbabwe Republic Police (ZRP) national spokesperson Assistant Commissioner Paul Nyathi told NewsDay that he had not received a report of the case. | NewsDay

Share Article

Sponsored

36 Comments

3 weeks ago

Mukuru paakaenda kwaMarange alapfeka gemenzi nehwashu Haiti iye akapihwa nyana kuti asvasvange here? Manyengavana haarambirwe.


S.O.S 3 weeks ago

The concerned organisations, such as social welfare, msasa project and others must intervene in all Marange Apostolic Sects and help all girls who are being send off in child marriages by their parents. Stop this illegal practice and make arrests.


Guka 3 weeks ago

Mnakiro we ma sweet 16 unotumitisa


Officers 3 weeks ago

Zvira pa 2

3 weeks ago

It is a pity that our Rulers are seen breaking bread with these white garment men .One would presume that they condone the marrying and bedding of underage girls or that they partake.


Ali Tinasheba albamohamed 3 weeks ago

Nyaya haisi yechechi munhu agara anongofa wani


WTF 3 weeks ago

RIP Delight..... 14yrs years anga akutobatirira uyo, musatuka zanu pf haisiyo or church havazirivo vakanyyenga mwana


Sponsored

. 3 weeks ago

mapositori neendtime massage machurch akaipa vanhu varikunamata Satan vatori bizz kukutudzirana kuiita zvakaipa pasi pezuva


pastor 3 weeks ago

Marange ma cults ka aya ma agents a anti Christ. Kuita basa reku s.v.i.r.a twuvana tidiki imi muri ana sorojena. They should be arrested


mlambo naume 3 weeks ago

church zhinji dzirikuroora ma14 yrs iwawo by hazvimbotaurwi asi zvevekwamarange ndozvanyanya kudii

WTF 3 weeks ago

Uya akamitiswa we9 years hatina kumbonzwa chitendero chake pano so leave the church and government out of this shiiiiiit


Marange apologist 3 weeks ago

Asi wapindirwa mugarden mako here. Hausi kuziva here kuti Marange church ndiyo inotendera vana vadiki kuti varoorwe uye vachienda pabarika futi. Kana uri umwe wavo varikubata vana zvibharo tirikuuya ikoko kuzokutora. Haunyare Rega mwana Akure. Ndosaka muchidya nhiyo idzo sheshe dziripo

😭 3 weeks ago

RIP


jz 3 weeks ago

kana zvikaitika kupostori zvinotaurwa asi ma9years arikunyengwa achiita mimba achizvara haataurwi,,,,,zvekufa kana kuroorwa hazvisi zvechurch,,,,,,zvekuroorwa ndezvemusha,,zvekufa ndezvaMwari,,,,,saka nanganai neaita kwete church,,,,,,,,,,,fanika iwe pastor haugoni kupfimba vasikana basa nderekunyenga vakadzi vevanhu apa uchizviita pastor unodzidzisei kuvanhu,,,ndiwe unofanira kusungwa bxz urikunyepera vanhu kt unoendesa vanhu kudenga nyarara


bvoo 3 weeks ago

mapositori kudii ma9 years akamitiswa mapositori here ma 9yrs ndeve ccc vakamitisa ma14 yrs ndeve zanu saka varinani ndevapi apa mbudzi yaruma imbwaka


@marange apologist 3 weeks ago

Point of correction Cde church haubvumi kuti vanhu varorwe nekurora dziripwere......teachers are not supposed to be intimate with learners but I ini ndakatotorerwa baby ranku naSirman. It's everywhere overzealous felas are there


Bloody ediots 3 weeks ago

arrest all these bold headed rapists pronto


Nostro vostro 3 weeks ago

The laws must be observed, if I have followed up the story well , how come did the parent ,varikunzi Mai Ava not knew about the developments pamwana vangati shuwa ndaiti mwana arikuchkoro without having the adequate information yekuti mwana aripi uye arikuitei. Pavarikuti mwana ndaiti arikuchkoro kureva kuti mwana uyu aive mu boarder here or vanga vakamuendesa kuchkoro kwekuti anodzoka after a year, uye vasingaiti ma visits kumwana , honestly mwana angatobarwa nhumbu kutouya 9 months , nekuzvarwa Mai vasina kumbibvira vazviona or kuzviziva . Koo pavarikuti ndaiti mwana arikuchkoro Apo where was she mmmmm pane nyaya apa


nyaya yako 3 weeks ago

yarebesa chinun'una wadii wamboenda kunetsana nevanhu vezera rako ana tin tin nana pk usire nyaya idzi vanhu vakuru

@bloody ediots 3 weeks ago

go fuuck yosef u dummy


PTSD 3 weeks ago

Mor laws should be put in place to protect #Girlchild. This is so sad


Holy sht 3 weeks ago

Ladies and gentlemen there won't be any effective laws up until the economy is vibrant...... Period!!!!!


Nimrod 3 weeks ago

l support your view that nzara mudzimba ndiyo inokonzeresa perhaps 90% yekuti vana varoorwe vari vadiki.

Juru2023 3 weeks ago

Imi vanaolive munotinyima s.e.x MAIN CULPRITS VANA OLIVE


Dofo 3 weeks ago

Arikuzviti family lawyer uyo ndiye ari kubika nyaya yekunyepa


signor 3 weeks ago

church type idzi dzakazara anachipazamhandara chte imhombo


Patty 3 weeks ago

so sad uuuuummm momz iyo yakaziva kare kuti mwana arikugara nemurume buh honestly hazvitaurike kuruzhinjii


tombi 3 weeks ago

ukaona muhuanotsigara zvakadai haazvari


bvoo 3 weeks ago

nyaya iyi ndinokuz8va mwana akamitiswa kuchikoro kwete kuchurcha kwavo


Jah 🇿🇼 Tsvarie-07 3 weeks ago

Pamasasa apo 🤔
ma 07 mandikonewa chokwadi


stony 3 weeks ago

unenge ichitori fofa fofa


mlambo 3 weeks ago

zvazara izvi kumabhawa murikurara NEMA 13 yrs nyararai apo


CCC 3 weeks ago

such churches should be closed for Good


Cid hombe 3 weeks ago

****nai muwande


Cid 3 weeks ago

kuvaranekubatanhumbu it's a sign of life


2 weeks ago

Wish it was me



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback