Pindula
Register Login

FULL LIST: Radio Zimbabwe Top 50 Songs Of 2022

FULL LIST: Radio Zimbabwe Top 50 Songs Of 2022

On the 31st of December 2022, Radio Zimbabwe announced the top 50 songs of the year. The event was sponsored by Glow Petroleum Zimbabwe.

Here is the full list:

50–Chishuwo–Jonathan Siastumuzira 49–Masibambaneni–Mai Titi ft Sandra Ndebele 48–Ginimbi–Mzoe 7 47–Bambelela–Ndux Junior 46–Sahwira–First Farai 45–Pasi rachema–Nicholas Zakaria 44–Hwenyakwese–Somandla Ndebele 43–Tenda–Shamblo ft Obert Chari 42–Drugs ruin your life–King Truth Jigoo

41–KuJehova siyafana–Mike Sibanda 40–Buda pachena–Antony Mpofu Muyengwa 39–Ndinovada wani–Solo Moyo 38–Bvubvuru–Selmor Mtukudzi 37–Ama yellow–Madlela 36–Musha mukadzi–Hillary Mudziviri 35–Kusina mai–Potifa Mopo 34–Kero–Andrew Mpembe & Mhokore Sounds 33–Yini ndaba–Rose Mambo 32–Manera–Mbeu 31–Automatically–King David ft Dr Tawanda 30–Karolina–Romeo Gasa 29–Aluse mushe mushe–D T Bio Mudhimba 28–Umzonde wedwa–Zinja Ziyamluma 27–Handikendenge–Trymore Bande 26–Ngairire–Ray Bopoto 25–Chitopota–Jah Signal 24–Chero kuchibva cash–Leaonard Zhakata 23–Siki bho–Enzo Ishall 22–Zoomer–Roe Makawa 21–Favour–Chief Hwenje 20–Mufaro washe–Fungisai ft Winnie Mashaba 19–Happy again–Winky D

18–Rudo rwaJesu–Blessing Shumba 17–UMvundla–Nqabutho Voko &Nkayi Messengers 16–Nga nga nga–Shantel Sithole ft Baba Harare 15–Fire emoji–Leo Magozz 14–Magear–Makhadzi ft Mr Brown 13–Tsamba mufoni–Ras Nox 12–Bokoko–Roga Roga 11–Ndaakuyiitawo–Aula Pilo 10–Uhambo–Andrea The Vocalist 9–My love–Tindo Ngwazi 8–Akana mali–Martin Sibanda ft Mark Ngwazi 7–Sadza nemhiripiri–Mkoma Panga ft Chipoko chaSauro 6–Bvudzi rangu ramera–Dorcas Moyo 5–Chihera remix–Tryson Chimbetu 4–Vana vangu–Tembo Brothers 3–Zvinamatire–Simon Mutambi 2–Nyaradzo yababa–Mark Ngwazi 1–Makazvinzwepi–Alick Macheso

More Pindula News

Share Article

Sponsored

30 Comments

chari 3 weeks ago

ko Mambo dhuterere cy musina kuva vhoterawo ndaitot vachatopindaw pamamonya kkkk dhuterere is the best atist for me


nd 3 weeks ago

akaimba kuti chii gore rapera.

ʝм℘ 3 weeks ago

Congratulation Alick Macheso vafana avo vana Ngwazi


3 weeks ago

Eheka Macheso ndiye akabura uchi


BBC 3 weeks ago

vana ngwazi musabudisa Gore rinobudisa Macheso. zvaiitwa na dhewa chete.


Sponsored

🙅 3 weeks ago

macheso chete ndiyeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee


Simaz 3 weeks ago

Inga pakanzi radio Zimbabwe top 50 wani sa why ku mixer

3 weeks ago

No number 1 Nyaradzo yababa. No 2 chipoko chasauro .. teerera national Fm huru yadzo kkkk


ndunge 3 weeks ago

unonyepa iwe mukoma panga nechipoko yaiva 1..2nyaradzo 3macheso ..usanyep mboko iwe

ndunge 3 weeks ago

ndiregererewo ndingoriwo rombe risina charinoziva 😭😭😭😭😭

RESPONSIBLE CITIZEN 3 weeks ago

ko power fm top100 tipeiwo futi


3 weeks ago

Fire emoji number 1 , silas mavende number 2

RESPONSIBLE CITIZEN 3 weeks ago

Fire emoji ndizvo hopefully acha maintainer pace

NHUBU 3 weeks ago

famba tryson CHIMBETU


3 weeks ago

Ngwazi ndiye akaita number kuNational fm nhepfenyuro ine chimuti.Usanyepere vanhu iwe


3 weeks ago

Number 1 mark nwazi ku Nfm


3 weeks ago

Well done ngwazi Mark ur are a hero god bless you


3 weeks ago

90% of the songs on that list handidzizive never heard them


Wekunyanya 3 weeks ago

Pple don't listen to music zvakanaka,I hve nothing against Mark Ngwazi he is good bt he needs to improve on instrument arrangement panasongs Ake ....Sungura yaAlick is something else pamagitare .pama composition aakutatarika zvake bt aakuita saMessi .. experience counts..ipapa Ngwazi aakutot anerimwe album kkkkkk haaaayaaa


Ngwazi Dzungu 3 weeks ago

Kkkk Ngwazi arikubika musi yake with one aim yekukunda Macheso,but Macheso arikuda zvake kungofadza vanhu and he is not in competition with anyone


3 weeks ago

Makorokoto Baba Sharoo. It has been years zvichiramba including hits like gungwa. Ngwazi pachine mufambo plus yakabuda after macheso ndokuita seaikopa zvikuru mazita mazita mazita i think mabasa a spenser uyo akamboshanda namacheso akashanda naSoma apo pamuronda tsimba. Anywhere its now a fresh year


3 weeks ago

Jah pureza Kandi gheti


mlambo 3 weeks ago

kkkkkkk number 1 mukunda was Tuku Selma


3 weeks ago

makazvinwepiko kuti nyaradzo inoitirwa mundege


....... 3 weeks ago

ngwazi anoimba nhetembo nezvindori

Macheso Sea wave 3 weeks ago

Sea wave instrument yanga yakabatana



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback