Pindula
Register Login

Former ZANU PF Women’s League National Treasurer, Sarah Mahoka, Has Died

Former ZANU PF Women’s League National Treasurer, Sarah Mahoka, Has Died

Former ZANU PF Women’s League national treasurer, Sarah Mahoka, has died.

Mahoka, a former Hurungwe East legislator, died in a traffic accident on Thursday evening at Buffalo Downs, just under 3km from her farm.

It is understood that she was involved in a head-on collision with a haulage truck that encroached onto her lane.

Sources say Mahoka was travelling towards Karoi while the haulage truck was facing Harare.

More: The Herald

Share Article

Sponsored

23 Comments

Rambo 7 months ago

shem RIP kunyangwe tine muono wakasiyana nezvematongerwo enyika pa nhamo tinochemana


Chikandamina 7 months ago

Outspoken,brave and straight forward.sorry rip ma roads edu anoda kukudzwa.


Rwadzi Gunsmoke 7 months ago

So Sad shame ndarwadziwa zororai murugare mai Mahoka...
Rest In Peace Comrade Sarah


Sorry sorry ngatichemei netariro 7 months ago

@💪💪💪Very Muscular


Gogodera 7 months ago

Rest in peace comrade makarwa kurwa kwakananaka


Makelanwi 7 months ago

Wafa wanaka,but the Mahokoka's terrorised people of Hurungwe in 2008.


7 months ago


Sponsored

Nkust 7 months ago

Kkkk ndiye uya wekuti ngwena inogara mumvura, waionaka ngwena ne mu road irimo futi kana kty mugonyeti, anyway shame touyao ikoko mutifarisireo Leonard dembo ikoko momoti ini kuno na mboko, Gaffer, bright, gogodera tiri right, ngwena yava kugara ku state house


,, 7 months ago

Avana kuseterana her ava

Soul jah love 7 months ago

Face yake haaaaa,i type dzaimamisa varume idzi.Mukadzi oti "hey" iwe oti"Maaa"!Asi angasinga rovi lager,because i type dze Blacklabel....Ziso racho asekuru,ummm ini ndamukwata Comrade uyu.Kuti nditi RIP,chero kuna Bob andina kumboti RIP,nekuti takambomamiswa good size nevanhu ava..ma 2000 hazive chunu,takambovhimwa nema youths e ZANU pf zvima green bomber @2008,kurowa wavhiswa hembe dzese ,worohwa kukandwa muma sowage.Ini pachezvangu 5 friends died later on mu life due to torture and the bad part of it we had the stupid membership cards e ZANU pf ma days ekurowa.So i don't oppose ZANU pf for fun,but for a cause.I hate ZANU pf because i was once torture for nothing.So when these Comrades die painful death,it is their time.


Chihwà 7 months ago

eish... i hope truck racho harina kutsemuka radiator because mmmmm maradiatior aakudhura... let alone yegonyet


Bright 7 months ago

@chihwa e ndaikumbirisawo kti kana makuputa wanzai bepa not fodya dzinokukanganisai mafungiro

Kalo 7 months ago

Umm

🤨🤨 7 months ago

Ummm madii masiya mogo

Tkt 7 months ago

@Souljahluv..... Haa misadaro arume
😂😂😂😂😂


Tkt 7 months ago

nemi @Chihwa .... haaa guys boe here asi


kings 7 months ago

r.i.p


Nimrod mandishona 7 months ago

Uyo haanzi chihwa anonzi chiva ,chiva chinyoka chipfupi chikubvu chiya


cute 7 months ago

@chihwa wandikwadza nekuseka kkkk


Ndambakuudzwa 7 months ago

You can rig elections but you cannot rig death.


Mujumba 7 months ago

Hondo inopedzwa nehondo webanga anofa nebanga pabatisisei ipapo ane nzeve dzekunzwa atonzwa soooo


Matrix 7 months ago

🚮


shodhindo 7 months ago

haa vakita havo bt dai maroads akagadzirwa. like zvakuita harare-masvingo dai pasina kuita head on yacho coz ka road harare chirundu yakamama ka road kengoro



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback