Pindula
Register Login

Former Mines Secretary Gudyanga Convicted In US$29 000 Corruption Case

Former Mines Secretary Gudyanga Convicted In US$29 000 Corruption Case

Former Mines and Mining Development Permanent Secretary, Francis Gudyanga was today convicted of corruptly claiming US$29 000 from the Minerals Marketing Corporation of Zimbabwe (MMCZ) in sitting allowances on behalf of a dissolved board.

Gudyanga was being charged with criminal abuse of office as a public officer after claiming the sitting allowances for a board that had been dissolved in 2013.

He was convicted by Harare magistrate Mrs Barbra Chimbodza after a full trial and he was remanded in custody to Wednesday for sentence.

Prosecutor, Mr Michael Chakandida represented the state.

More: The Herald


Share Article

Sponsored

More

13 Comments

incorrect 4 months ago

tingafara kytombowa anosungwa. vaRushwaya vakabatwa red handed varikungofamba. vanachombo vanaKereke vakamgobidiswa mujere


Zapi nax 4 months ago

Junta Pf ndombavha hombe vauraya nyika utwu twumbavha twudiki twaakupindira mujere over issue yemapolitical differences


Fuza madhingori 4 months ago

Ndo corruption yatiri kuramba zve iyi
Triple C woye
Pasi nevanotambira US$30000 isu tichipihwa 9000 rtgs
Ngaapinde hake mukomana


Jah🇿🇼Tsvarie-07 4 months ago

The only good thing i realized about LAW is that it only works when you are bankrupt
It is the same fire that melts butter and hardens the egg...


Sponsored

More
Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu 4 months ago

He was just an employee of ZANU
Musati munhu wese angoba atumwa neZANU PF
Taurai kwamaswera kwete kuwukura

Muchaperekedza wamwe


Brativokoro 4 months ago

IDiot ch**** sungata chezanu payakabiwa Mari wangauripo saka ati akatumwa nezanu ndiani kana zvanz mbavha yezanu

Hameno 4 months ago

Ndoperekedza Ani pano papindula a kana newe ndokuperekedzawo yohwe
handikwatiswe newe uite mushe

Charger 4 months ago

Mbavha dzezanu idzi kungolooter maticha muchivapa nzungu


Vybz Kartel 4 months ago

Zanu irikuramba huwori mu urumende


Pido 4 months ago

Idzi dzangoitawo munyama, asi dzinosupporter opposition kanhi kkkkkkkk coz 29k it's nothing comparing nezvinobiwa nevamwe


Chigaramboko 4 months ago

i think dzakarasa alignment mu Zanu imomo

The King of Serpents 4 months ago

Taura hako iwe. Vazhinji ma millionaire nemari dzekubira nyika

Dhiniwe 4 months ago

Mbavha dzese mukati



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback