Pindula
Register Login

'Former Harare Mayor, Herbert Gomba, Has Gone Missing'

'Former Harare Mayor, Herbert Gomba, Has Gone Missing'

Former Harare mayor and Citizens Coalition for Change (CCC) council candidate for Glen Norah, Herbert Gomba, has reportedly gone missing.

According to journalist Hopewell Chin’ono, a group of men went to his home looking for him and two of the man told his security team that they were from the Criminal Investigations Department. Chin’ono tweeted:

The former mayor of Harare and @CCCZimbabwe council candidate for Glen Norah, Herbert Gomba, has gone missing after a group of men went to his home and his parents’ residence looking for him.

Two of the men identified themselves as CID detectives to the mayor’s security team.

Gomba, and three City of Harare council officials are facing corruption charges and will be in court on 14 March for trial.

Gomba, suspended town clerk Hosea Chisango, finance director Stanley Ndemera and Charles Kandemiri, face criminal abuse of office charges for allegedly illegally selling a Golf Course in Mt Pleasant.

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

45 Comments

Vybz Kartel 4 months ago

Chinono watanga futi kunyepa you and your ccc vagabonds. You are now creating stories so that elections can't be held and then claim kuti there is no free and fair atmosphere. You know you do not stand a chance against ZANU PF


Gudo Gudo 4 months ago

hanty iwe unotopenga zvako saka tingaita sei newe

Zvadhakwa 4 months ago

Mabhinya ezanu atangahe. Kuda kitouraya Gomba. Daddy thanks for the information. Blow the whistle louder for the world to hear and see


Chisingaperi Chinosura 4 months ago

Proof positive vamwe vakuru vakurwara nemanyoka. Kungofunga Chamisa chete vototanga kupazha non-stop. Gore rino vamwe vachawanikwa vakafira pama toilet sits😅


Me 4 months ago

Umn pashata


Ukraine 4 months ago

Zvatanga futi..,.. Tiudzei maresults tototo ne man u


SADZA 4 months ago

😁TOTENHAMO
VS
MANURE

Bright 4 months ago

Man u 2 toti nenhamo 1

Vybz Kartel 4 months ago

Toto 10 Manure United 0

Sponsored

Mujumba 4 months ago

Mabhinya ezanu haafe akabvuma mhosva chero vakatowanikwa vachiita chinhu paspot but chisingaperi chinoshura ,Kare haagari arikare watch out Zanu thugs your time is around the corner


Shadows 4 months ago

Haaa ccc murishasha kubika nyaya. Dai muchidaro nekutsvaga rutsigiro murivanhu. Chupet

Bright 4 months ago

Bcz pane kungobika nyaya ka why mkomana vasinga mubate wamunoti hope achenjere kuita dzamara party two iyeyu a pese pese zanu yadai pamwe inenge isiriyo

Vybz Kartel 4 months ago

Musanyepere Twi nyaya nekuti murikuziva kuti muchasvasvangwa

Three Little Birds 4 months ago

Don't worry about these things!


WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 4 months ago

WITH THIS TYPE OF INCIDENTS HAPPENING, ZANU PF MUST FORGET ABOUT SANCTIONS BEING LIFTED. THEY MAY GO TO KENYA AND HIRE BOUNCERS. IT WILL NOT WORK. THEY MUST RESPECT HUMAN RIGHTS.

THE FORMER MAYOR'S SECURITY TEAM FAILED TO DO THEIR WORK PROPERLY. THEY SHOULD HAVE ASKED FOR THE POLICE IDENTITY CARDS FOR THESE ALLEGED CRIMINAL INVESTIGATIONS DEPARTMENT [CID] DETAILS.

THE STORY ITSELF IS MISSING SOME ESSENTIAL INFORMATION. IT DOES NOT TELL US WHEN THIS HAPPENED. IT DOES NOT TELL US IF THE FORMER MAYOR WAS UPTO DATE WITH HIS BAIL CONDITIONS.

IN ANY CASE THIS IS A DEVELOPING STORY. WE AWAIT TO HEAR FURTHER DEVELOPMENTS.

[ DO NOT VOTE ZANU PF. DO NOT VOTE MWONZORA. VOTE CCC FOR CHANGE ].

YOURS FAITHFULLY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
[ THE BUSH LAWYER ].


Captain Jack Sparrow 4 months ago

I think Zimbabweans are the jews of African, you are quick to believe propanda sanctions imposed on Zim are targeted at certain individual KANA muchida kuziwa masanctions look at Russia, zv**** zvevanhu rambai muchitambura CCC or ZANU PF hapana ichakunyurura from your predicament, shanda isu vamwe tirikurara musango tichikorokoza iwewe busy kutaura zveCCCneZANU **** dzevanhu

Chahototo 4 months ago

Ma sanctions tamajaira we don't care about them anymore, we know that the west is using sanctions to blackmail the people of Zimbabwe and to arm twist us into voting for MDC/CCC. Manje Zimbos know better, we will stick with the revolutionary tried and tested party. Pamberi ne Zanu Pf.

▪️ 4 months ago

WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI
100% BHARANZI REPAPINDULA

Chasara kunzwa Mwonzora oti face ya Chamisa belongs to MDC alliance 4 months ago

🚮ZANU PF


🦅 4 months ago

Musanyepere Zanu apo, kana chiri chokwadi chekuti is missing zviripachena kuti atiza nyaya dzake, pane akamubatisa kuti aizonyura, musanyepere Zanu pese pese


Our zim 4 months ago

Chii vhinotadzisa chero matsotsi kungotaura kuti tiri veZanu or CIO.ndezvekupenga zvamunoteedzera izvi these are baseless accusations musafunga kuti zanu yega munyika muno ndiyo inouraya vanhu kana kupinda kana kungonyudza vanhu.Tine hobho mapoka anoita zvese izvi including zanu and all other pple who affiliate to different parties


ngorima mushava 4 months ago

be careful na Chon'ono uyu


Mujumba 4 months ago

Hanty munoona kuti matotanga kuramba nyaya iripachena zvino chinonakidza vacho vanouraya vanhu muZanu vazhinji vakupenga nengozi vacho vanokutumai vari peee nemhuri dzavo vachisvasvanga mari imi madununu muchikwangwaya nenhamo nengozi wakamboona kuti regalia yeZanu inopfekwa nemapenzi mazhinji nezvigure kuratidza kuti ndezve mweya ye**** .Ccc regalia handisati ndaona benzi rinopfeka yellow since kkkkkkk Zanu Gure Pf mipengo


Bright 4 months ago

Kkkkk asi ehe wataura chokwadi apa

Mujumba 4 months ago

Chin'ono is rght anoda kuti vanhu vasiye rima vaende muchaedza regai mhondi dzi exposed nekuti zvanyanya Zanu inouraya vana weZimbabwe nokuti tati salt haisi kuvava Smith was better than this rubbish government of black people vanhu vasingadi vanhu vanouraya economy kusvika pakushaya currency yedu chaiyo gegegegeeeee hanzi tichingotonga


Mujumba 4 months ago

Aiwa Zanu chete ndiyo unozikanwa nebasa ehumhondi nderipi rimwe bato rine ropa mumaoko pasi NeZanu mwari pindirai


Patriot 4 months ago

GOMBE IS MISSING? I WONDER HOW THIS GUY CALLED HOPEWELL GOT HIS PROFESSION OF JOURNALISM? HIS TWEET HERE IS VERY IMMATURE ,THERE IS NO DATE AND TIME WHEN THIS FORMER ACCUSSED MAYOR WENT MISSING. ALSO,HE IS NOT CLEAR WHETHER THE CID MEMBERS WHO CAME TO HIS HOUSE ARE THE ONES WHO MISPLACED GOMBE.OK ,THE FACT THAT THIS MAN IS UNDER PENDING CORRUPTION INVESTIGATIONS MAY FORCE HIM TO RUNAWAY FEARING CONVICTION. MOST OF THE TIMES I DONT COMMENT ON THIS PLATFORM BUT I DO READ AND FOLLOW. I AM BEGINNING TO WONDER IF THE BUSH LAWYER CHARACTER NOW IS THE EXACTLY WHICH I USED TO SEE HERE.THE ONE I KNEW WAS VERY ANALYTICAL AND PRECISE .HEY PEOPLE DONT JUST RUSH TO COMMENT BEFORE UNDERSTANDING AND ANALYZING. YOU DONT HAVE TO BE ALWAYS POLITICALLY EMOTIONAL TO COMMENT.ABDUCTIONS,ATTACKS ETC... ARE BECOMING TOOMUCH,BE SURE TO BELIEVE SOME OF THEM AND BEWARE TO BE MISLED BY POLITICALLY SIDED MEDIAS .THANKYOU


Jombo 4 months ago

There is no better way I would have said it......well explained thank you

Mujumba 4 months ago

Imi vari pasi ndimi munoti CCC inosvasvangwa but maboss enyu arikuziva kuti tsuro haipotsi rutsva kaviri especially madhanda head iwaya arikutonga akabvuta chigaro nechisimba aya maoff side ega ega rimwe rinodhonzera nekoko rimwe richidhonzerawo nekoko kuti uti dzinoshanda here kana kuti dzakatamba nevana unozvishaya kungobvotomoka bvooooo nezvisina maturo hanzi boostiwai mese kuti bhuuuu bhuuu bhuuu kkkkkk President iyeye anotaura zvekusu****ra


Dispenser 4 months ago

The unfortunate part is I don't want to explain ,


Paul Piki 4 months ago

Hanzi kwaita basa kuUkrain. Ma youth anoda kunobatsira.


Dispenser 4 months ago

Poorly informed what is patriotism , its ideology of a party, not national .


Gavakava 4 months ago

Ku Zanu kune mhuka dzega dzega. Havasi vanhu baa. Mumwe anondituka kuti usati vanhu imhuka asi kana ndimiwo kuita here uku. Zvino Chamisa achatonga nokuti Mwari nsewe munhu wese.
Emerson murwere wepfungwa haahwini baa. President kuita sebere haehwa


mabhunumuchapera tawanda 4 months ago

ZANU pf we know your tricks, the same happened Kuna Dzamara n we thot muchatya mugomudzosa bt it's now 9 gd years n Dzamara z no where to be found


Kobus 4 months ago

Kkkkkk Zimbabweans munosvika kupi muchiitiswa nevanhu ava both CCC AND ZANU PF nxaa missing munhu akuzikamwa kuti anenyaya dzakwe dzekuba aaah baba vanguiweee hkuna zvakadaro atopiwa zano kare kunzi chibuda uyende unonyura nenyaya iyi ,saka ukanzi missing zvopa kuti vanhu varasike map then they concentrate nekuti u r missing vasisatire kuti the reason y .


Tkt 4 months ago

GOOD MORNING COMRADES

i hope i find you well this morning,

this issue of being him being abducted is an outright nonsense considering he is a corruption vice abuse of office criminal

how many criminals in our community do we know to have fled and jumped the borders?

kune vati CDE KUFA KWANGU ZVAROVA is biased simply means kubva kumas**** hamuna kumbonga maka nyatsova tevedzera. he was a strong supporter of the previous mdc-a led by chamisa thats he he always said "" {TEMPUS FUGIT. TEMPUS EST PECUNIA. TIME FLIES. TIME IS MONEY}."" while urging the party to rebrand,

now still he is a member and strong supporter Comrade who jumped ship in 2017 to support the now mdc-ccc

i rest my case apo, the truth is always the truth

mazuva aswedera mucha svasvangwa henyu


Wekunyanya 4 months ago

Pambonzi he was abducted nani.hanz he has gone missing..uri **** wanzwa pa m hata

Peace 4 months ago

Ko uya wekwaMarange anonzi Hatirarame Momberume, akatorwa neZanu Pf futi here kkkkkkk
MA CCC muri machainde enguruve chaiwo


Peter Wachenuka 4 months ago

Mwana we**** mwana wesmall time

Allen Nyahombwe 4 months ago

Kushata kwamai wako mwana weSmall house

BaRuu 4 months ago

Criminals


BaRuu 4 months ago

Criminals


BaRuu 4 months ago

Criminals


BaRuu 4 months ago

Criminals


Jerah Choko 4 months ago

Chin'ono is a supersonic journalist,his ability to expose these confidential news makes him unique



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback