Pindula
Register Login

Econet Zimbabwe Reviews Voice, Data SMS Bundle Prices

Econet Zimbabwe Reviews Voice, Data SMS Bundle Prices

Econet Wireless Zimbabwe, one of the biggest telecommunications companies in Zimbabwe has announced an impending review of data, voice, and SMS bundle prices.

Econet said the new prices will take effect tomorrow, the 19th of May 2022. Said the mobile network operator in a statement:

Dear Customers,

Please note, we will review our Voice, Data & SMS bundle prices effective, Thursday 19 May, 2022.

To access Voice & Data bundles dial *143#

To access SMS bundles dial *140#

Visit www.econet.co.zw/services/bundles for more information.

*All other prices remain unchanged.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

46 Comments

Mam 1 month ago

uyo Blue arikuda kungonzwa pfungwa dzevanhu haadi ZANU uyo musatye zvenyu ,CCC ndoyake manje


G+Code 1 month ago

people start using VPN service


Charwe 1 month ago

Ndoudzewo vpn inoita neEconet wangu

Sponsored

More
605... 1 month ago

vote for change either MDC or CCC or another party that is not Zanu .... honestly this Zanu has failed ..and to vote for another part is the only way to remove sunctions ... let's be united and give others chance.... just imagine mnangagwa leading Zimbabwe for about 7:years nothing changed in fact things are going bad worse under his leadership poverty rising......


Zimbabwe 1 month ago

MDC is ZANU only CCC is opposing Zanu

aaaa 1 month ago

haaa pakaip paInternet pakutonetsa kupinda takutorarama nekuona newspaPindura Dira rizare ­čąâ­čŹż vote for Chamisa


Asalif 1 month ago

they put surplus in offshore accounts on when trading the capital and the profit goes together no returns for the country were the money comes from there comes the issue of payment of tax , Zimra will be saying you traded so and so much so you should pay this and the answer will be we don't have any money


dispenser 1 month ago

vana spatallen kunyepa ,kuita kuti machazi ekuchinja mari panenge pasisina . That kind of business is corruption and is killing the country


Asalif 1 month ago

I think our economy could not have been like this if financial advisors like you are living in this country if you post your tweets and these men who seem to have a challenge in stabilizing this economy they would find it very useful


Chamhamha 1 month ago

@Blue use another word not "faith" harishande ipapo. Rinoshanda kuvatendi chete. Usaratidza chibharanzi kunyika yese kuti izvizive kuti uri bharanzi


Blue ­čöÁ 1┬ámonth ago

If l tell you 1US dollar is now 600ZWl unoramba here? Hanty unochinja nemufaro, why? Because you believe our currency is crap, which makes it crapier than it is.
How about defending your currency for ince? You see what l say about belief. If you believe you can't date that pretty girl, then you won't date her. Confidence goes down ­čĹç

Asalif 1 month ago

which people,? you are shy of saying because of your corrupt government and their Chinese compatriots who are externalizing foreign currency go to Tech news and see i told you were to find the whole story


Blue ­čöÁ 1┬ámonth ago

Who doesn't externalize money? Even in the first world people hide money in offshore accounts. nothing New there.

Blue 1 month ago

Vote Zanu PF


Chimboti Pizza 1 month ago

Apa ndopawapotsa, vote CCC
Vanhu vengai zvenyu ZANU but Zim dollar makarivenga nenyaya yekuti rakabva kuZANU ndimi munokuvara

Blue 1 month ago

The Zim dollar is a fiat currency just like the US, and before you say: USA has industry, let me remind you that each and every one of us are part of the problem. You don't have faith in anything Zim. CCC can come into power and not change anything about monetary policies, and you'll see the Zim dollar gaining value. Why? Belief. This can't stabilize because of our mentality. Zanu PF might be responsible for a few issues but the people are also f u ckin things up.


Blue ­čöÁ 1┬ámonth ago

Exactly bro. We should learn to love our country, not just be negative all the time. Country first, politics second

Chimboti Pizza 1 month ago

@Blue apa uri correct. I remember pakanzi vanhu huyai tiite march against sanctions in 2019 hapana aida kuenda nekuti zvaitaurwa neZANU but vaikanganwa kuti masanctions anokuvadza vanhu vari ordinary kupfuura magovernment officials.

#Let's support our own currency
#Zim dollar haripere

605... 1 month ago

iwe Blue Peche **** vako urikutaura zwisina musoro ..asi wakazwarwa ne rape .... where can you buy with Zimbabwe money .... dai uchitaura zwakudara 10 bond yanga iri $10 us........ wakaenda kuchikoro here

yenda unovotera Zanu alone ... even our president is not using Zimbabwe money but paid in us


Dr Hercules 1 month ago

The truth of the matter is tht even ZANu pf bigwigs prefer USD. Its only foolish supporters like Chimboti who believe propaganda being given by ZANU bbigwigs

Chimboti Pizza 1 month ago

Wangu @605... wakada kuita beef neZim Dollar anokuvara ndiwe. Kushandisa currency isiri yedu (like USD) hakusi sustainable, macash shortages anozongoitika totoshaya zvekuita. Dai watonamatira kuti Zim dollar risaflope.

605... 1 month ago

iwe Blue Peche **** vako urikutaura zwisina musoro ..asi wakazwarwa ne rape .... where can you buy with Zimbabwe money .... dai uchitaura zwakudara 10 bond yanga iri $10 us........ wakaenda kuchikoro here

yenda unovotera Zanu alone ... even our president is not using Zimbabwe money but paid in us


605... 1 month ago

iwe Blue Peche **** vako urikutaura zwisina musoro ..asi wakazwarwa ne rape .... where can you buy with Zimbabwe money .... dai uchitaura zwakudara 10 bond yanga iri $10 us........ wakaenda kuchikoro here

yenda unovotera Zanu alone ... even our president is not using Zimbabwe money but paid in us


Dhuterere 1 month ago

@ Blue ­čśů­čśů­čśů­čśů­čśů ukatangirei musindo


Chamhamha 1 month ago

Iwe ita confidence nayo uchinotenga fuel timboona kuti munouya makazadzwa here. Ana @Blue tidzikamisire tugaro twako itwotwo uvhare gaba rako kana usina zvekutaura.


Chimboti Pizza 1 month ago

@Chamhamha, ini hangu handisi fan yeZANU but zvataurwa na@Blue ichokwadi. Nyika haikwanise kufamba bho using another country's currency. Chakaita kuti mabond azouya muna2016 inyaya yekuti panga pakuitika macash shortages. Using USD is not sustainable

Blue 1 month ago

Zimbos are pathetic. You can't even have confidence in your own currency. Moda kusvika rinhi nema US. Kushaya identity. Vote Zanu , the patriotic party


Fancton 1 month ago

M**** mese,Zim haina mari,enda kana paMoza unochinja bond note,Zim hatina mari tine matissue, period

kim 1 month ago

imbori mari here?

Dr Hercules 1 month ago

Thts not even a currency

Freda 1 month ago

ptsek

Asalif 1 month ago

@ Blue you will go into the blankets very soon if you start what you will not finish what do you do for a living which you are paid in RTGS and you are satisfied s hut up bull frog

6pac 1 month ago

Reviewing Data , Sms and voice . All other charges remain unchanged . What other charges ? What else do you people buy from econet beside Ecosure . Bread maybe ? coz yaakudhura kwandiri.


Chahototo 1 month ago

@6pac.... mabundles ndiwo ma other chargers arikurewa apo ,maybe

Smokin on top5 1 month ago

Kune Kashagi

,­čśľ­čśľ 1┬ámonth ago

@chamhamha.... chero usina bhanduru unongoverenga. ko panot pindura ndopanot maharazve


Chamhamha 1 month ago

Econet please musanyanyokwidzazve mitengo yema bhanduru nekuti ini ndinenge ndichida kuverenga Pindula ­čśü


dispenser 1 month ago

pindula has done us a favour .# bundle free news

Asalif 1 month ago

Zimbabwe is #1 in Olympics of inflation pegged at 217% so you should adjust your prices to match service providing costs thats economics everyone knows that and no one should complain since you can't provide the service on a community service basis


collins 1 month ago

ndopaanga achadii hake nemadonhero akuita rate kudaro


BabaAsalif 1 month ago

*KO IMARI HERE ?*

Mari yacho imari here?
Kuipiwa huridza tsamwa,
Kuinyimwa huridza tsamwa,
Kugara nayo huridza tsamwa,
Kufamba nayo huridza tsamwa,
Mari iyi ichazovewo mari here?
Ko imari here?

Mushandi 3000 pay!
2L Mafuta 3000!
Pay hatiwedzeri!
Mitengo hukwira payadira,
Pay yakasungirirwa pamuti sembudzi here!
Kuti ndiyo yamunotambira imi?
Kungobvunzawo hedu,
Mungaitambire imi?
Kuti imari here

Futa 7 usd!
Shuga 4 usd!
Ko pay yemushandi?
"Nyika inovakwa nevene vayo!"
Unoivaka nenzara,
Unoivaka uchichema,
Unoivaka vamwe vachiputsa,
Ungaivakale nebond iwe?
Yako mhuri ichikanya matope enhamo,
Dzevamwe mhuri dziri kudirana yogati,
Vachigeza ne100% juice,
Kichimbuzi vanoshandisa bond notsi,
Ko imari here?

Ko zvamakambotizve,
1 bond =1 usd
Nhasi ndimi uyo1usd =280 kwamuri,
Nyika inoziva kuti 1usd=500 bond
Mukati US dollar haisi mari,
Mukati abatwa ainayo anosungwa,
Mukati hatiidi muno,
Makabatei pamuripo?
Kuti iyiwo munayo here?
Ko imari here?

Mari yekuAmerica inoremerera
Ko ine chiremereraka!
YeZimbabwe inorema,
Inorema kutakura kana nekuitaura
Kuitakura hukwinya nguwo,
Kufamba nayo huruma chirebvu,
Kubudira ziya kunotenga chingwa!
Ko imari here?

Mari dzevamwe dzinoberekaka,
Dzabereka dzobarazve,
Dzabara dzozvarazve,
Dzazvarazve dzowandazve,
Dzawandazve wopfuma, Wapfuma wonzi munhu,
Iyi unoita murombo yakazara imba,
YeZimbabwe inosvodza zuva nezuva
Kuti yakaroiwa chibereko chayo?
Ko imari here?

Mari chaiyo unoyambuka nayo mhiri,
Uchitengawo nerudadiso nerutsigo
Chiso bhaaa, twuzino nyinu, uchidada kuti ndakabva nayo kwedu,
YeZimbabwe unoyambuka nayo zvikova,
Ukayambuka Zambezi naLimpopo ave mapepa ekuchimbuzi
Imari rudzii inoyambuka isingayambuki?
Ko imari here?

Mari haina rusaruraganda,
Mari haina rusarurarudzi,
Mari haina ukama,
Mari haina muridzi,
YeZimbabwe ndeyevanhu vepasi-pasi
YeAmerica inobatwa nevepamusoro-soro, mbinga, hwereshenga, zvikomoera, zvitubumari, vanamagaisamupunga, mvumiramari, vanagodomari.
Iwe kuibata unorohwa neshamhu yenyika
Ivo havabvunzwi.
Toramba takabataka hedu iyi?
Ko imari here?

Mwana azvarwa anotumidzwa zita
John,
Birth certificate rimwe chete.
Tingamupe here mazita gumi?
Tingamuchinje mazita here muchirimo?
Tingamuchinjezve here muzhizha?
Mari ine zitaka seremwana!
Harishanduki kusvika mukufa,
Nhasi Bond,
Mangwana RTGS,
Gore rapera Zim dollar,
Mwedzi wadarika Bearer,
Svondo radarika Nehanda,
Uyu Mwana akurira munhototo yenhamo uyu!
Chapwititi, chamutegwede,
Ngwechangwecha yenhamo,
Ndini uyo kumira tuzu!
Ko imari here?

Bank idura remari?
Bank rinochengeta mari yako?
Bank rekuUK rinoberekesa mari,
RekuZimbabwe chipfuto
Ukasiya irimo inotopera,
Wosara watove nechikwereti nebank
Account yotovharwa
Dura remari rave dura renhamo
Ko imari here?

Bank risingakweretesi mari rinonzii?
Ukasakwereteswa nebank uchakwereteswa nani?
KuZimbabwe unomuka bank risingachapi chikwereti,
Kwete nekuti haridi!
Kwete nekuti harina!
Kwete nekuti vakwereti vafa!
Ko imari here?

Ko tinokweretanaka paukama!
Zvino zvawakavaka midhuri mirefu-refu,
Ukaisa majengetamidhuri nevene vayo,
Ukati hapafambwi zvisina tsarukano,
Ukati hama hadzidikwipo,
Ukati kuonekwa kwako iapoindimendi,
Ndinokukwereterepi?
Kukwereta iwe kuti unayo here?
Ungave nayo mumba mako iwe?
Ichitsvagei zvayo mumba mako?
Ko imari here?

Makakomborerwa henyu
Munofamba nendege,
Pasi rose munofamba pamadiro
Zvenyu zvipfeko nekudya munotenga kunze kwenyika
Kuti munotengawo neiyoyi?
Hooo zviya imi hamutengi!
Zvenyu zvinouya mugere semvura yezhizha!
Kuti munotoitakurawo muzvikwama zvenyu?
Kuti munotogonawo kuiverenga?
Muchifirei zvenyu,
Kuti imari here?

Karusvava kemari yeAmerica kanotenga chingwa,
Zimbuya remari yeZimbabwe harikwani chingwa,
Mari hombe imari diki diki,
Mari diki imari hombe hombe,
Yenyu kukura hayo,
Yenyu kuwanda hayo
Ko imari here?

Muridzi wemakambani emafuta ndiani?
Mucheri wezvicherwa ndiani?
Muridzi nemutengesi wazvo ndiani?
Zvitoro zvikuru ndezvani?
Ko vanorambireiko mari yenyika?
Unoona here muzukuru!
Bvunzawo muzukuru,
Ko imari here?

Zvamuri kuvaka nhururamwedzi dzedzimba mumakomo eChisipite, Shawasha neBorrowdale!
Muri kuvaka neiyoyi?
Muchitenga zvekuvakisa? Kupi? Neiyoyi?
Muchibhadhara ani? Neiyoyi?
Mungaiverenge mukaipedza?
Mungaiverenge mukaigona?
Kuti imari here?

┬ę *REGISTER TO VOTE*

Netone 1 month ago

Coming soon...!


­čĺÄ­čĺÄ 1┬ámonth ago

kwidza Masiiwa. yo president said kwidziridza bhurugwa rako hapana anokubvunza


twoboy 1 month ago

hapana kwatiri kuenda apa


The King of Serpents 1 month ago

Hapana zveshuwa ­čśş­čśş

1 month ago



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback