Pindula
Register Login

Chillspot Producer DJ Levels Has Been Arrested Over Shashl Rape Case

Chillspot Producer DJ Levels Has Been Arrested Over Shashl Rape Case

Tafadzwa “Levels” Kadzimwe, a Zimbabwean entrepreneur, music producer and one of the co-founders of the Chill Spot Records music label and stable has been arrested and accused of raping his ex-girlfriend Ashleigh Shashl Moyo.

Shashl, a musician, is the daughter of former health minister Obadiah Moyo.

Levels is currently detained at Borrowdale police station, according to NewZimbabwe.com.

Shashl told the police that she was raped when they were not yet in a relationship. She said they were working together in music at Chillspot Records in Mbare. Reads a police report seen by Pindula News:

On an unknown date in July 2021, the accused was reported to have asked the complainant to pass through his place of residence to take his car since they were using the complainant’s car and they were coming from the studio.

When they were at the accused’s place, they got inside the house and, while inside the house, they started kissing, at the same time the accused pushed the complainant into his bedroom.

The complainant stopped kissing and informed the accused that she wanted to get home before curfew time.

When the complainant was about to leave the bedroom, the accused grabbed the complainant and raped her.

After the act, the complainant ran away from the scene and went home.

The matter came to light when the accused person posted some nude videos and pictures of him and the complainant on social media.

The complainant said the reason for sending the nudes and sex tape was because they broke up and this did not go down well with the accused person.

Shashl reported Levels after their bedroom video was leaked to the public last week. Levels who is alleged to have been on the run claims that his phone was stolen and the thieves leaked the videos.

More Pindula News

Share Article

Sponsored

60 Comments

Bright 1 month ago

Akaita zvekutamba anonyura akanoita zvema ngoma izvozvo kujeri


Fo di pipo 1 month ago

Kutamba ndokwaatoita zvee iyi ndoyaadingabude zvidhara zve Zanu zvotodhandisa influence yazvo dai aktizira Mozambique kunonetsa kutsvaga

strings 1 month ago

anoita wekwa vybz kartel akaitazvekutamba

ghetto Gladiator 1 month ago

iyo yekuda kunzi nadakarova keku uptown yamuparira dai akaramba achingorova ana Marwei vedu vatajaira vemu Mbare dai ari free izvezvi

truth 1 month ago

akaita zvekutamba new law iyo inotanga kushandira paari
paari


Registered Voter 1 month ago

apinda pa level 14 crime. kkkkk

Lin chun wan 1 month ago

How do u walk in the streets knowing kuti everyone knows how long is your stick 🙈🙈🙈


👥 1 month ago

I didn't know that they are still people who still do that sh💩it of taking vedios bla bla, thus out dated.

Vesto 1 month ago

Bikai Doro


Night Xul Graduate 1 month ago

By the way ya T Fred yakazodii


1 month ago

T Freddy was acquitted Akanzi haana mhosva uyo

. 1 month ago

saka level haana mhoswa futi

ma¹ 1 month ago

haa zvakaoma hazvo kungoti mutemo nevanotonga vacho hatzive kuti vachazotiyi bt pa fair fair vaidanana vanhu avoo ndesaka musikana asina ku reporter musi waaa repwa azo funga kuti regai nditi ndaka bhinyiwa after ma videos


jojo 1 month ago

taura hako . Levels akasungwa varume tofanira kuita noise chaiyo..at this rate any1 of us can be arrested for rape ex ikangoenda kuno reporter kuti rape chete ..this is wrong and getting out of hand .. women are now taking advantage of the law and there's nothing we can do about it

Registered Voter 1 month ago

true e.g Bill Cosby and Weinstein. Inonzi me too movement unopinda mukati chete

1 month ago

haaa kufixana uko.Nyaya iripachena Mfana wemangoma haana mhosva infact anemhosva mukadzi uyo.zviripachena izvi .

gg 1 month ago

Jojo zi****uu endai mootsvaga Mari uko anokupei tafadzwa waunoda kutoitira noise kuti asungwe wacho,vamwe vakutengesa Chicago ukoo imi tomorrow tomorrow nevanhu vane hupenyu hwawo

Sponsored

Makaz 1 month ago

Levels haana mhosva uyo ka**** ako ndokari kuda kumusungirira chete ...vanhu vaida kuroorana anozonzi akarepwa pakuita sei ?? Ndaatidzikamire Shashero ndosaka kasingaroorwe kanzenza kemunhu ,,kakumudaro nokuti kakawana mumwe ****!!!!


just 1 month ago

@ma1..ndizvozvo...hapana tape apa zanu or no zanu Levels haana mhosva ye rape ...maybe ye ku budisa bedroom vedio without concern ya maMoyo


1 month ago

Ehee mhosva yaanayo ndeyokuchengeta p-o-r-n-o-graphic material nokuzoposter pasocial media

Jonathan Moyo 1 month ago

Anobuda Levels hapana nyayA apa


1 month ago

ah imi mukutadzawani kudzoka kumusha muzvinafundo

Dofo 1 month ago

Kwakuseri ndaiti achazvi surrender ku Matapi ini🤣🤣or baby ndiro raka reporter ku Borrowdale


Gb 1 month ago

Mufana levie wakatamba mjolo zvisizvo wangu ukarova vana vezvirombo just keep quiet kwete zvawakazoita ko mjolo inombotorerwei mavideo chiona nyemwe zvarazokuita iyo yekuda kunzi makakora nhasi yavakuku nyudzisa. Dai wakanyarara usina kufumura madhiri zvakangonyarara Haa rasta ivawo nehana next time mjolo hausambadzwe waida kumunyadzisa manje Ndiwe womama unonyura chete wakapusa mangwana ukawana umwe mjolo 4ni unotanga wadzima uchifunga kuti ingazotora yega mapics.


👤 1 month ago

saka paragraph rese iri nderei risina kana musoro.watadza kungonyora kuti next time usatore videos chete

Youth Isiri YeZanu 1 month ago

This shasha wants to destroy someone else life for no reason at all. U enjoyed s e x with yo boyfriend now that you are embarrasaed by the videos you want to frame the guy. You are evil some of you women. These laws should be changed so that u get harsh custodial sentences for these false accusations.


Registered Voter 1 month ago

Its not women. Its us varume. Levels wanted to embarrass Shashl. Pafeya who leaks a video of their future wife. Hakuna ndaasungwe.

Dofo 1 month ago

So ukaenda ku Zesa uchida kutenga magetsi vanokuudza kuti hakuna here or vanongotrea mari😏


1 month ago

gwendo guno tojusa ema $2

👤 1 month ago

vanongotira mari wotopihwa token rako wongonoritarisa 😂😂😂😂

kk 1 month ago

kuzesa kwacho akunawo magetsi varikutomamirirawo

👥 1 month ago

why didn't she report the matter before the 💩 sh.it💩 was unthoughtful sent on social media.

If it was rape she should have reported the same day of whatever they tried to do was seen by many.
But I have a question, do we still have people who still do record such 💩?. people have to grow thus out dated thing to do.


Guka 1 month ago

Aah awuzivhe girls love dat **** manje
Girl I have if you put her on camera she becomes freaky zvekudaro

1 month ago

Shoko ngarifambe kuti Brazil inogona
4.0 half time
Vinicious juniour
Neymar' juniour
Richarlison
Lucad Pacqueta


1 month ago

Apa mbavha dzakaita kuseterwa penalty ne zesa changosara kugowesa mungati dzingakona kuba pakadai iwo magetsi achiita 18 hours asiko


Jonathan Moyo 1 month ago

Magoma depot levels rebe naFantan


e.d mukwakwa 1 month ago

kusafunga hako ukoo levels don force luv netuvanha twana Moyo uto yonhongoda mari daily wakatora mari yakho ukaita agriculture maybe ur heart is meantto practice horticulture


Zeka man 1 month ago

Just to say i was rape someone is arrested 😳😳 no scan or anything 15 years in year gone


Taliban 1 month ago

levelz tanha pfambi dzamunosvikira . ndini zvan gu


mama Bee 1 month ago

Munhu anorepwa anochemerera hre apa ari naked fut imika kwanai mazvinzwa


Firelady 1 month ago

Munhu anorepwa haachemerere , kutobudisa rurimi achinanzvira malips shuwa haaaa Shashl mgaasazodaro

Vinicius 1 month ago

Brazil bhoraaaaaaaa
4.1 Korea republic. Full time score


1 month ago

akanyenga celebrity anonyudzwaaa nezanu **** f , , , haaaaaa but ndiye atanga here zvinowanikwaa


fantan 1 month ago

cry our beloved boy child😭


1 month ago

Vanhu rape hamusi kunyatsoiziva imi, chero muri pakati pelula, munhu akati handichada the next stroke yaucharova yava rape. Under the current laws she can report that "crime" anytime within 20 years. Zvekuti sei asina kuReporter dare harizvitarise. I am not saying the young man committed a crime but he needs to be very careful and not take this lightly, it's complicated


Grandpa Rick 1 month ago

Even putting your finger down there whilst she said no zvavarana. A no from ladies its a no if you force yourself on them after saying no Zvavarana

Ghetto Gladiator 1 month ago

iyo yekuda kunzi nadakarova keku uptown yamuparira dai akaramba achingorova ana Marwei vedu vatajaira vemu Mbare dai ari free izvezvi


Guka 1 month ago

Zvi ma Western law izvi mukadzi unoto rowa sini ku Noka wazwa


1 month ago

This law is biased. Where will evidence come from if there are no videos or witnesses in a case reported 20 years later. Men will suffer false allegations of rape reported to the law enforcement agency. Izvozvi ukatarisa video yashashi pamwe inogona kutoona akaita kubatirira achichemerera asi wozonzwa kuti RAPE.


Vaye vaye 1 month ago

It's very unfortunate, but whoever has a story that is believable will prevail. You do not necessarily have to do the crime to do the time. Kana usingagoni kusasa unopinda mukati.


Babalao 1 month ago

l stand with Dj Levels. Kanorwara Shashl, kuchemerera kwakaiita hakusi kwemunhu akabhinywa. Bambo vakaba Mari yeCovid


Anonymous 1 month ago

What a hell on these planet vese vari 2 mabomboclarts ndi**** ava vanga torane **** video inga vanhu vese vanoita bonde uko bt no one anotora video Levels wadzidza great lesson mumwe wangu u are now able to choose between right and wrong


saka vanhu vekuzesa varikutotambira mari 1 month ago

inga zvakaoma


Firelady 1 month ago

Asi vakadzi kaaa ngatisazodaro ,


Anonymous 1 month ago

Delish Nguwaya naObadiah Moyo Vakaba✓
Kamwana kavo Ako Kane maGenes ekunyeba same nababa✓™


Jah 🇿🇼 Tsvarie-07 1 month ago

Kusungirwa bechnough bridge 😂


red 1 month ago

ndozvinoita mujolo


The truth 1 month ago

Haaa mhosva anayo mu face uyu akuda kunyepera ani kuti foni yakabiwa iye aka uploader that **** deliberately?ndiko kunonzi kurwadziwa kuti relationship yapererei ka uku.nhau ye bitterness iyi inoita kuti vanhu vaite ma moves akadhakwa.zvino dare rikaona asina mhaka zvoreva kuti vatongi vacho vanenge vakadhakwa brain.


Shampoo 1 month ago

SHAME. Sorry my sister. Pane vano repwa everyday. They should go and report. My sister told me that she was raped with her husband too before they got married. Some man are more than animals.


🤦🤦🤦 1 month ago

zvichimbpitirwei. .I mean how do some people sleep with them selves at night



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback