Pindula
Register Login

Chamisa Party Rebrands To Citizens' Coalition For Change

Chamisa Party Rebrands To Citizens' Coalition For Change

The MDC Alliance led by Nelson Chamisa has changed its name to Citizens’ Coalition for Change (CCC) ahead of the 26 March by-elections.

Chamisa made the announcement during a press conference at Bronte Hotel in Harare on Monday afternoon.

The party’s National Council met on Saturday and made the resolution to abandon the MDC Alliance name after MDC-T leader Douglas Mwonzora appropriated the MDC brand and all its variants.

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

More

139 Comments

Simba 5 months ago

Haaa azopinda manje Mukomana
# CCC


Simba 5 months ago

Behold The New!
# CCC


Francis Mhike Mutema 5 months ago

@pindula ndokumbiravo rtgs yangu yeProphecy ye 100+ comments.


Sponsored

More
Julias phiri 5 months ago

Chamisa chete chete


Baba Titie 5 months ago

Ndoo zvazvava chakachenjedza ndoo chakatanga ÇCC woye! Na Nero tiri Wero. Citizens Coalition for Change. Shoko ngarifambe.


MG 5 months ago

THE HOUR HAS COME CHAMISA CHETE CHETE


T@aaa 5 months ago

Avaremera mkomana nyika yazunguzika.Anezodzo yewekumusoro .


Jerinos 5 months ago

#brignht, you are the opposite of your name.

Godaz 5 months ago

@jay😂😂😂😂nguruve hre mdra

Bright 5 months ago

Maya iwe ahuzvizive ku norton iriko kambani iyoyo iri under colcom ichati izita rayo mirai ka muone muchiti mkanwa munonhuwa

Jay@gmail.com 5 months ago

@Bright ndiwe nguruve dzacho dzinenge dzichitengeswa

Bright 5 months ago

Munozviziva her kti kune kambani yenguruve inonzi ccc


Tafadzwa C. 5 months ago

HYaa

Muzukuru 5 months ago

Zanu yoita mudumbu kkkk anokuremerai mupfana uyu zvenyu zvaana mwonzora zvoshaya basa shoko ratofamba zvino modii manje ndozvaapo CCC hokoyo Ed kkk warohwa chekuseri


Juda 5 months ago

It's high time all those who support Zanu-PF renew their minds so as to catch up with reality.
Wake up Tafadzwa Mugwadi.
Wake up George Charamba.
Wake up 🐕 Nzondora.
Wake up Thoko Zanu Khupe.
SMELL THE COFFEE.

Rudado the graduate 5 months ago

Vote ❎ for *Chamisa* President of Citizens` Coalition for Change.

CCC VOTE ❎ ❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎👍👍👍👍❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎❎Takaenda


True man 5 months ago

C C C yatanga nemukurumbira. Pasii nemajembere


Vladimir 5 months ago

I think I underestimated the power of this guy because even the amount of comments here show he's a force


Baba Chichi 5 months ago

True that...

WaveOfChange 5 months ago

@Vladimir Yah my guy we luv this man aneVISION ne team rake

Mkomana 5 months ago

kungotaura kamwechete nyika yobva yadengenyeka CCC is a leader zveshuwa


Sihambi Siwawa 5 months ago

Chisa mbama chisa


Chikandamina 5 months ago

Ccc ipapo ipapo🖕


Vukabamphinde Lusulwenkomo 5 months ago

Chisa Chamisa Chisa to the New Zimbabwe, Victory is guaranteed by us the Citizens


MG 5 months ago

Chana chechidiki chauya (ccc)


👀👀 5 months ago

Zanu mukuiziva her imi itai mushe chibaba tsvangirai chakazvitadza izvi itai hee ccc heee tichikuonai hedu


Wezhira 5 months ago

Ndipo paunoona vafana vachitambisa vote kuvhotera harahwa yapera muto iye wechidiki aripo zvake "CCC" zvava zvinhu


V*D 5 months ago

Ndoshuvira kuti ibudirire Ccc. Kuda Mari yandoshanda ingaite value
May God bless us the people. May he give us wisdom. May he also give us eyes to see the new.


Idhii👹☠️💀 5 months ago

Ma zanu mucharega kushandisa mota dzine yellow plate.. kungoisa yellow plate chete wakutonzi wapanduka. Private vehicles ese akusungisa.hanzi mkuita campaign for chamisa

NHM


Mr T 5 months ago

Ndizvo zvakaitika Kuma combi aiva nemaplates ered. Manje iyi imajority ichanetsa

Zimdollar 5 months ago

MaZanu munosvotwa ne new name, kuzoti pamucharuza ma election vamwe muchazvisungirira. I bet you one million RTGS$, to be paid thru Messrs Nostro & Vostro.


Francis Mhike Mutema 5 months ago

Someone said this will hit 100 comments and yes it did.Pindula has turned this platform into a social media site.Thank you.
The future is yellow and if i remember well is symbolises minerals/wealth within Zimbabwe.CCC THE NEWLY BORN BABY IN ZIMBABWE


Widzo weZanu Pf, Westgate 5 months ago

Ikozvino tonyatsokusvasvanga zvedu, ED pfeee,


Douglas Nzondora 5 months ago

Mr Chamisa should know that ccc belongs to us and we're going to use it come elections.


Stop It!!!! 5 months ago

Douglas Mwonzongagwa

Komichi 5 months ago

Sure mr nzondora every party ine zita rinopera na"C" ndeyedu whether MDC or CCC

Vivo 5 months ago

Urimboko chaiyo hauzivi zvaunoda nayi

R. G .Mugabe 5 months ago

Haa zvayendwa ,todyiwa neZANU tikamama ....rural vote yese zvayendwa .plus mamwe maboorangoma emutaundi anoisa X pasipo .This is a very bad move


Is this not a spy platform which is for free 5 months ago

No comment no ideas no perception


WaveOfChange 5 months ago

Yes it could be a spy platform but definitely this is not a Zanu thing

. 5 months ago

Chero mukachinja mazita daily, tokusvasvangai zvakadaro,, Viva Zanu PF


Daddy 5 months ago

Rwadziwai zvenyu mazanu isu tiripo patripple CCC apo Chamisa Chete Chete


WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 5 months ago

I AM HAPPY THAT PRESIDENT NELSON CHAMISA AND HIS EXECUTIVE HAVE HEEDED THE PEOPLE'S ADVICE TO CHANGE THE NAME FROM MDC ALLIANCE TO CITIZEN COALITION FOR CHANGE [ CCC ].

MANY PEOPLE, INCLUDING KENT LAW LECTURER ALEX TAWANDA MAGAISA AND MUZVINAFUNDO JONATHAN MOYO HAD ADVISED PRESIDENT NELSON CHAMISA TO CHANGE THE NAME.

CITIZEN COALITION FOR CHANGE SUPPORTERS HAVE ALREADY STARTED COINING THEIR ACCESSORIES { SLOGANS } TO THEIR NEW NAME. THE SLOGANS ARE [ TRIPLE C.C.C, CHAMISA CHETE CHETE, CHAMISA CHAIYE CHAIYE, CHANGE CHETE CHETE ].

I WANT TO SEE WHETHER THAT POLITICAL PARTY WHICH WAS THROWING SPANNERS INTO CHAMISA'S ENGINE WILL CONTINUE TO DO SO. I URGE ALL OPPOSITION POLITICAL PARTIES TO WORK TOGETHER IN ONE COMMON CAUSE, THAT OF LAWFULLY REMOVING ZANU PF FROM POWER THROUGH THE BALLOT.

[ TRIPLE C, CHAMISA CHETE CHETE, CHANGE CHETE CHETE, CHAMISA CHAIYE CHAIYE ].

YOURS SINCERELY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
[ THE BUSH LAWYER ]


Ini zvangu 5 months ago

Add Change Chaiyo Chaiyo

Matrix 5 months ago

Guys you have done well. Faith has been restored. To hell with 🐕Las. We are good to go.

Timbers 5 months ago

Chamisa chete chete chero uksvotwa neCCC ziva kuti uri kurwisana nemacitizens ari kunonga svosve nemuromo #NHM


Jay@gmail.com 5 months ago

@TKT n Vybz kart El brain dzenyu dzaka boiliswa dzaka frayiwa amupfunge tserek

Tkt 5 months ago

RE-ORGANIZED,
RE-LOADED,
RE-VAMPED &
RE-LAUNCHED

Confused Chamisa Coalition - boy is too confused haana chipo paaka tsika uyu saka tichamu svasvanga

Chiparty Chezvidhakwa Chauya - like what i said yesterday, magheto yuts prepare kunwa hwemahara sezvo zvirizvo,zvamuri,kuchemera like what he did when,he came to White City Stadium preiously. END result kusvasvangw zvidhakwa zvake zvamuka zvakamama zvoktadza kufamba

Chiparty Chemhengo Chaparurwa - people who do not have time to analyse the reality but kungo bvotomoka before, during and after kusvasvangwa


V*D 5 months ago

Ndaiona sokt pane vane malearning difficulty vachanetseka hino varipa also zita kwai chidhakwa chakakosha chaicho
. Ndikati use the triple c. Sevenguruve.

Gidza 5 months ago

Vamwe masvotwaaaa neCCC. When you eat anything yellow, like a banana, you are endorsing Change Chaiyo Chaiyo

Cobra King 5 months ago

ZANU PF mubin remarara. Chamisa Chete Chete. Change Chete Chete. Chikomana Chedu Chete.

Juda 5 months ago

KUSVOTWA NDINOKUZIVA INI.

CHAKANAKA CHAKANAKA NGATIRUMBIDZEI.

CCC. 🖕🖕🖕

Vybz Kartel 5 months ago

Chazopera Chibato Chiya😂😂😂😂

Vybz Kartel 5 months ago

Confused Chamisa Coalition kurakashwa chete hapana chitsva apa


Vybz Kartel 5 months ago

Ndoda kutanga newe ubva waita perfect example

Anonymous 5 months ago

Ohh murimsFerret,masatanist

Vybz Kartel 5 months ago

You are going to be massacred long sleeve, short sleeve rambai muchingo ukura maguta kukanganwa zvazuro

PasiNezanu 5 months ago

Iwe wat a u lukin for in this post.Hanzi maResults ema primary election abuda inda kure

Patiekays 5 months ago

Triple C squared hazvipere mushe


mai D 5 months ago

taneta kuitiswa isu dakumbochinjawo..cabbage everyday takudawo liver


Vybz Kartel 5 months ago

Mai D nyama haina kunaka idyai mururivo ne ma 🥔

Havin' 5 months ago

CCC Takaenda boiz ✖️


mai D 5 months ago

CCC..zii zvangu


Mwonzora 5 months ago

Haaa ndapererwa wena


Bright 5 months ago

Kkkk atora jezi rema warriors her mkomana

Idi 5 months ago

Kana iniwo ndamutya, ko kuzotitorera ma orange ma banana, uniform yemaWorriors negold. Tazonyura manje. Poribro meeting mangwana tichinjewo redu zita, titsvage rinotanga na A.

Dr Khuphe 5 months ago

Ahh chero neni ndapera Simba,mkomana waenda nenyika

Biti 5 months ago

Hanzi chamisa chasura chikamama kkkkkkkk... Dai maiti BCC.... Biti, chamisa chenjerai


Bright 5 months ago

Kkkkkkk musadaro imi kkk

Conquering 🦁 5 months ago

Wapedza masports mukomana zvasara kuna khuphe na monzora


💪. 5 months ago

Mupfana wenyu wamonongoti chamisa haambotonge Zimbabwe


Mabogoryera 5 months ago

Anotonga ndiani

hendrix. 5 months ago

Magona CCC thank you


Ben10 5 months ago

Chamisa chasura chikamama oh my God what a name.. chinosvasvangwaa chete chamisa


Zodoc Chikaponya 5 months ago

Isu vaChamisa tisuntega tirikuona kuoma kwenyika imi ve Zanu muri safe mune 💰 saka chisiyirayi isu Platform iyi

Zodoc Chikaponya 5 months ago

Kana usingade Chamisa chingosiyira isu platform yacho

Majeke 5 months ago

Maita tawana wekusvasvanga Chamisa aita mwana mudiki nyika ino haitongwi nepwere Pamberi ne zanu pf pasi nema C matatu.2023 hakusi kure tichakuona mabata shaya semafirwa


YAHWE 5 months ago

MaCitizens , Man City -Cream - Civil servants - Civilians kk everything with a see (except Corruption & Chiwega)- I see a better future,hope and wealthy.

🤨🤨 5 months ago

@Majeke munenge mukuona chokwadi imi

Mao clark 5 months ago

Ungati pasi nemaCitizens? Kusanyara.

Makaraba 5 months ago

Dougie atonyura - ngaatore hake zita


Makanaka 5 months ago

Pamberi neCCC


Vax 5 months ago

Mkomana agona,asi chigadzirirai kuvhika maponda(matanda)nekuti kutanga nhas maC matatu Ava kurovesa


Tkt 5 months ago

... Re-organizing


Citizen 5 months ago

Nyika yese yati Chamisa Chete Chete 👍👍👍


Economist 5 months ago

Congratulations 🎊🎉🎊🎉🎉🎊🎉


Makelanwi 5 months ago

Apa mupfana atiriga,saka takungotiwo ngaapinde hake mukomana,ZvamukomaDougie zvinenge zvadhakwa,nyangwe vakazviti MDC Alliance hazvibude.


D1vant 5 months ago

Wow... 🔥


Voter 5 months ago

NGAPINDE HAKE MUKOMANA... PAMBERI NE_#CCC


Bright 5 months ago

Well done mkomana thank you


JJ 5 months ago

Well done Chamisa for the new name leave those bustards who are fighting for the MDC name instead of fighting the common enemy, the MDC has been infiltrated by ZANU and they are no longer concentrating on the wishes of the people, busy fighting for a name ,CCC is for a NEW Zimbabwe Amhlope!!


Gobo 5 months ago

CCC bhora mberi Wamba dia Wamba


Tobias karebvu 5 months ago

Register to vote
Pamberi neCCC


Undertaker 5 months ago

ZANU pf rest in peace.


Soul jah love 5 months ago

Yeah Triple C for life

Vote Chamisa Chete Chete


😊 5 months ago

Ko inga zvambonzi "the new name should not be revealed before the nomination court." Anyway NHM, CCC


Peace 5 months ago

But there is another party that used almost the same,name am i wrong


MuGrade 2 5 months ago

Crisis in Zimbabwe Coalition..human rights organization

Doroguru 5 months ago

That other one is called Citizens Convergence for Change

Two Boy 5 months ago

This is what we all wanted. Those who hide behind MDC your days are numbered. Citizens know where their bread will be buttered.


Dhiniwe 5 months ago

Nema comment urikukandwa unobva watongoona kuti zanu haina chaiyinacho,inongova nemboma nepfuti chete vanhu haichina ccc ngaapinde hake mukomana pasi ne zanu pasi ne mdc.2023 new government.


Jay@gmail.com 5 months ago

Pasi ne ZANU POOF (YASURA) KKKKK

Mwana wachihera 5 months ago

Triple C ndizvo....at last tanga tanzwa nekumirira.


MaYouth 5 months ago

Victory is certain


Dhiniwe 5 months ago

Mwonzora ne vamwe vake vamama


Mkomana 5 months ago

CCC ndipo pane future ipapo kana mazogara #ngaapinde hake mkomana


Gracious 5 months ago

CCC.Chamisa chete chete

Dr Neroh 5 months ago

Pasi netripple C


Chairman 5 months ago

Neniwo handisisiri mu Zanu. Pamberi nema C matatu

Ginious 5 months ago

Amen

Cobra King. 5 months ago

Aaah wangu zvakaropafadzwa izvi. The more you try to extinguish this CCC the more it produce an endless flame. Kubva nhasi ndasiya ZANU PF. Pamberi neCCC.

ZW 5 months ago

Nhamo taramba,CCC


CCC 5 months ago

REGISTER TO VOTE NOW


Chatiza 5 months ago

CCC , a new dawn


Me 5 months ago

Pasi neMDC Alliance,forward with CCC


Taneta nePoverty 5 months ago

CHETE CHETE CHETE


Jr Franco 5 months ago

Tichamboita maDays tichidanidzira CCC vasingatirovi.Pasi neMDC


Baba Chichi 5 months ago

Kkkkk

TPT 5 months ago

Ok now let's come TOGETHER and FREE ourselves from this EVIL regime.
COME2023 I BEHIND CHAMISA

C

C

C


Norman Machache 5 months ago

Kkkkkkk chenjerai kunzwa Mwonzora akuti ndiye President weCCC


🤨🤨 5 months ago

Tomumamisa zve

Mabogoryera 5 months ago

@pindula you are going to hit 100 comments


PasiNezanu 5 months ago

The wait is over


BHAW 5 months ago

CCC Welldone

Mabogoryera 5 months ago

Pasi neMDC --

Jago 5 months ago

Chamisa Chete Chete 👍👍👍👍


Chamisa ndiye 5 months ago

Eye tanezita manje,what a name
CCC


Wamambo90 5 months ago

Chamisa chete chete, welldone lets show them that we are the real deal.

Pachiredzi tatoti ngaapinde ccc mukomana


Gabadela 5 months ago

Chamisa Chete Chete


Mwana wevhu 5 months ago

Let's go guys that's the spirit


Chamangwiza 5 months ago

CCC 👍👍


Thando 5 months ago

CCC


Mhazi of silobela 5 months ago

Ipapo CCC

Simpuru 5 months ago

Chamisa Chete Chete 👍


Davison Mitsubishi 5 months ago

Chamisa chete chete CCC for change ,✋

Chief Nqumbi 5 months ago

CCC👍


Francis Mhike Mutema 5 months ago

Ccc chamisa chete chete kkkkk


Godaz 5 months ago

Chisa chamisa chisaaa x panaCCC


Jay@gmail.com 5 months ago

CCC


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback