Pindula
Register Login

Chamisa Commends ZRP For 'Professionalism'

Chamisa Commends ZRP For 'Professionalism'

Citizens Coalition for Change (CCC) leader Nelson Chamisa has claimed that police officers were aware of plans by ZANU PF to cause violence at the opposition party’s rally in Mbizo, Kwekwe on Sunday.

Addressing journalists in Harare on Monday on the Sunday incident, Chamisa said ZRP officers reached out to him on Saturday night to inform him about alleged plans by unnamed senior ZANU PF officials to cause violence at the rally.

Chamisa added that the assailants also attempted to petro-bomb his convoy on his way to Mbizo 4 Shopping Centre where he was scheduled to address thousands of party supporters. He said:

We appreciate the police for their professionalism. We understand how politics is poisoning policing.

The institution of the police is interfered with and tarnished by ZANU PF and works against the integrity of its members.

l have it in good authority that members of ZRP knew of the planned murders as early as the night before because they reached out to me but since the number was unknown I did not attend to the many calls until just before the event happened.

They were unable to take action to prevent the murders because of the institution.

The best these members could do is try to warn us, yet they should have arrested the people beforehand.

In order to emphasise without putting officers in trouble, we need not mention their names.

The police knew of the attack before it happened but because it was ordered by high-level ZANU PF, they were unable to act to prevent the violence.

Twenty-three (23) CCC members suffered injuries and were admitted to different hospitals in Kwekwe.

Mboneni Ncube (35), a small scale miner, lost his life after he was stabbed three times with a sharp object by suspected ZANU PF supporters. He leaves behind a wife and his 8-year-old daughter.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

54 Comments

Sasha 2 months ago

Vanoda Zanu vasiye paacharwarirwa oenda kuhospital ndopa uchaona kuti chaora chinhu chinonzi Zanu, just imagine mwana achigomera ne hernia, voaheedzera kuti the latest we can do the scan is end March, nxaaaa mahospitals haana mishonga haana zvinodiwa kuita matastes nemascan, haaaa Zanu vavondonga nyika


2 months ago


Hello 2 months ago

I don't know about you guys but umm, i think our president is lying here. I may be wrong


Byo CCC 2 months ago

Or he never said such

Vybz Kartel 2 months ago

ZANU PF would like to wish you a very good morning
Vote ZANU PF
Do not vote ccc do not COMMIT suicide


. 2 months ago

Mk0ShO waEDio+

Sponsored

More
2 months ago


Nelson 2 months ago

Uyo anozviti Vybez hafungi zvakanaka


Citizens of zim 2 months ago

Uyo murume tinomuda zvedu isu vanhu


Muzanu pf 2 months ago

Nero haadhomoki but inyayawo yekuti hamufarire but uchanatso bohikana nekuti unofarira kunzwa speech yemunhu asingakuitire saka chese chanotaura chinokubhowa itasesu hatina nguva yekunzwa kuti Ed ati coz hapana chii zvinhu chakaita mateacher chaiwo haana kana kuda kuvanzwa mouya papindula motiti he is lestening president pasi nemi


Bright 2 months ago

Haa wataura idi apa not sekuru vanonyanya kudhomoka havo ummm editor we zbc aripa basa hake

𝙈𝙖𝙧𝙖𝙫𝙖𝙯𝙖 2 months ago

𝙒𝙚 𝙖𝙧𝙚 𝙙𝙚𝙖𝙡𝙞𝙣𝙜 𝙬𝙞𝙩𝙝 𝙖 𝙜𝙪𝙜𝙪𝙧𝙖𝙝𝙪𝙣𝙙𝙞 𝙨𝙖𝙙𝙞𝙨𝙩 𝙈𝙣𝙖𝙣𝙜𝙖𝙜𝙬𝙖, 𝙝𝙚 𝙘𝙖𝙧𝙚𝙨 𝙡𝙚𝙨𝙨 𝙖𝙗𝙤𝙪𝙩 𝙡𝙞𝙛𝙚 𝙗𝙪𝙩 𝙝𝙞𝙨 𝙤𝙬𝙣 𝙚𝙜𝙤. 𝙃𝙚 𝙬𝙖𝙨 𝙩𝙧𝙖𝙞𝙣𝙚𝙙 𝙩𝙤 𝙠𝙞𝙡𝙡 𝙣𝙤𝙩 𝙩𝙤 𝙗𝙚 𝙖 𝙡𝙚𝙖𝙙𝙚𝙧


The King of Serpents 2 months ago

True we need real leaders. You cannot be a leader if you don't care about your people. Regai CCC imbotongawo tione we need change. Kukaramba kuchinaya gore rese ungafare here? Mvura inofanira kumbokasawo kwobuda zuva kwozoitawo nguva yechando. Mwari aiziva paakasika different weather patterns.

Vybz Kartel 2 months ago

You people hate Zanu pf yahh.pafeya chaipo ,munechaunga.marwadzo emoyo guys .if I compare my master’s speech wth Neroson’s hmmm hasha dzinowanda cod boss vanodhomoka shem.FACTS. I dont hate you fellow citizens its only .........


Gidza ma 1 2 months ago

Zanu pf ndaiida ndaiitsigira kubva ticchirimuhondo kusvikira rusununguko.Asi iyezvino patasvika apa kutambudzana nekuvengana pachedu vana veZimbabwe Better ndichisiyana nawo musangano uyu nokuti handizvo zvatakatambudzikira tichitadza kuvaka nyika neupenyu hwrvana vedu.Handichaoni kwatirikuenda.Ndageza maoko handichadi.

The King of Serpents 2 months ago

We don't necessarily hate ZANU pf but we hate poverty, kushaya mabasa, poor healthcare, poor roads, police brutality, corruption etc the list is endless

Dhololo 2 months ago

Vybz anobira chikomba chamhamha fon pachinenge chichi zhaka momz muregererei mwana akapoya mu****


The King of Serpents 2 months ago

Kkkkkkkk pakaipa

Zvagarazviriko 2 months ago

Iri ndozipwere chairo urikudei pano iwewe


Vybz Kartel 2 months ago

PAMBERI NE ZANU PF
,ccc inochekeresa manzwa mega kuti akaenda kukwekwe achiziva kuvhaira mhirizhonga.
Ndapedza


Hameno 2 months ago

Iwewe usabira mhamha foni nhaika

Parent 2 months ago

Vbyz katel hakaterere ndanetsekawo maybe makambo tsurawo anobatsirika apa ndakamutadza hama ndakamutamutadza papindula ndopanoswera hasuki maplares kana magumbeze eweti hamuridze panze chikoro chacho achaende akatochiramba kndanetsekawo inini


Edna 2 months ago

He is a teenager ini ndaitombodarowo ndichiri mdiki but now ndanemhuri ndakufungawo semunhu mukuru musiyei akadaro mwana uyo

Lice crusher 2 months ago

Haiwawo kamusvasvangwi aka ngakavhare ganwa iro sutyanyani nhembe dzatete baChamisa


Lice Crusher 2 months ago

@ Taita Shona yandataura apo yakatokwana yakadaro, inemazwi akapfuma kana usingazive zvazvinoreva bvunza ubatsirike kwete kungohumana usina kunzwisisa,

Purse 2 months ago

Newe vhara rako gaba rako rinonhuwa

Taita 2 months ago

Yohwe Lise crusher Shona yenyu yakabhenda try ndau u can help

shame 2 months ago

sorry to the family of ncube


Venom 2 months ago

Mubereki waVybz Kartel ngaatorere mwana phone cuz tichazomumamisa manje mwana wake akada kuita zvekuCreshi panapa


Bright 2 months ago

Kkkkk

The King of Serpents 2 months ago

Taura hako iwe kkkkk

Venom 2 months ago

Kana muchida kuti Zanu ibve pachigaro endai munorejesta kuvhota kwete kuswera muchiita noise pano kana mapedza kudaro mochivhotera panenge pane face yakanaka soo viva yellow CCC


Handsome 2 months ago

Bhoo here tongoti ipapo panasponono handsome pfacha

Muzanu pf 2 months ago

Police yezanu inonetsa Mario vanhu vasungwe pane zvaitwa hre kungoti vanhu mumbonyarara kuishora otherwise hapana hapana


Ukraine 2 months ago

Pakaipa


Bhowasi chomira pano 2 months ago

Thank you Jehovah ....mapurisa azama apa ..... thanks for the Zimbabwe republic police....siyabonga kakhulu shuwa...lngadinwa...


Tang. Ku 2 months ago

Vybz chikoro chishoma you need to correspond vaChamisa varikuti vakafonerwa with some of the police to alert him ,handiti , but with intention to him also kuti zvinzi CCC yapererwa ndosaka vakaenda mberi ne rally kwete kuti mapurisa aiita nemoyo vekuchengetedza runyararo aaaah


Vybz Kartel 2 months ago

Mkoma Bright handichaite nharo😂😂😂😂

Bright 2 months ago

Ndewekungosiya uyo bcz pasingade nharo anongoita nharo kumwe kuda kuita popular kwacho unopedzisira waita **** ka

The King of Serpents 2 months ago

@Tang Ku, I think this Vybz Kartel is a 10 year old child arikutamba nechikoro because macomments ake ari childish. Even my 5 year old daughter can make reasonable comments.

Purse 2 months ago

Zimhunhu iri ndopfuti paaregedza kuita kugokwe arengerei kuita iye ane pepa rapihwa nepolice nhasi ayita wakuti akaitirei kana uchida kuziva zveccc just join kwete kuda kuziva zvachamisa iwewe usingamude

Vybz Kartel 2 months ago

Saka wakaenda achiziva kuti kuvhaira mhirizhonga what's more important kuita rally or human life?

Hameno 2 months ago

Mapurisa pakisunga vagona asiwo mapurisa pamunotumwa kurova vanhu sezvamakaita kugokwe hazvisi raiti vanhu vari kutoitawo kuti muwanewo a better way of living not makanda enzungu arimuipihwa Aya iwo maRtggggggs


Tang. Ku 2 months ago

Zvinopa hasha izvi ,, it's bcoz zanupf hooligans have realized that President Chamisa is showing no appetite to work with them so they are plotting to bring fear and destroy our beloved party but CCC is the next Government no doubt i swear ,we are far from destitute mwonzora


Mosken 2 months ago

Vybz kartel murwere wepfungwa uyu

The me 2 months ago

uyo anondzi vyb **** yake anopenga

Vybz Kartel 2 months ago

Kaive kupi vanhu vachi bholoncha kanga katiza kakaisa muswe pakati pemakumbo seka kutu

Mind zvehokoso 2 months ago

Munomudya kachamisa asi unofunga kut anoswera papindula sewe tsvekufunga zvenhamo dzko sonasona naChamisa zidununu nemunhu


Inguva zvinopera 2 months ago

Pakaipa wangu famba hakomurunyararo tenz vanooda


Vybz Kartel 2 months ago

You flip flopper now you commend the police pese apa waitaura tsvina pamusoro payo. Zvii zvaunonyatsoda?


Boss Vedah 2 months ago

vybes uyo i**** ndapedza zvangu.

Vybz Kartel 2 months ago

How can a ten year old understand that the opposition movement is ****?

The King of Serpents 2 months ago

How old are you Vybz Kartel, 10? Please focus on reading your school textbooks and writing your homework pane kucommenter zvisina brain.


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback