Pindula
Register Login

CCC Supporter Dies In Spear Attack During Kwekwe Rally - REPORT

CCC Supporter Dies In Spear Attack During Kwekwe Rally - REPORT

A Citizens’ Coalition for Change (CCC) is reported to have died following a spear attack by suspected ZANU PF activists in Kwekwe on Sunday afternoon.

CCC spokesperson Fadzayi Mahere said the deceased (name withheld), was struck in the side with a spear and died from the injury. Mahere tweeted:

Sadly, one person has suffered fatal injuries at the #YellowKwekwe where ZANU PF unleashed an orgy of violence in the middle of President Chamisa’s speech.

The deceased (name withheld) was pierced in the side. The ZANU PF thug used a spear. Rest In Peace.

Unknown assailants armed with machetes and stones stormed a CCC campaign rally at Mbizo 4 Shopping Centre and interrupted the party’s president Nelson Chamisa’s speech.

Chamisa calmly told party supporters not to run away. The CCC youths swiftly fought back and subdued the attackers.

This incident comes a day after Vice President Constantino Chiwenga said it’s a matter of time before ZANU PF crushes the Citizens Coalition for Change (CCC) “like lice” to prevent the opposition party from winning elections and attaining control of the State.

Chiwenga made the remarks while addressing ZANU PF supporters at a campaign rally in Kwekwe at Mbizo Stadium on Saturday.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

54 Comments

tt 2 months ago

😂😂😂


Ikail Novakovich 2 months ago

Makorokoza akaurayana ayo, musapinze Zanu Pf panyaya dzemakorokoza anenge avharana mari
Zvisinei hazvo gweja ava vakaita munyamawo zvawo wekunofira pamusangano wema banana


Khalifa 2 months ago

Vagabond

S 2 months ago

ZANU PF iya ine ngozi. Ndosaka nyika isingambo budirira nevanhu vavano uraya pama every elections. Iyezvino kuno hatina kana mvura. Nyika iri kungo shupika vanhu vachitizira ku South Africa kwavari kungo uraiwa. Asi zvinongoda kuramba zvichi tonga Taneta hatichada kutongwa ne ZANU PF. MHONDI DZEVANHU.


SOSO 2 months ago

A FEW DAYS AGO I POINTED OUT THAT ZANU PF WILL NEVER PRESENT POWER TO CHAMISA AND COMPANY ON A PLATTER AND INDEED IT IS EASIER TO REACH BEIJING ON FOOT THAN CHAMISA GETTING TO STATEHOUSE ON A CHOPPER.
MY CONDOLENCES TO THE BEREAVED FAMILY AND MAY SOUL THAT HAS HAS DEPARTED REST IN PEACE.IT IS FOR NOW INCONCLUSIVE THAT THE PERPETRATOR WAS INDEED ZANU PF AND STILL EARLY TO POINT FINGERS.
I COME FROM KWEKWE AND DID SPEND THE WHOLE OF LAST DECEMBER DOING BUSINESS AT MBIZO 4.IT IS POSSIBLE THAT MAKOROKOZA SIMPLY SETTLED THEIR DISPUTES! NATURALLY CCC WILL CLAIM IT WAS THEIR SUPPORTER AND WAS KILLED BY AN ENEMY.PLAYING THE VICTIM CARD IS PROBABLY ONE OVER USED PLOY IN ZIMBABWEAN POLITICS BUT STILL WORKS.ED USED IT DURING THE ESCALATED G40, LACOSTE WAR AND WHEN COUP TIME CAME EVERYONE WAS ALREADY SYMPATHIZING WITH HIM.
IT IS FOR THOSE WHO HAVE EARS TO LISTEN , POWER TRANSFER FROM THOSE WHO TOOK IT BY THE GUN WILL NEVER BE EASY AS YOU KEYBOARD WARRIORS IMAGINE.TSVAGAI KWEKUMWIRA DORO KWETE KUMISANGANO YEPOLITICS .


Fayamaan 2 months ago

Ungaite chimbimbo chekuuraya mumwe nekuda kwekutsutsumwa awake bt ultimately rusununguko rwako iwe mhondi ndirwo rwaafira. Vabereki vale nevana vasara vasisina hama yavo & vachiziva zvayafira, vachasara vachizadzisa mission yaasiya a tanga. MAY YOUR SOUL REST IN PEACE OUR CDE. The revolution shall continue, until the CCC yaunza that better & positive change yawafa uchishuvira for our beloved country.☝


Sponsored

More
Bright 2 months ago

Uyo auraya munhu uyo ngozi kana yakuuya ahiuye ku state house kunana Ed ka iyi inouya kumhuri kwake ngaazive izvozvo manje


2 months ago

Sho Kosugi 2 months ago

Apa mfana wacho ane 16 years afira Mahara, kuvhota haavhote, coz mwanana, uyu a Amamira mahara


Wekunyanya 2 months ago

**** yamai vako wanzwa, kana mai vako vakafa ,majuru akadya mai vako **** yawo,kana majuru acho akafa fut , ivhu rakaodza majuru iwawo **** yawo then kana ivhu racho richiko **** dze ivhu iroro

2 months ago


Sibongile 2 months ago

Izihlobo azidinge inyanga kulungiswe we will fund sebejayele.


Mufundisi 2 months ago

Go attend these so called CCC rallies at your own risk.


Simbimbindo 2 months ago

Futsek zigwara, kana yanaka nyika yacho iwe ndiwe number 1 kuda kudya zvonaka

SANDO HURU 2 months ago

Ko vatadza kubata one here wema Assailants iwawo audza vanhu kuti atumwa nani. Anga achimbova mangani maAssailants achona haa anga rwisa thousands of supporter? Uuuum


Wave 2 months ago

So what's your point really?

V 2 months ago

These assailants havatumee nemunhu mhani, that's exactly what people fail to understand. ZANU-PF doesn't instigate violence like CCC does, but even though some ZANU-PF supporters are naturally violent something they were taught during the Mugabe era.

Godaz 2 months ago

Umm haa pamanyiwa unofira mahara zvokwadi, politics izvi siyanai nadzo unosiya mhuri ichitambura worse.just stay neutral


Simbimbindo 2 months ago

Vybz huya pa Silobela ndikupedzere

Simbimbindo 2 months ago

Ana Vybz mozvigona here izvi

Vybz Kartel 2 months ago

Simbimbino nhasi ucharara uri mumakwenzi mfana

Simbimbindo 2 months ago

Godaz nxaaa unorasireyi muromo **** here??? Ukati dzirimo wakanyatsoti kwesere. Zimbwende remunhu face inenge msur0 wa ED nxaah

LIZZY 2 months ago

RIP gamba


𝙈𝙖𝙧𝙖𝙫𝙖𝙯𝙖 2 months ago

𝙆𝙪𝙩𝙤𝙟𝙖𝙞𝙙𝙯𝙫𝙖 𝙠𝙬𝙚𝙕𝙖𝙣𝙪 𝙥𝙛 𝙪𝙠𝙪.


pfachaa 2 months ago

RIP mwanaweshanduko


maka 2 months ago

RIP Zanu ineudzvanyiriri weduwe kana muchiziva kuti muno hwina murikurwisirei vanhu democratic yacho iripapi bvumai kuti vanhu vaneta nemi kubva 27 June 2008 muchingouraya nyaraiwo mhani siyai vanhu vasarudze zvavanoda


Wave 2 months ago

Well said!

One day 2 months ago

Kupatanga new despensation vanhu vangani varikungofa Hanz tinodiwa tinezvino nevanhu saka dzamuri kurayaya imhuka hre leader anoda kukuraya vanhu ndevamwari Havasu vako kana Chamisa


2 months ago


CID Zimbabwe 2 months ago

Zanu inouraya Kupfuura Covid 19

May his Soul rest in Eternal Peace.


Anonymous 2 months ago

F*ck i hate Zanu Pf


bh asyrutj 2 months ago

makagara muchingouraya hmunyare mose imi mazivnhu asina moyo maurairei imi ndimi munotsvka sympathy nekunyepa rip mkomana


Hamuchinjise lyfe 2 months ago

Unotonzwa munhu achiti ndotipoint your fingure to zanupf unofunga kut Chiwengabzvaaitaura kunyepa vanhu mutown 1 Aug vakaurayiwa zvinzva here kuzanu inouraya last time kumasvingo vakauraya guy munhu masoldier akapinda akaraper vakadzi mudzimba we are sick and tied nayo zanu inouraya


WaveOfChange 3 months ago

Rest in peace Cde


Charger 3 months ago

Zanu ndoyauraya


Charger 3 months ago

Zanu ndoyUraya


Hameno 3 months ago

Rest in peace mwana wamai Hanz nevakuru kana kagoma koririsa kapadhuze kubvaruka mark my words


Jah🇿🇼Tsvarie-07 3 months ago

POLITICS is the art or science concerned with
winning and holding control over a GOVERNMENT...


Hameno 3 months ago

Rest in peace mwana wamai Hanz nevazkuru kana kagoma koririsa kapadhuze kubvaruka mark my words


Vybz Kartel 3 months ago

Ndarwadziwa ne afa kasi I never trust zvinobva mumukamwa meka**** ako Mahere kanonyepa sterek


Vybz Kartel 3 months ago

Hakaso mumatare me mamwe manyepo akaka taura here

Purse 3 months ago

Une hutsinye zanu hapana chairikupaiwe saka mahere anyepa kut munhu arohwahre akafa izanu yacho kana yakusvika kuti musarwadziwe nechinhu chinodzi kungofa zvakaoma

Jah🇿🇼Tsvarie-07 3 months ago


ngorima mushava 3 months ago

zvenyika chenjeraaaa
..


Ginious 2 months ago

Chokwadi.yatova ngozi kaiyi.regai vamwe vachizomhanyabani.

Tkt 3 months ago

hapana apo, matactics ekuda kuti bcoz Gen RTD Chiwenga said we will crush you makutoda kutsvaga sympathy killing yourselves. Ndorwadziwa neafa but siyai kupomera ZANU-PF imi maurayana mega, mxaaaaa

ko chamisa zvakakati will cause havoc madii ktanga kfungira iko nxaaaaa


Simbimbindo 2 months ago

Tkt,Vybz and Ngorima mave pedo kufa boys dzangu ndirikukubatisayi matamba nenyaya isina zera nemi

Muzanu pf 3 months ago

Mimi musiri violence nezuro makadzingirei vanhu kugokwe musana kuhwanda nezvigumwe imi chokwadi mochoziva ndimi mauraya

ngorima mushava 3 months ago

stop pointing fingers @ ZanuPF , your promised to unleash violence
your party is based on violence principles..
May the departed soul rest in peace

advocate 3 months ago

rest in peace mwana wamai but politics siyai idzi dzisiyei munopihwei nadzo ezvino vana vosara vachitambura chamisa wacho haavape kna chinhu


Godaz 2 months ago

Advocate munoreva idi unofira mahara ndazviona ini

2 months ago

Headless chicken 3 months ago

Advocate zigwara remunhu.zimunhu rezanu.anga aziwa here kuti achanofa ku rally.zimunhu risina ku register kuvoter.msoro bangu.mukadzi wako arikuiswa nababa wako.ngochani yemunhu.politics is everything

Tang. Ku 3 months ago

Handiti mazvionaka and zanupf is going dismiss it as falsehoods Please tsvagai zvombo izvi zvema elections hazvina basa ko munombotyeiko dai makatumira vanhu kunotrainwa for the past years chionai zvaakutaurwa manje chikristu chinokuwandirai asi vana vewamwe vachingopera mochema zvotopera I wish kuti vaChamisa, Biti Karenyi Ncube and all CCC stakeholders vakambourairwa vana vawo tione kuti havachangamuki here



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback