Pindula
Register Login

CCC Responds To ZRP Conditions It Has To Observe During The 20 February Rally

CCC Responds To ZRP Conditions It Has To Observe During The 20 February Rally

Opposition Citizens Coalition for Change (CCC) led by Nelson Chamisa has said the police is selectively applying the law after the Zimbabwe Republic Police (ZRP) issued a list of conditions to be met by the party at its rally scheduled for the 20th of February.

ZRP authorised the party to hold its rally to launch its campaign for the March 26 by-elections but listed a set of rules to be observed by the party. In response, the party said:

The Zimbabwe Police have cleared our star rally scheduled for Sunday 20 February 2022 but with unconstitutional clauses in the approval letter. This selective application of the law is regrettable & unconstitutional.

Party national spokesperson, advocate Fadzayi Mahere said the ZRP was not being fair. Said Mahere:

Dear @PoliceZimbabwe,

Do the restrictions you’ve imposed on @CCCZimbabwe apply to @edmnangagwa or are some animals more equal than others? We need new leaders!

There is one rule for them and another rule for us. These conditions are unconstitutional & violate our right to equality before the law. Why were these restrictions not placed on @ZANUPF_Official & @OurMDCT. The regime is scared stiff!

Sec 67 of the Constitution of Zimbabwe gives citizens the right to support any political cause, individually or in groups. Why ban slogans at a rally? Why ban singing? Why ban transport? @ZECzim this is what we mean when we say the playing field is not free or fair!

They were allowed to sing, chant slogans, convoy vehicles & gather in their thousands but they say @CCCZimbabwe can’t?! @PoliceZimbabwe are you aware that s68 of the Constitution obliges you to be substantively fair on all your administrative decision making? 

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

43 Comments

7 months ago

Haa ma1


Jombo 7 months ago

Tienderei kuRally makanyarara apa


Muchena Washe 7 months ago

@Jumbo haufungi here kuti chero hako usina kukwana asiwo pakadai unofanira kungozvivanza. This is not right at all.

Pasi neCCC pasi neZANU PF fuck them all 7 months ago

Pamberi nekubatana wana wezimbabwe
This guys wakutiitisa


Rwadzi Gunsmoke 7 months ago

Police kungoshandiswawo uku nema Boss avo anaMataga otherwise junior officers vakutodawo change koz pay ma1 haikwane kana $200US...
Mutemo wemuno unogadzirwa ipapo ipapo NO slogans paRally..NO singing paRally so Campaign yacho iri papi hapana 2 weeks Zanu iri paEpaton{Epworth} vaine Zimdancehalls nema DJ vakaita zvinhu zvavo pasina kuti heer ichi ichi h


Gaffer ✪ω✪ 7 months ago

Has ever anyone of you received strange foreign calls. I've been receiving them for the past 2-3 months but noone says a word these are the numbers.

+266 6870 3517
+26662139188
+266607868958

i think they're from lesotho


Napiri 7 months ago

ma satanists awoo.Panezvawo zvamakadya

Daily prophecy 7 months ago

I suggest you to go to your service provider to block them overally
Transport yako chete

Sponsored

Kembo Mohadi 7 months ago

Haa munotii tikaenda nehuwandu hwedu tikaimba vanotidii ingawani kuWarren hills vakashaya chokuita paburial yaSauro


7 months ago


Tkt 7 months ago

Good Evenning Comrades,

Iyi nyaya iri tricky zvenyu,vanhu,ve.ccc its either you take itbor leave it, chete

Pamberi neZANU-PF


Kobus 7 months ago

Watch out guyz kana ndonda musaende nekuti pachamhanyiwa chaiko but guyz tokukurudzirai kuti titakure ndandi rekeni dzakasimba rwangoda attack chete chete .pasina ginde hmmmm change in Zim ndaramba


Vybz Kartel 7 months ago

Take it or leave it munongogara muchichema chema munofunga kuti vanhu vanovhotera bato rinogara richi chema day in day out.
FOKOF ccc


7 months ago

Vybz Kartel 7 months ago

FOKORO FOKOF ccc

Coole 7 months ago

Musatanyoko uriNjaaa ,donkiremunu

cute 7 months ago

kwenyu kutsvuku


Ugly 7 months ago

Babaanematinji

chief Mbari VI 7 months ago

🤔 anotonyadzisa maconditions acho


Giff 7 months ago

Hamusi kutonyara hre kunyoreswa zve**** nhai ma purisa apa hamuna kana cent

Giff 7 months ago

Hamusi kutonyara hre kunyoreswa zve**** nhai ma purisa apa hamuna kana cent

Muzanu pf 7 months ago

CCC nyika matotora musatye mwari chaivo vanezvavarikugadxirisa hapana chinoitwa mwari vasingaoni zvese izvi mwari varikuona one-day ichavahistory anomakwa ndiye anarobhora inguva iyi musatye zvinpera mhani izv


Gudo 7 months ago

Dhodhi renyu mapurisa. Kukundwa nemateacher


Chimdhara 7 months ago

Zvakaoma vakomana,ko vakangoti musaungane henyu zvinei


J& j 7 months ago

Zvinhu zvaoma munyika funga wega


Zet 7 months ago

Ndoo zvandakuda kutoendera kurally kwacho,we have to free ourselves and this is the time.


Hameno 7 months ago

Vanhu endai kungoda kuvhindunzirwa kut musabude chete muchatopawona pakazara musi wa20


Mbuzi yadhura 7 months ago

Izvi haziratidze kuti munyika mune democracy cy kuisa marestrictions to others zvamunoda kuti vamwe vakuitire nemiwo muitewo saizvozvo


Mephistophles 7 months ago

Selective application of the law chaiyo. Last Saturday kuEpworth vamwe vakenda nemaZUPCO takatarisa vachibva kune mamwe maConstituency wani. There was no Social distancing & vazhinji vanga vasina maMasks. Asi CCC inosimudza chaunga nyange zvakadaro. Zvagara vatsigiri veCCC vanouya voga pasina kutakurwa neZupco kana kuvhundutsirwa nemaSoja. Nyangwe pasina Chicken Slice nemaTitle Deeds maCitizens anenge ari tii... Against all odds famba CCC famba. Vasina nyadzi neganda kumeso vachanyara uye vachanyarara.


Deserve Adrian 7 months ago

This thing of forcing people must stop.They think that there is no God but God has given them enough time to desist from their sadistic actions.

President Chamisa you are the Juggernaut, whenever u passes by the balancing rocks @ tors falling is inevitable. You are the people's project.

Idyo 7 months ago

Vanhu vaofamba vanoda zvavo palockdown mavendor vainohonda na11; what more izvi zverally vanu vachaenda vamwe vachararira ipapo vamwe vachauyabnemacomb vasingaiimbe kana
kupfeka regaria musatambe nemunhu muzimbabwean haperwi


kidza ma 1 7 months ago

Zvese izvi zvaitirwa kuti vagorambidza vanhu kuungana vachiti mutyora mutemo, zvino this tym tinopedzerana. Tikuuyako


sangomachiwororo 7 months ago

Maporitizheni mukuenda kugehena


Tendeukai 7 months ago

There is a spirit or demon behind kuoma moyo kwaPharaoh. kuita kunge asina conscience or humanity, a normal human being must feel ashamed of certain things even if noone can ask see or ask him.
How come he doesn't imagine power turning against him like G40. Maybe anoti ndobva ndazviuraya, he must imagine himself answering in an un.biased court of law.


Chikandamina 7 months ago

Famba ccc😃😋👷🤴🤣🏃☝️☝️☝️☝️☝️☝️


Davison mudzoriwa 7 months ago

This is inhuman we all Zimbabwean citizens hatinongei nyama dzakaenzana God for us all, ramangwana revana vedu ngarijeke ndonzwira tsitsi generation yema2000 vafa nemutoriro vapfanha ava no future plans hakuna mabasa


Crispen chimusoro 7 months ago

The playing field is not fair,zanu of yakaita rally yavo ku epworth without conditions asi ccc yave kunzi maconditions echii nawo,munhu kana uri baba vevana haufanirwe kuita rusaruro.nemiwo mapurisa musarerkera kubato rezanu hamusi Ve party imi muri venyika.god is watching you the wrath wl fall upon you one-day.


Soul jah love 7 months ago

Porisi inenge yatarisa muromo wemhunu,kuvhura chete muromo spot fine and vapfana ve ZRP vachaita mari.Plus mhino a sekuru ine spot fine.Imagine ku rally vachingotenderera vachitarisa muromo ne mhino.Aaaah Rubbish mhani,tichasangana pachiround and kuchaita makwikwi mu ground..


Chimbumu 7 months ago

Anebhora ndiye anomakwa guys.Chamisa Chazezesa Challengers.Kuita marally kana kusaita makatotora chimuti baba .


Melue ziraster 7 months ago

Bayayiseba iccc laba


Deserve Adrian 7 months ago

ZANU must fall vachida vasingade..Their strength lies in using force and intimidating people so lets conquer this and move on.FAMBA NERO FAMBA.MUKORE UNO KUVHOTERA ZANU KUZVIEXPOSER YOUR MENTAL WEAKNESS..MUSANGANO WEZANU HAUNA SOLUTION TO THE PROBLEMS THAT WE ARE FACING COZ ZANU ITSELF IS A PROBLEM


Political Analyst 7 months ago

CCC needs money to make a counter for rigging. Pasina mari and a good strategy kupedza nguva hapana chobuda app


cccc 7 months ago

ccccccccc



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback