Pindula
Register Login

Bona Mugabe Chikore Disowns Social Media Accounts

Bona Mugabe Chikore Disowns Social Media Accounts

Bona Chikore, the daughter of the late former president, Robert Mugabe, has disowned several social media accounts that are using her name.

At least 50 different social media accounts, across different platforms, are using the ‘Bona Mugabe’ name.

Reads a statement by her lawyers, Venturas & Samukange Legal Practitioners:

 Our client advises that her name has of late been unlawfully, without her knowledge and consent been ascribed to several accounts on several social media platforms, in particular, Facebook and Instagram…Our client is not a media personality. She is and has been a very private person and would like keep it that way.

Please be advised that our client shall not bear any legal responsibility in connection with the continued active status of these several social media accounts whose operations are at the instance of someone whose ulterior motives are unknown at this stage.

The attorneys added that they are working with the “responsible authorities” to bring to book the people behind the fake social media accounts.

More: The Sunday Mail

Share Article

Sponsored

More

10 Comments

Sir king dejavu wejecha 5 months ago

Zita ngarishandiswe ko baba vake pavaitumira riot kuzotimamisa taichema kunani. Dai varikushandisa vatoita nephotoshop akashama kuti amame (alooter ngaacontinue). Iwe neni tine basa (asante Sana
)


Majeke 5 months ago

Vanhu ngawasadaro mufunge .Kubvira ndkubvira chero paitsviriridza Grace Mugabe achiwomoka Bona haana kumbobvira ati bufu munhu agara asingafariri zvekutaura taura haana basa nemunhu. Ko sei vanhu wachida kumushaisa peace of mind zvimwe onaiwo vakuru wakati zano pangwa uine rako zvekuti mugozo fananidza nguo nedzatarubva hameno zvenyu nekuti kuteya mariva murutsva kushaya hany'a nekusviba kwemagaro


Game tatengesa 5 months ago

Stop it


Zman 5 months ago

Hoo nhai saka vanhu vatokanganwa nyaya dzairoverwa vanhu naGabhuriere nhaika. Hooky kureva kuti vanhu vakaziva kuti urinherera vanodheerera maningi nhaika. Bcz Baba Bona vachirikufema ndoozvinhu zvainyanya kurovesa izvi


Ini zvangu 5 months ago

Hameno zvenyu. Ini Zvangu, Ndini Zvangu full stop.


Sponsored

More
Tkt 5 months ago

Kkkk @😴 wasasa apo mmm munga manyiwa mudzimba umu, hmmmmmmmm ma11111


🙇 5 months ago

Iyo itsika yakashata yekushandisa Zita remumwe ,apa zvinonorwa zvacho kusvibisa Zita remunhu sure , vanhu siyanayi nekushandisa mazita asiri enyu


😴 5 months ago

Ichi chikasvikawo nepano paPindula chichakuwadzisa vazhinji nemazita evanhu anoshandiswa pana. An ED, ana Chamisa nemaGweta Asatani anowanikwa pano. Varidzi vemazita vakasimudza mhupo zvaitwa naAmai Chikore haaa panorirwa pano. Isu hedu tiri ana Chisina Zita😴
Tingazongo rire pane zvatinonyora zvacho.
Pindula, are we safe?????


😴 5 months ago

Kkkkkkkkkkkk

🤨🤨 5 months ago

Kkkkk haaa gweta rasatani ma1 zita iri ummm


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback