Pindula
Register Login

Blessing Chebundo Vows To Take Kwekwe Seat To ZANU PF

Blessing Chebundo Vows To Take Kwekwe Seat To ZANU PF

Former MDC Kwekwe Central legislator Blessing Chebundo has vowed to help the ruling ZANU PF reclaim the seat.

Chebundo is famously known for defeating President Emmerson Mnangagwa during the 2000 parliamentary election pushing the latter to the Chrimhanzu-Zibagwe constituency which was created during the 2007 delimitation exercise. 

The ruling party, however, won the MDC Kwekwe Central seat back in 2013 when the late Masango Matambanadzo claimed it.

He was, however, kicked out of the party and went on to retain the seat in the 2018 general election under a party called National Patriotic Front, holding on to it until his death due to suspected poisoning in 2020.

Chebundo, a long-time opposition darling last year dumped the MDC Alliance and joined ZANU PF and says he is ready to fight for the ruling party to regain the seat. He declared:

We are going to take the seat back to ZANU PF.

I am declaring that Kwekwe Central is a ZANU PF seat and it is going to be won by ZANU PF in the upcoming by-elections. There is nothing in the opposition now. President Emmerson Mnangagwa is the only future for this country. Everyone can see that the president is rebuilding our country. Even Chamisa has ditched the MDC-Alliance because there is nothing. He has only made a mistake of not coming back home.

ZANU PF fielded John Mapurazi as its candidate.

More: NewZimbabwe.com


Share Article

Sponsored

More

22 Comments

Cde Pasi neMDC 3 months ago

Chebundo haana kurongeka akadyiwa na Judy Tobaiwa akafunga kupanduka.
Mordern day Morrison Nyathi.


kim luta 3 months ago

vanoda kuonekwa vana chebundo avo kt zvaar ktaura ichokwadi hr


Mufudzi 3 months ago

Kurasika zvake takatarisa Chebundo uyu. Gore rino tichadzidza zvakawanda. Mirai muone. Ini zii zvangu. Watch this space at the end of the erections kkkk sorry guys elections. I lost my eraser kkk

Muchena Washe 3 months ago

Yellow kuvanhu vanhu kuyellow.
Ukaona uchiri kutsigira Zanu wakafanana nemunhu anotsigira Muteki.


Mujumba 3 months ago

Zanu yakadyiwa kare Chebundo nyarara zvako uri kupedza nguva hapana anokuda dzese imbwa dzeZanu dzirikuhukura kudawo sadza rasiiwa navatenzi but kufarira mangai hapana chinobuda CCC chete


Sponsored

More
Tkt 3 months ago

@SWAT - wangu kutsigira bato risinga zikanwi mahofisi aro zvaka fanana nekunongedzwa tezvara pafoto wonzi tumira mari yeroora paAddress yemba mari yacho iri muEnvelope baba vacho usingava zive mkazi wacho kuziva kusangana paMachipisa woto famba uchiti ndaroora, HUBENZI ndizvo same same nechibato chenyu chakaora icho


SWAT 3 months ago

As if you don't know what happened to their offices. We will deal with that a at the right time, right now we need change weather tasangana mu street or pasi pemuti it doesn't matter. Change that will benefit everyone including you

Charger 3 months ago

Highest level of stupidity alliance iriko wani enda unowandira kuzanu ikoko


Sponono 3 months ago

Ndati Ma fans ese eZanu Pf, kuzanu kwenyu shiit mhani makajaidzwa...


Jombo 3 months ago

Ko wazvinetserei nekutukana nesu....handei tonosangana kuBallot

Z💛D💛CK CHIKAP💛NYA 🇿🇼🇿🇼🇿🇼 3 months ago

Chamisa inenge mvura ya Mwari inonayira wese anomuda ne asingamudi, akarima ne asina, mutadzi ne mutsvene.

Kusada kwako Chamisa hakumutadzise kukumiririra kuti ukwanise kuwana kurarama kwakakukodzera.

Arikuita zvose nesimba rake kuti ramangwana rako neni rive rakajeka, ramangwana revana vako rivewo rakajeka zvekare.

Kumuda kana kusamuda Chamisa hakusi kuzomutadzisa kuunza budiriro munyika ye Zimbabwe.

Whether urimu MDC, mu Zanu or whoever you are, you are always going to enjoy the fruits of prosperity that are banked within our Party (CCC). Kuzvida or kusazvida CCC 🌀 is the wave of change for the best...

Chamisa My President,
Chamisa Your President,
Chamisa Our President.☝️💛☝️

CCC My Party,
CCC Your Party,
CCC Our Party. ☝️💛☝️

We are a united party
We are a united front
We are united Citizens.☝️💛☝️

Saka 2023 Ngaapinde Hake Mukomana.


Sponono 3 months ago

MaZanu ese ku zanu kwenyu shit dzevanhu.

Z💛D💛CK CHIKAP💛NYA 🇿🇼🇿🇼🇿🇼 3 months ago

Kana urisewe Ndirimuroad siyanana neni you are not worth my opinions

Nimrod mandishona 3 months ago

Nhaiwe chaitwa nachamisa chiiko chaunoti imvura,ukawana nguva ukwane

🤨🤨 3 months ago

Pfutseke iwe imbwa wanzwa dumbu rakazara mvura

Chikandamina 3 months ago

Kwekwe yellow yenga yenga,hapana hapana chebundo nezvimbwa musungato.


Majeke 3 months ago

Haunzwi kutaura Chebundo ndokutaura kwemunhu akaita revision yake akadzikama hakuna chinobuda kuye wakabva neko wanotaura kuti ipwa dzega dzega hakuna mhunga kuye .Zanu pf ndokuti party inegwara party yakarongeka kwete mahumbwe ayo .Wakamboona kupi party inoti mumba ndoo office hapana rwendo paye kuvaraidza nguva kuteya nzou neriva


SWAT 3 months ago

Saka office is everything to you. Haayas

Korokoza 3 months ago

Kwekwe Central will never be won by Zanu pf even if its the only party that contest.


Mufudzi 3 months ago

☝️

Baba Titie 3 months ago

Ana Chibundo chingodyai mari yehutengesi munyerere uko


Jombo 3 months ago

Fambai naro shoko



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback