Pindula
Register Login

Black Mamba Kills 2 Siblings, Aged 9 And 14

Black Mamba Kills 2 Siblings, Aged 9 And 14

Two brothers from Buhera died after being bitten by a black mamba (rovambira) last Saturday while hunting in Gukuranenzara Mountain in Buhera District, Manicaland Province.

Tawananyasha (9) and Tinotenda Newman Mujeyi (14) of Gandidze Village under Chief Makumbe, died on their way to Murambinda Mission Hospital moments after being bitten by the venomous reptile.

The two siblings were in the company of several friends who were not attacked by the snake.

Acting Manicaland provincial police spokesperson, Assistant Inspector Chinyoka confirmed the incident. He said:

They (Mujeyi brothers) went for a hunting expedition in the company of their friends last Saturday.

The two were bitten by a black mamba during the expedition. One of their friends, aged six, informed us that the two were bitten by a black mamba.

On their way home, they fell down and their colleague reported the matter to the duo’s father, Mr Blessing Mujeyi. The two died on their way to Murambinda Mission Hospital.

More: Manica Post


Share Article

Sponsored

More

36 Comments

Eurita Hatinahama 4 months ago

Kuronga kwavo mwari asi zvinorwadza hazvo.zororai murugare vanangu


Rushworth R. Murozvi 6 months ago

Tine urombo zvikuru nefiro dzakadai, dzasangana nevana vedu, Hama neshamwari, vana Mujeyi, Zvavamwe, naTagarira nerutivi rwekamai, Hama dzose dzakapoteredza,


Mangove 6 months ago

Zvakaoma hazvo kurarama inyasha


Edward Nhloma 6 months ago

Shame ..very sad .....


Edson Mapavana 6 months ago

So sad from one family


Beatrice 6 months ago

So sad ,ndabva ndafunga imwe school mate anonzi Elfas svova ndakasongana naye after some years asisina front line ndikati why ,akati akadonha mugomo achitiza rovambira shame now I understand nyaya yake pange paipa akati its better kungojamba pakareba pane kufa ,my condolences to the family


Sponsored

More
Kudzai Machaka 6 months ago

I have sympathy to the Mujeyi family for the death is the law of God. The duo may rest in eternal lyf.


Chikombe manatsa 6 months ago

My their souls rest in peace


Farai mudyarabikwa 6 months ago

Vana. Vemumba1nyoka hasarudze mwariiii hadhakwe hake ndoti zororai murugare boys kana iri nzira yamwari fambai zvakanaka mu chando Gara mufimba yehu mambo kumusoro ku denga kana ari munhu aita izvi Boyz dzangu munorwa semikono


Kissmore 6 months ago

Shame may their soul rest in peace


Real mbada 6 months ago

Vatofa vatofa 1000 ways to die


Bhazuwa winnie 6 months ago

Haa zvinorwadza izvi age yacho


Kerestenzia 6 months ago

Ndodzinonzi mhepo kusarudza vana vemumhuri 1 pagrp rese. Vanhu vanhu vanhu Mwari achatonga hake nenguva yakafanira


Bento 6 months ago

Probably they tried to rescue one another as brothers

Pichesi Terance 6 months ago

Kana neni zvandisiira mubvunzo panadiremera

Pichesi Terance 6 months ago

Blackmamba ndiyo rovambira its called black mamba not because of skin but colour yemumukanwa inoreba 2 to 4.45 meters inowanikwa Ku afrika inomhanya 11 km per hr or 5mtrs per second ndiyo Nyika inomhanya kpinda dzmwe pasi rese uye ineuturu hwakanyanya kupfuura Nyika dziri mu Africa black cobra ndiyo mhungu


Conquering shumba 6 months ago

5meters per second mudhara musazodaro

Pichesi Terance 6 months ago

Very sad may there beloved soul rest in peace why same family member ivo vana vanga vakawanda nyoka ya selector here yangova mifungo yedu kuti pada simba rewakaipa ratungamira

Baba chanana 6 months ago

Kkkkk Yaaa rovambira ndiyo inonzi black mamba the wisest reptile very poisonous.
Ndakakura ndichifungawo kut black mamba imhungu. Kwedu paiva nenzvimbo yataiziva yaiva nemhungu yakamboruma mombe ikasviba we used to call it black mamba


@matemai 6 months ago

What a tragedy so sad
Guyz black mamba is not kuti the snake is black the colours vary with diff regions but inside the mouth it's black


Fortune 6 months ago

So said

Idiot 6 months ago

Sad story


Terrence Mukwewa 6 months ago

May their souls rest in Peace


Angeline Tungwa 6 months ago

My their souls rest in peace


Januzaj Ⓜ️uninja 6 months ago

Sad news mhsrip


MuGrade 2 6 months ago

May their souls rest in peace 💔....

Asi black mamba ne rovambira dzinosangana papi? black mamba after biting u,u can't survive 2mins... rovambira u can survive a distance but not the black mamba.plus black mamba inorova once yapedza masports... rovambira chero 30vanhu rinoruma


Mike😲 6 months ago

@Chief Mmmm info yenyoka iyi mukuiwana kupi moziva wena

Cityzen 6 months ago

Zvamuchato roverana kuti Black Mamba inonzii chii nechirungu

Chief 6 months ago

What a tragedy veduwe. Mhepo dzauya kuipa this month. Rovambira rinonzi rock mamba type iye ye mamba yakarebesa inemaziso mahombe asiri black nekasoro, iri brownish so uye inogara mumakomo especially panenge panembira then black mamba nde dziya dziri pitch black dzitori nemaziso eblack dzowanzo gara mumwena kunyanya pachuru. Mamba family inobata ese ma cobra, green(iya igara pamiti ne ndebele inonzi ndlondlo), neqamula imwe inoita ma colours akawanda yakarebawo, black and rock mamba. Most poisonous irock mamba (rovambira) yekuti ikakuruma inokanganisa nervous system

R`G 6 months ago

Black mamba imhungu not rovambira

jombo 6 months ago

Kkk mdara rovambira inonzi black mamba nechirungu

Technician 6 months ago

Black mamba ndiyo rowambira baba

Patrick Kuzakwawo 6 months ago

What a sad sad story


Mumu 6 months ago

Uuuuh shame may his S.R.I.P
Zvorwadza


Jin lin 6 months ago

Sad news,age ndoinorwadza vanA vadiki,mhsrip


Slay 6 months ago

Black mamba i english word rinoreva kt rovambira kana kt mhungu


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback