Pindula
Register Login

Ba Shupi: Jah Prayzah Used To Curtain Raise My Shows

Ba Shupi: Jah Prayzah Used To Curtain Raise My Shows

Musician Peace Ndlovu, better known in the entertainment circles as Ba Shupi, has revealed that multi Jah_Prayzah used to curtain raise for his shows before the two got famous.

Baba Shupi, who rose to fame through ‘Godo’, a collaboration he did with Stunner in 2011, narrated his musical journey in in an interview with online channel K5TV.

He said:

The name Baba Shupi came when I was still doing music and dance. I worked at Amakhosi with the late Walter Muparutsa, Davies Guzha, Maxwell Chirwa and Sabhuku Vharazipi. We were in different groups in Masvingo, but working together.

I then moved to Harare to pursue my career and that’s when I met Chioniso Maraire and then started doing music shows. I remember Jah Prayzah coming to ask me if he could open up for my shows, to which I agreed, back then. It was a long time ago but I already had the name Baba Shupi. 

Ba Shupi, who is now a singer, vocalist and song writer, has collaborated with the likes of EX-Q and the late Soul Jah Love while Jah Prayzah rose to become one of the most celebrated musicians in the country.  

Share Article

Sponsored

21 Comments

cas 4 days ago

usada kunyepa iwe


Anonymous 4 days ago

😹😹😹

ajuja ajaji 4 days ago

zvikazodii nhai baba vashupi


sm 4 days ago

ba shupi makushaya nyaya dzekutauraka


indivudual 5 4 days ago

handikuziviyi mdhara


4 days ago

That's life .... Ini wandaipa maCorrections kuchikoro wave maboss mumabasa umu


mira nditaure 4 days ago

Nhai Baba Shupi musada kudarozve ndaakutonyara ini , shuwa shuwa inyaya dzokutaura here , bva hongu chikomana chaiva curtain raiser zvikagodini, mungati shuwa makatamba bhora naana messi iye messi watova mberi kwenyu, mukagodini shuwa rega munzi baba shupi munoshupa


Gaga 4 days ago

Ba shupi vanoshaya zvekuita

Sponsored

chikiti.. musavengana 4 days ago

kkkk zvokwadi bodo


4 days ago

I don't know baba shupi and I don't see anything unbecoming pane zvaataura. Jp azviramba here. Today I have reached more 'financial' status than most of my teachers. It's life. Few ppl start of their journies as stars


concerned 4 days ago

So what nhai baba Shupi .....vamwe vakbotamba naPresident by they dn mek noise abt it kuzoti kuvacurtain raiser kkkk.Zvimwe so tinyarei


Jah P 4 days ago

Dakuku rova ndika kubata mudhara


𝑆𝑖𝑦𝑜𝑦𝑜 4 days ago

BA Shupi havana kana nyaya.
ok tainzwa nyaya yenyu, then...?


o'brien 4 days ago

this is very true even JP can agree. All big artists started like that and that's how people grow. Vese varikutuka Ba shupi u ar clearly confessing kuti hamuna brain. Even Ronaldo or Messi akatangira kuAcademy. So u think JP akatanga aine mbiri here kkk. I remember sulumani chimbetu achitaura the same words achiti JP akauya naChipaz pane imwe show back then hanzi ndikatoshamisika kuti who is this tall guy achiimba naSenator Vibes. Don't comment past stories using present situation because things change. Ba shupi and JP come from different generations. JP mwana mudiki but chave chibaba music.


potifa mopo 4 days ago

l still remember jp achiuya kuzodzidziswa kuridza mbira pamufakose apa nemumwe mufes soo ainzi bloodshed. he was very young madays acho haa vanhu tinobva nekure shuwa


XXX 4 days ago

Zvekuti wakamboita mari kwaChiyadzwa inotenga malorry iwe wakushaya yemudzanga zvinobatsirei. Sotai musambo chete anotaura ega JP wacho kuti akapfuura nemutsoka dzenyu. Kwete zvekuda kuenda mberi kunge mhino zvamakuita izvoo kubuda bhobhoo chaikoo. Vhomotatis syndrome


Tintin 3 days ago

aaaaaaaaaaaaaah 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

cid 4 days ago

mukazodii baba shupi,,,think Shupi yacho inopera ichinzi SHUPIKAI coz mukushupika


Sekuru Gaisi 4 days ago

Nhai chizukuru wati ukavaudza zvodii musiuno ndakahwa uchitizve pane vamwe vaimbi varikunetsa kubatana newe kuti muite collabo .Ndiko kupera chizukuru unotanga kuvotomoka kuti ubudewo pamhepo


Mukanyapazvese 3 days ago

Ririnecgepapi bawa ronzi ba shupi?


q 3 days ago

tiitireiwozve ma serious



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback