Pindula
Register Login

AUDIO: Ximex Mall Dealer Narrates How He Ended Up Shooting His Ex-girlfriend

AUDIO: Ximex Mall Dealer Narrates How He Ended Up Shooting His Ex-girlfriend

Ximex Mall dealer Tafadzwa Murengwa who shot and killed his ex-lover Samantha Dzapata, on Friday, 22 July, has narrated how he ended up committing the crime.

Murengwa said he met Samantha, who was in the company of her younger sister, on Friday morning along Simon Mazorodze and tried to talk to her. He said:

I asked her when she was returning my money and she started to run away and pelted me with stones. I asked her to calm down and she ignored my pleas. I was emotional at the time so I opened fire… and left…

Listen to the audio below for more:

Share Article

Sponsored

29 Comments

Tintin 2 months ago

unedzungu.


bvananguy 2 months ago

kupenga chaiko


😂 2 months ago

Wanting his money back when he was throwing out his own money at zimex mall???? 😂 not useless Zim dollars but USD 😢


MuPfungwe Chaiye 2 months ago

Zim hanzii nenyaya yekungourayana every day especially vakadzi varikupera 1 one nenyaya dzekupondwa idzi. Haridoke pasina nyaya dzekupondwa ummmh Mwari pindirai🙏🙏🙏🙏🙏🙏


Crocodile 2 months ago

Nhaiwe munyori Friday 22 July hatichazive kuti rinhi manje wazvaitika if not today 29 July


pindula 2 months ago

Friday last week sir

cheruyendembuyende 2 months ago

I second this guy, I think that is the best way to solve nyayaa dzana Dheriraa just kill and killing doesn't kill


Mnhanga 2 months ago

unochemberera mujeri bharanzi


Sponsored

Gogo 2 months ago

Nhai Tafadzwa are you still emotional?Let's desist from making decisions when we are angry


🐗 warthog 2 months ago

tafadzwa you are a disgrace to the society of men... uyinja mfana awula khanda silima sendoda... you deserve life sentence in jail sibone uboss bakho sebeku peneda abakwaziyo.
how can a normal human being shoot at someone like that.


Tafadzwa 2 months ago

Lawe masendakho

Hameno 2 months ago

women of today should get an education and stop chasing after Mari yemurume


2 months ago

Nemiwo varume munazvowo ndimi munoda zvinhu saka dyiwai

Skindo 2 months ago

And rumours are that Tafadzwa has been involved in a series of armed robber


Chamhamha 2 months ago

Yanga imbori marii yawatorera upenyu hwemunhu. If someone decide to pay back the money will you be able to give that lifeless body a life back. Zvimwe ngatiitei tafunga


Tambaoga Takasiyana 2 months ago

Naitwo tusikana twacho tunazvo. Tunoramba mareal hard hustling guys mavendors nevamwe tuchida mari.

Kamwe kaifurirwa paTough Talk kuFacebook yaMike Pasi kuti siyana nemkomana wako irombe rakadzidza yet the guy works and earns kahonest mari kake kadiki.
Waramba Giribeti kana Gina iyeye for boss Pangolin and zvodai woti tikubatsire nekuchema! Maya. Vamwe tinongoti zvinowanikwa. Vakadzi vazhinji havadzidzi and vanodada so equally dump.
Chete one life lost is one too many.


dzvoti 2 months ago

Yeah vanhu vanonyepa Tafadzwa was not an armed robber he is a money changer anotengesa futi mota that girl akadya mari yemunhu yakawandisa these guys were engaged meaning the guy was spending on someone who had committed to him more over imagine the pain yekurambwa nemusikana achida murume wemunhu iwe uri single plus une bag it's emotional abuse rest in peace Samantha but vanhu dzidzai usanyepera kuda munhu kuti udye mari yake


Chamhamha 2 months ago

Yeah sure Tafadzwa wasn't an armed robber. Ndakanyanyomuziva achiri kuita zvekubhadhara maDstv acc mu Joina City. Munhu bhoo zvatondishamisa kuti zvasvika sei pakuuraya munhu. Hey ma1

The assessor 2 months ago

Live fast die young and hve a good corpse. Vakadzi bvisai ruchiva .Learn to be honest and work for yoself. Ma**** munopera.


Bujayiz 2 months ago

It's a lesson to women then


2 months ago

Hapana lesson ini vese vaibenefita muface aipihwa chinhu baby achidya Mari saka hapana hapana zviriko vaidyanana

Fubu 2 months ago

Babamkru vake ndovaziva he is a teacher (head) and a former Mvurwi councilor.Tafadzwa muMoney changer not mbavha .KuSplasher Mari idzungu chete ko zvemuZim ungazvipedze here zvetupfanha utwo


huru 2 months ago

MHSRIP


the Zebra 2 months ago

munhu shuwa kutotishotesa mababie nkuuraya , babies rakanaka kudai Shit njani ndarwadziwa njani , look at her lips.


Zeira 2 months ago

Waenda,waenda Sama hauchazoka.Kuda zviro


Chimboti Pizza 2 months ago

Kana akadya mari yemunhu handina hurombo nekuuraiwa kwake. Vakadzi ngavadzidze kuzvishandira vega kwete kunyudzisa munhu murudo kuti vadye mari yake. Gender equality yacho tikumboiitirei kana musingade kudya cheziya. RIP Samantha but let this be a lesson to all women


Chimboti Pizza 2 months ago

Kana akadya mari yemunhu handina hurombo nekuuraiwa kwake. Vakadzi ngavadzidze kuzvishandira kwete kunyudza munhu murudo kuti vadye mari yake. Gender equality yacho tikimboiitirei kana musingade kudya cheziya. RIP Samantha but let this be a lesson to all women


🙄 2 months ago

Saka apa you are saying she was his prostitute ka...because vanodana hatingati mkadzi's benefit yekupa murume gapu icash. Handiti panovatana vanhu vese zvirombo zvinenge zvichinakana. So you vakadzi ndovega vanoitiswa during koi koi...saka matoys evarume ende 50/50 hapana

Tz 2 months ago

you kill by the sword you also die by the sword, history will always repeat itself



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback