Pindula
Register Login

AUDIO: Chamisa's Address At CCC Rally White City Stadium Bulawayo

AUDIO: Chamisa's Address At CCC Rally White City Stadium Bulawayo

Nelson Chamisa, the interim president of the newly formed Citizens’ Coalition for Change (CCC) Saturday addressed dozens of his party supporters at the White City Stadium in Bulawayo. The party was campaigning for the by-elections scheduled to be held on 26 March and for the harmonised elections slated for 2023. Listen to the audio below for more:

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

19 Comments

RG 2 months ago

UYO @CADRE MUSAMUTEVEDZERE ANGA ARI PACOMMA KUBVA 1980 AMUKA NHASI


Muchama 2 months ago

Pasi nasisi Chamisa tingavondongegwa nyika yakazvinakira iyi dzungu racho rakanyanya iiiiiiiiiii hachaweteri mumachira here


Mafirakureva 2 months ago

Iwewe Muchamama ED Shweeee na Simpuru ndimi muri kumamira mumbhurugwa nekutya Yero Nero

Ndenge ndisati ndamboons zvakadai

President wenyika nebato;
Deputy President wenyika nebato;
Deputy President senators (H.E. Kembo MuHuRe)

Vese ava kurova nzira kuita campaign for a Byerection!!!!

I surrender
Ko kuzoti gore rinouya - nehuku dzavo dzinenge dziri pa campaign trail

Tichaonerera

2 months ago


Sponsored

More
factos 2 months ago

mbabva mabva
pamberi zeZanu pf
pamberi nekubatana
pamberi nebudiriro
pamberi ne poverty
pamberi ne corruption
pamberi nenzara
pamberi nekushaya mvura
pamberi nembavha

pasi ne manduuuuuu
kuguda imanduuu
kusebenza imanduuu
kusaba imanduuuuuu
USD imanduúuuuuuuuu
Chamisa imanduuuuuuu

CCC imanduuuuuuuuuu

pasi nhayo

pasi nayooooo


Zvimbazi 2 months ago

Demon

Dubs Magehlegehle 2 months ago

Cadre ndiwe uchavukura manje manje.


jEnde 2 months ago

wazonosonesa nduwe yako here iwe ...maburi ayava nayo haachaita


Cadre 2 months ago

Vavukuri vukurai
Vukuraii vukuraiwoo zvamunooda
Pamberi ne Zanu Pf
Pamberi naE
TrustED
BelievED
UnitED
Pasi neCCC
Pasi neMDC
2023 ED pfeeee


Zvimbazi 2 months ago

Spermicide

JC Form IV 2 months ago

Another patient who has escaped from Ingutsheni or Ngomahuru. Guys in white huyai mutore @Cadre mumudzorere kumba

Vision 2 months ago

Mwari vakuv**** maziso Ione,daiwaro vakupa pfungwa dzekufunga, vakupewo rugare mukukubvisa muhutapwa .unoda kusunungurwa kubva muusungwa

Nelson Chiwenga 2 months ago

bulawayo and matebeland is not voting for ccc
we are voting for the pro seperatists...the MRP


mngane36 2 months ago

Tshiyana lento oyibhemayo @ Nelson.

𝔼𝕣𝕚𝕔 2 months ago

Wena Nelson Chiwenga ugula ufihla Ingutsheni yakhelwa abantu abayenza njengawe so. Ufuna sikuphelekezele ?

Tshux 2 months ago

Nope asivoteli amaterrorist,we will vote for Zanu-pf,Zapu,CCC n MDC-T... MRP nope a big no..we will be voting for Islamic inspired party

yala 2 months ago

nhy nerison chiwenga .....iwewe ndiwe here bulawayo....mind you

... 2 months ago

Wanga wadya her unenge unenzara iwewe

Bright 2 months ago

Haaa imimi musade kuitisa vanhu ka imi oudio below ipo pasina chinhu her



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback