Pindula
Register Login

Apostolic Sect Pledges To Vote For ZANU PF

Apostolic Sect Pledges To Vote For ZANU PF

A top leader in the Johanne Masowe Echishanu Apostolic sect, Andby Makururu says he is fully behind President Emmerson Mnangagwa and will vote for ZANU PF in the 2023 elections.

Addressing congregants at a prayer session, Makururu claimed Mnangagwa had economically empowered sect members therefore he will ensure that his followers vote for the ruling party. Said Makururu:

I realised that if a person is poverty-stricken, he or she will start to think to vote for the opposition party, but President Mnangagwa has always urged us to work hard.

All my church members are going to vote for Mnangagwa in 2023, and how I am going to do that, you can ask me.

Poverty is the number one enemy, and so I am supporting my church members with poultry, bakery and other projects so that they can self-sustain.

Mnangagwa has the country at heart and we are fully behind him. As church leaders, we are there to provide spiritual guidance to the President.

Makururu recently launched a programme that enables women from the sect to get loans from the Zimbabwe Women’s Microfinance Bank to start businesses.

More: NewsDay


Share Article

Sponsored

More

25 Comments

Mutsamba 5 months ago

akakuudza kuti mapostori anotambura ndiyani ? Usatuke mwarii uchiziva shamwarii coz zvinokuzvimbira zvaurkutaura izvo


Chichie 5 months ago

Mapositori havaende denga, Its funny how they support Zanu wen they are among the poorest people I knw kkk

Petros 5 months ago

Zinongooekwa wani kuti ma garments avo ari "Off white",

K 5 months ago

Ed pfee 2023


Sponsored

More
ngechomo 5 months ago

vamwe vachazviitira madhodhi 2023 party yavo yakundwa kuma election, apinda hake mukomana


Shadows 5 months ago

Marwadziwa nei


Zebhedhia 5 months ago

Hakuna munhu ane nhamo inopisa muZimbabwe ino yese inodarika yemapostori. Asi unovaona vachiti dengwa tengwa kumhanyidzana kuno supporter ED. Ndoita senge ndichavamisa one line ndichivarova mambama mbama kumeso. Pfungwa dzavo hadzitore mushe...😡😡😡 All these fools are not called by God!


🇿🇼boy 5 months ago

Yohweee😂😂 haa comment section inotonakidza kupfuura article

Vodoz 5 months ago

😅😅😅 Haa wataura chokwadi chavasingade kunzwa

Kongo 5 months ago

ARE CHURCHES IN ZIMBABWE NOW INCLUSIVE IN POLITICS.

SHUT UP YOU RAPISTS. WHY DO YOU WANT TO FAKE US.

DO IT ALONE NOT TO TALK SHIT
DON'T LIE BECAUSE WE WILL BE TOGETHER ON THE BALLOT BOX


P .Kureya 5 months ago

Ehe kuitira kuti vasasungwe kana vapara mhosva dzine chekuita nekuroodza vana vacheche


William mauta 5 months ago

Iwe andby usada kushoresa chinamato chedu Hakuna mupostori anoita. Zvematongerwe enyika

Ma China Shamwari ye Zanu Pf vanoti Hakuna mwari hakuna asingazivi Kuti ma China ma Antichrist iwe uri Shamwari yema antichrist saka Ziva kubva nhasi Kuti Zanu Pf ibato rema Satanist svinura
KO unoti chii ne vanhu varikuurawa ne Zanu Pf

Kanda 5 months ago

Munoudza anoda madzibaba nokuti hapana anodya kumba kwenyu pavanhu vamunoudza izvozvo chero mkadzi wenyu haazvidi musafadza vakuru nenhema zivai kuita church yenyu pamusingabhadhari kana cent makanyarara


Mr ndhlumbi 5 months ago

Under normal conditions vote yake i1 chete mupostori uyu mamwe ma church members ane right yekuita choice yawo. It's such a shame wen these things are preached in church. I think Church ndeye kunamatira Mwari not politics. Politics ndodzaka urayisa Jesu paanga akunzi nevanhu vamwari ndiye Mambo wemajudha


Mai Natie 5 months ago

Nhai Madzi dady madii kuita zvaMwari mosiya zvenyika kana kuita zvenyika mosiya zvaMwari.Ndashaiwa pamumire chaipo ini


Jonh Wick 5 months ago

Churches and politics next year toonerera chete toziva Vaya vanodya nevanhu vamwari sa *********"""""""""""huyaiii muine uchainzwa akasungwa rape kkkkkk God is not a full like iwe neni usatamba namwari sahwira yawatanga uyi ndichakuvhunza soon .


Madzibaba Jokoniya 5 months ago

Ndiyekwake iyo, my vote is my secret. Ini nemhuri yangu tinozova pane 'X' mark yedu🕵


Dumbude panashe 5 months ago

Madzibaba Havana kana njere zxavo ngavanyarare vanenge vanonwa mutoriro avo vanofanirwa kutaura zxavanoda kana vane munhu 1 wavakagadzira


S 5 months ago

Mupolitician uyo ari kuda kuwhanda nezve Church.Anoteerwa ndi Mwari kwete iwe. Ma Church members ndeaMwari kwete ako. Enda wega ku ZANU. Musoro bhangu.


Mamonya 5 months ago

Muporofita ane dzakakwana haaite zvenyika ...madzibaba marasika imi, chimboswerai mugomo muchinyengetera


Cde Tongo 5 months ago

Endby ZANU ndizvoo.. but Isa vanhu pakunamata chishanu chechokwadi.. warasa nyika zvauri kuita pama tank munachiremba road kaamu usatorere vanhu Mari dzavo vari kutamburaa mwari vanokurangaa.. ndinonzi Endby futi ndatauraa ngatisanganei pamweyaa..


Cde Tongo 5 months ago

Four# usatukaa wanzwaa... Vanhu vanotamburaa kubvaa mubhaibherii hanti saka hazvisi zvenyika ino chete mwari akasika murombo nemupfumi.. uyee ndiye anogadza humambo hazvisi zvemadiro edu. Usanditukewooo pliz..

Four 5 months ago

Tongo unotoziva hako kt vnhu vkutambura nhai. Usango wawata uchitaura zvinhu zvino contradict pama comments ako.

Eazy E 5 months ago

Muka ubike doro madzidaddy


Ma1 5 months ago

Saka vanhu vovhotera zvaunoda iwe kuti vagorarama nekzvekupihwa newe.Varanda vako here.Asi waneta kunamata zvowopedzera miseve kumakunguwo idzo hanga dziripo.Tibvire kumhepo.


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback