Pindula
Register Login

Another ZANU PF Leader In Nyatsime Has Died

Another ZANU PF Leader In Nyatsime Has Died

ZANU PF chairlady for Nyatsime Ward 9 has died just hours after the death of George Murambatsvina, the party’s chairperson for Nyatsime.

Murabatsvina, the man amongst others who barred Citizens Coalition for Change (CCC) supporters from mourning their slain colleague Moreblessing Ali at her home in Nyatsime.

Murambatsvina is said to have died after a short illness.

The ZANU-PF Nyatsime ward 9 Chairlady reportedly died at a local hospital today.

Like Murambatsvina, she was allegedly part of a grouping which was barring mourners from attending Moreblessing Ali’s funeral.

Meanwhile, two theories have been thrown already to explain the deaths. Some say it is Moreblessing Ali’s avenging spirit killing them while some argue that it could be the ruling ZANU PF killing them to get rid of any evidence that proves that Ali’s death was politically-motivated.

Ali was abducted on the 24th of May by one Pius Mukandi alias Jamba at Chibhanguza bar in Beatrice. Her mutilated body was discovered on the 11th of June in a well in the same area.

The opposition CCC claims that the abduction and murder of the activist were politically-motivated. The ruling ZANU PF dismisses the claims, rather dismisses it as a domestic violence case.

Police say preliminary results from investigations do not suggest that the incident was political in nature. 

More: Pindula News is best enjoyed via the App. Download it here

Share Article

Sponsored

72 Comments

Machiavelli 1 month ago

Whatever the real cause maybe, here is Poetic Justice.


Maxwero 1 month ago

🤣🤣🤣🤣🤣🤣

🌶️🌶️🌶️ 1 month ago

Already see-saw kune kwayarerekera


VYBZ KARTEL 1 month ago

MHDSRIP


??? 1 month ago

kuona uine post yeZanu kuNyatsime, paipa🏃🧗🤸🏃🚴🏇


Sponono 1 month ago

Ummm, zvakawoma mufunge


Chawabvunza 1 month ago

In our Shona or Ndebele culture death of a person shall always come back to haunt all those related to the killers until rituals to appease her/his spirit have been paid. The manner in which these people are meeting their deaths is suspicious taking into account that they were some the people who allegedly disturbed Moreblessing Ali's funeral in Nyatsime.

VAMWE VANHU VORUMWA NECHEKUCHERA.

NGAAPINDE HAKE CHAMISA [NHC].

[VOTE CCC FOR REAL CHANGE].


Hokoyo 1 month ago

Kkkkkk urikuona pane pakashanda mweya mutsvene ere kkkk ndiSatan mushoma ere akagara vanhu vakauraya Mobby vakamudimbura dimbura muregei Satan apedze zvaakatanga 😉

Blue💙 1 month ago

@Chimboti Pizza, wakakwana here nhaiwe musoro bangu? What do you want to tell us about NGOZI, who doesn't know kuti NGOZI already belongs to satanic spirits? Kunamwari Hakuna akafa anorwisa vapenyu so tongoti Mobby do your job pliz. Kill them all, even those with holding barrister JOB Sikhala ngavafe mose, naivo vakuru vebato rakauraya Mobby rakasha vese.

Chimboti Pizza 1 month ago

Ngozi my foot, imwe yacho mweya yaSatan muchingoti ngozi ngozi😠

Sponsored

Jojo Zvenyika Chenjera 1 month ago

Ko anonzi Chisango hw far. Famba Moby famba.


More blessing Ali 1 month ago

Zanu Pf makandiurairei? wese anoziva kuti anechekuita nekuuraiwa kwangu uyezve newese arikuda kuvharavhara nyaya iyi am coming for you one by one, kusvika mataura chokwadi.


Local Artist 1 month ago

🎺🎷🎸🎤Aurayiwa nechikomba chale!!!. singing zvangu,.


Ngozi 1 month ago

chimboti Pizza chimbouraya 1 munhu uone kuti hakuna ngozi here wozotiudza kuti how far


Chimboti Pizza 1 month ago

Ngozi dziriko asi ndiri kuti ngozi mweya we****

Purse 1 month ago

Famba mobbyfamba navo 1 by1 kudzamara vataura chokwadi


🤨🤨 1 month ago

Ahisi ngozi yemunhu wavaka uraya uya it haa ngavapere havo nekupusa kwavo ikoko ktumwa kuuraya munhu nemunh Ari KU state house uko


bishu 1 month ago

mweya yaSatan ngozi mutsauko chii kana zvichiti vane mhosva direct or indirect vateere mufi vonobvunzana ikoko.


Anti zanu 1 month ago

Mobby's remains yet to b burried bt hanzi naMobby ndichavigwa tese nevakandiurayawo. 2 dead now & still counting


Keep 1 month ago

Vari kuzvionera, zanu ngaife zvayo yagara haina kana kna basa.


bigsam 1 month ago

kill them mobby


Mindboggling 1 month ago

Nhai vanhu vekwa Ali mamapedza here kuripisa mhuri yekwajamba makutanga kuurayana nemazanu. Konuyu chairwoman uyu anga akutadzisai zvekudaro, zvekuti makuda ropa rake. Uhm zvimwe munenge makuzviwanza kana chirichokwadi. Zivai kuti kudeura ropa kunoripwa ne ropa. Kana chairwoman achekuitnzkuf kwa Ali toti zvavharana but kana asi a matotanga imwe hom do muchasangana machewa ega ega. Kana muchida kuuraya a megani regai tikupei sauti yekuisa munya ma yenyu iyo. Hah zviripaxhena kuti mhuri yekwa Ali in oziva makwenzi but musazouraya vasina mhosva. Akuna munhu akafa anouraya vanhu asi kuti vapenyu ndimi mukumutsa mwaye wevakafa


Sotai vanhu 1 month ago

Wese aingovemo mukuvhiya Mobby ngaarove pasi hapana kana chakamboshata kkkkkkk iye mobby ndiye aisada kurarama ere munyika hamuna justice umu mhondi ngadzife shiiit. Vakatomutsa mweya wemufi vakatogona cz kumirira mutemo muno its wastage of time a life or a life tanetw mhani aaaaah.

💂 1 month ago

Hanzi akadzingawo vanhu paFuneral service, if true akabatiswawo madhaka asiri Ake

Advocate 1 month ago

I know I know the reason why I am happy😂😂😂


Mkanya 1 month ago

Ngazvife zvi vanhu zvisina pfungwa


.. 1 month ago

Deal with them Mobby 1 by 1 until they're finished. Don't rest cc until all of them die


Mujibha 1 month ago

Disgusting how CCC celebrate when people die. Zanu Pf never does this and it shows the difference in maturity. Anyways they are lost souls. No wonder they praise Ian Smith as their master, the don't even know their history and identity. Zimbabwe will never be a colony again. Vote Zanu Pf the winner


Zuze 1 month ago

Nanhasi @mujibha vazhinji vachiri kugara mumakomboni seEpworth

Mujibha 1 month ago

Divide and rule politics. The white man tactics.You wrote all that yet you never mention that blacks lived in conjested reserves and ma comboni. Apatheid you ignore. That black people did not have access to transport. In Smith time dai uri ku musha so. You needed a pass kugara mu town. Stop creating digs insulting your own race its not funny. People died fighting Smith oppression.

🤨🤨 1 month ago

Vamujiba vhoterai mega zanu yenyu iyoyo hanty ka

Comrade chaiye 1 month ago

History toiziva iwe Mujimba. Rhodesia was a cattle country. And Salisbury was a Sunshine City. Smith was born in Selukwe he was a Zimbabwean. Uyo uyo wenyu is a Zambian he was born & bred in Lusaka. + to answer you bluntly Zimbabwe is already a colony of China. Talking of maturity Zanu inedzungu ndosaka ediots like Chinamasa think Mbuya Nehanda,the statue,will vote in 2023.

SEKURU ALI 1 month ago

famba mobby famb take them 1 by 1.tsvaira vese Imb wa dze zanu-pf ngadzipera.if your death was not a political motivated show them that it was.zanu Mucha **** munhu hauraiwi sembwa.vakakitumai vari kurara hope dzeumambo.


sekuru Ali 1 month ago

Jamba is the last person to deal with,for the mean time we are dealing with thoz who helped him to kill mobby.we come from Malawi we don't die in that way.

Ginious 1 month ago

Sis Mobhi wedzerai pace,tsvairai vanhu

Mujibha 1 month ago

With all due respect let me say any person praising Ian Smith after his oppression and killing our ancestors is a dog and does not deserve to live, he must be killed and a dead person is better than him.


𝗡𝗱𝗶𝗻𝗶 𝗻𝗱𝗮𝗱𝗮𝗿𝗼 1 month ago

𝗪𝗶𝘁𝗵 𝗱𝘂𝗲 𝗿𝗲𝘀𝗽𝗲𝗰𝘁, 𝗮𝗻𝘆 𝗽𝗲𝗿𝘀𝗼𝗻 𝗽𝗿𝗮𝗶𝘀𝗶𝗻𝗴 𝗠𝗻𝗮𝗻𝗴𝗮𝗴𝘄𝗮 𝗮𝗳𝘁𝗲𝗿 𝗵𝗶𝘀 𝗯𝗶𝗴 𝗿𝗼𝗹𝗲 𝗶𝗻 𝘁𝗵𝗲 𝗚𝘂𝗴𝘂𝗿𝗮𝗵𝘂𝗻𝗱𝗶 𝗴𝗲𝗻𝗼𝗰𝗶𝗱𝗲 𝗶𝘀 𝗮 𝘄𝗶𝘁𝗰𝗵, 𝗮 𝗱𝗲𝘃𝗶𝗹 𝗶𝗻𝗰𝗮𝗿𝗻𝗮𝘁𝗲 𝗵𝗶𝗺𝘀𝗲𝗹𝗳.

factos 1 month ago

@mujiba
you are insane
you will die by praising ED

Dako rako mujibha 1 month ago

Asiri kuOpresser ndiani what happened in August 2018 hakuna kuurawa maUnarmed civilians ere ukurwadziwa nemaAncestor vakafa muHarare umo ihuku nhy vakauraiyiwa under Smith regime ere. Ndipindure Satan iwe unozviti mujibha soro bandamba wanzwa Ian tochiti aiva nehutsinye nekuti varungu havatidi ko uyu aruitira veganda rake hutsinye ndiye arinani huh ukwane MuSatanist wemunhu

🌶️🌶️🌶️ 1 month ago

Good wataura semuhu wezanu, pfungwa dzingori pakuuraya chete.

Gokwe citizen 1 month ago

Gore riya akazoripa ari Mugabe paurawa munhu ne zanupf supporters mamuziva weku muka ku mortuary uya pa Gokwe.musashandiswa nezanu kuuraya munhu


Originaly from Mozambique 1 month ago

Vakauraya hama yekwangu vanopera vose kunhonga mubin kujaidza vanhu uku zvenyu zvekuti zanupf ndeye ropa pondai muone mukatengerwa chibuku moponda vanhu gore rino munouraya asiriye


😋 1 month ago

Iwee mujibha u are day dreaming. zanu pf never does what?? This party killed millions of people. even now they're still doing what u're saying it never does. many pple died during Gukurahundi. economy yakafaa everything is dead


Byosha 1 month ago

kkkkkkk


Mujibha uyo haafunge 1 month ago

Kwakuti iParty ine vatsigiri vanenge mujibha iyeyu.Vakaurawa paGukurahundi maWhites ere those 7 pple who died during those August killings havana basa vavatadzei???? Uye chiiii chakaitwa kune vakauraya ndipindure mbudzi iwe une moyo ere murimaSatanist kudeura ropa rehama


VYBZ KARTEL 1 month ago

Gukurahundi kudini kwacho ziva zvekutaura kwete kuswero wawata ma💩

Muzimbo 1 month ago

So who is next?, mweya wako hawaimbozorora Ali, wakafa rufu runorwadza,


tendie 1 month ago

kkkkk


Top Dog 1 month ago

dog eat dog lets go


Mkanya 1 month ago

Ian Smith was a devil incarnate.satan chaiye but when people say Smith was better it shows us the current one is worse than Smith. Worse than Satan himself. Repent nguva ichipo


dog 1 month ago

ko iyo zanupf yacho kurufu ino sponsor here


sugar boy 1 month ago

mobby movie is now interesting.ngadzipere I mbwa dze zanu-pf


Anonymous 1 month ago

I believe munhu wese ndewaMwari, birth yemunhu ne death yemunhu zvinorongwa naMwari even bad pple are the subjects of God


Jamutingo 1 month ago

Ndaseka wena pa dead b.c hanzi nema zanu we suspect foul play kkkk.

Ana Ali Ava asi ma chawa here kkkk.vakauraya asiriye vanopera vese 1.by 1


ringo 1 month ago

koiwe uchiri kuona zbc, mukore uno

Kyiv 1 month ago

😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

Teacher 1 month ago

tipeiwo Mari vanamMujibha avo veduweee


stallion 1 month ago

Dindingwe rinonaka richikweva rimwe kana rokwebwa roti mavata angu azara ivhu


stallion 1 month ago

vatsigiri vezanu too much kuda kuzviita vakangwara asi mapenzi vayindotsvageyi pamunhu avurawa nechikomba chake? Vaneyi nezvokuvigwa kwake ndidzo nhunzwatunzwa dzokakonzera zvese izvi


mwenewazvo 1 month ago

hanzi tadiiko nengano


SAD AND UNFORTUNATE. WHATEVER CONTRIBUTED TO YOUR DEATH, IT IS UNTIMELY. 1 month ago

🥨


🆒 1 month ago

hezvo



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback