Pindula
Register Login

All-night Prayer Meetings, Cross-over Parties Banned

All-night Prayer Meetings, Cross-over Parties Banned

The Zimbabwe Republic Police (ZRP) has banned churches and other religious organisations’ traditional night vigils and crossover services on New Year’s eve.

ZRP national spokesperson Assistant Commissioner Paul Nyathi said those who congregate in violation of curfew hours will be arrested.

Zimbabwe is under Level Two lockdown and a curfew order is in place between 9 pm and 6 am.

In recent days, some churches have been advertising all-night prayer meetings, cross-over sermons to commence on New Year’s eve and spill over into 2022.

Asst Comm Nyathi called on churches to lead by example in respecting the curfew order. He said:

People know that we have a curfew running from 9 pm to 6 am which means no gathering is allowed after 9 pm.

Police will therefore enforce the curfew order and anyone who violates it risks being arrested.

There are no all-night prayers, all-night gatherings, crossover sermons that will be allowed this year.

… Churches should also take COVID-19 preventive measures such as sanitisation when people enter the church, wearing of face masks and social distancing.

Churches mustn’t disregard these safety regulations.

Asst Comm Nyathi implored members of the public not to be over-excited but to adhere to World Health Organisation (WHO) COVID-19 protocols and limit travels and stay at home.

More: The Herald

Share Article

Sponsored

More

13 Comments

Muvhangeri 6 months ago

VaNyathi ndezvepano pasi izvi,musabvamaita kunge makapiwa makiyi edenga.Zvichapera izvi,hatizoda vanotiza mangwana.


Muoni 6 months ago

Last year makazviita futi but tarisai muone kusvasvangwa kwatakazoitwa nayo covid yacho kusvika munaMarch. Ityaiwo Mwari vakuru


New 6 months ago

Tinoda kurara mudzimba iwe ndezveNew year chete


pastor 6 months ago

Hamuzivi kuti nyika ino nekuzara kwayo nndeya jehovah
Regai kushungurudza vanhu
Church is included as an essential service moda kukoshesa zvenyika kuti zvifambe during curfew hours

The ban must be removed


GeniusOfficial 6 months ago

Big Zulu and Roki they performed yesterday in Byo the whole night pakazara vanhu and during the day passion Java ayinge akazarwa hake nevanhu chozongonetsa kuti tingotandarawo 1 night tichinamata Mwari wedu.... Kana musingachade zvema Church ban it futi..... Nhai nhai

Sponsored

More
Mr Tsodido 6 months ago

Pfungwa dzakazara madhodhi. Moti heee church ngainamate Covid ipere heee church what what imi muchimbunyikidza vanhu. Maskati mukuunganidza vanhu kumarally and mabhazi eZupco vanu packed like sardines kana baked beans asi churches anenge ari organized moti noooo. Roky anonzi akatoputsika nekudhakwa palive show yezvenyika asi church yonzi nooo. Asi Covid yacho inofamba netsoka manheru.
Haaaa ndatsamwa. Handiwanzoendi Kuma crossover prayers hangu but iyi pfungwa iyi ka ye curfew ka handiipihwi mushe. Yesterday kuma 12 manheru I was out walking and saw mabhawa akavhurwa and people walking around. Hatisi kurara mudzimba umu vanhu vachiita ruzha nemafaro all night. Asi church yonzi sit down moti zvonaka munyika. Pfungwa ngadzigare mumusoro kwete kuzvigadziko.
Apa makatadza kubaya vanhu 10 million wamaizvipembedza kuti muchabaya.
Tibvirei kuuso. Nxaaaaa.


Kakistocracy 🤣Muchakaka 6 months ago

That's everything is going haywire munyika. Havanei naMwari vanhu vacho ava that's why robbers are everywhere and blood is spilling everywhere (accidents mabus achitsva). The worst is still to come. South Africa is here now in Zimbabwe. Things unheard of are happening, kupondana magweja/mashurugwi haaa. Regai vanhu vanamate. Musaise nyika iyi mumaoko asatani neimwe mweya yakaipa.
Regai vanhu vanamate imi otherwise MUCHAKAKIWA MUNO MUZIMBABWE. Mucharwadza kugara, mogotyisa kudarika what we are currently witnessing. Hoyo musoja ouraya 4 people and wounding 3 others on Christmas, an officer for that matter achidhakwa nepfuti pagrowth point.

Simpuru 6 months ago

Yaah vaudze zvako iwe, ma atheists aya shiit dzevanhu nxaa

Mr Bush 6 months ago

Jonh 14vs1


Eazy E 6 months ago

Right hapana panzi kuenda kubhawa husiku hwese kunosungisa🤡🤡🤡🤡😂😂😂😂🍺🍻🥃


Gogodera 6 months ago

Vanhu kudzimba kuroad kusugwa


Dikaz 6 months ago

But covid inozadzanwa husiku chete here kunamata husiku kwakasiyanei nekwamasikati.. kana kufamba husiku kuri Tori Nani coz vanhu vanenge vari vashoma.. iyii pfungwa inotii chizvo chaizvo


Gogodera 6 months ago

Yaa covid iriko vharisai vasingade kurara mudzimba



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback