Pindula
Register Login

All CCC Candidates For By-elections Are Ours, Claims MDC-T Official

All CCC Candidates For By-elections Are Ours, Claims MDC-T Official

A senior MDC-T official, Tapiwa Mashakada, has claimed that former MDC Alliance members who filed their nominations for the upcoming by-elections under the Citizens Coalition for Change (CCC) still belong to their former party.

In a Facebook post this Saturday, Mashakada asserted that as long as those CCC members did not renounce their membership of the MDC Alliance, in terms of the law, they still belong to the MDC Alliance until the CCC holds its congress.

This is despite the fact that the majority of CCC candidates for the 26 March by-elections were recalled by the MDC-T (which also claims to be the MDC Alliance) for belonging to another party (also called the MDC Alliance). Wrote Mashakada:

The fate of MDC Alliance members who filed their nominations under the banner of CCC has triggered a legal conundrum that legal experts opine, may spill into the courts.

According to legal experts, the CCC is a new kid on the block with only one known face.

The CCC party is yet to form its new party structures, issue membership cards and go for an elective inaugural congress.

As of now, legal experts argue that the CCC party cannot possibly ride on the existing MDC alliance branches, wards, districts and provinces.

In short, the legal experts are of the strong view that those formerly recalled MPs who filed as CCC candidates for National Assembly and Local Government elections must first renounce their MDC Alliance membership, surrender MDC Alliance party cards before they acquire de jure membership of the CCC.

Legal experts argue that the constitutional right to freedom of association cannot be construed to mean the promotion of free riders or political duplicity.

The CCC cannot ride on or use the existing manpower infrastructure laid by MDC over the last 22 years.

That is the political capital that is now at the centre of this new legal jurisprudence.

The legal experts cite decided cases in Kenya, Uganda and Mauritania as legal precedent.

These are the views of legal experts. Let us watch the political space and how the post nomination period pans out.

This is a new twist that nobody ever imagined…

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

More

61 Comments

Shampoo 5 months ago

I think Dr. Nero ndi Mwonzora"s Agent. CCC Ndizvo. Mwonzora confused, Bete remunhu. Chasara kuti rimwe zita rake rinhonzi Chamisa. kkkkk, you will never be Chamisa. Godo godo godo rinokunetsa. Hausisina kukwana. Wati wadii ZANU is going to brew you in an MDC T POT. Takakusiira MDC yacho. Now we are for the colour YELLOW. CCC yapinda yapinda.


EG PFUUU 5 months ago

Chasara manje kunzwa Mwonzora achiti ndini Chamisa wacho

Manje Soo 5 months ago

Ndokushagada sa mashakada akashisha.

Ukaona uchibika wakadongorer poto yepa next door ziba kuti hausikufarira zviri mupoto yako. VaMashakada ne tean renyu re Alliance, endai munohwina election sekuzginyepera kwamurikuita mosiyana ne CCC yamakati haina vatsigiri. Ko marwadziwa nei murimi the biggest opposition party in Zimbabwe🤣🤣🤣🤣


Sponsored

More
🧐 5 months ago

Mr Morgan Tsvangirai pavakavamba MDC vachibva mu Zanu PF vakambonoita renounce membership yavo of the latter here? Kutongotanga rimwe bato ikoko indicates that munhu haachisiri kuwirirana nebato renyu Dr Mashakada. Constitution yenyu inga wani inoita recognize kuti wese anenge avamba bato rake or anoita align themselves nemamwe mapato automatically ceases to be a member of your party. Ko, sei ava vamakadzinga pa MR Tsangirai Hse mave kuvati vave ma members enyu zvekare? Saka mari iri kubva kuhomwe yenyika muri kugovana navo here sezvo mati ndevenyu? Ko, saka vamakadzinga vaye vamaiti ndeve MDC Alliance makanyatsovadzingirei? Saka ZPF inokwanisa kukutii muri ve ZPF here sezvo vamwe venyu musina kuita renounce membership yeikoko muna 1999? Siyai mwana! Inga wani akakusiyirai ma assets, ruvara rweropa (red colour) uye zita!


Daily prophecy 5 months ago

Uri kuenda kubasa here sahwira iri kukukwanira here mari wavanechekubata here muden @tkt
Izvezvi ndiri pabhawa nachairman weZANU tiri kumamisa marii yakapinda yekuisisa maposter asi ndiri weCCC hangu


Zodoc Chikaponya 5 months ago

Tkt mukorokoza ndozvega zvaari zvaanoziva. You can't expect any better given the fact that he has been brain washed.

WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 5 months ago

DO NOT LISTEN TO THE LAME DUCK. HE IS NOT SPEAKING FROM THE POSITION OF AUTHORITY. HE IS AN ECONOMIST AND NOT A LAWYER.

HE MUST HAVE DISCUSSED THIS LAST NIGHT WHILE HE WAS CONSUMING JONNIE WALKER WHISKY "JONNIE WOFAMBA".

RECALLING IN TERMS OF ZIMBABWEAN LAWS AND NOT KENYAN LAWS, IS THAT THE PERSON BEING RECALLED WILL HAVE LEFT YOUR PARTY AND JOINED ANOTHER PARTY. THEN WHEN DID THEY RETURN TO MDC T AGAIN ?

TO CONCRETIZE THAT MDC ALLIANCE [ CHAMISA ] HAD BECOME A DIFFERENT ENTITY IT HELD A CONGRESS.

IF THEY GO TO COURT THIS TIME WE WILL ENGAGE MUZVINAFUNDO MADHUKU.

[ CCC IS FOR THE PEOPLE, FOR THE COUNTRY AND FOR THE LAW ].

YOURS FAITHFULLY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
[ THE BUSH LAWYER ]


Tkt 5 months ago

kkkkkk @Zodoc. unoshura maninji wanzwa ka, kkkk handipinde na@Vybz muELECTION isina bato rangu ndonga ndichino tsvagei imomo. it simply means hauzive mtambo mupfana wakamama. our party is called ZANU-PF not ZPF.
SORRY


Daily prophecy 5 months ago

Uri kuenda kubasa here sahwira iri kukukwanira here mari wavanechekubata here muden @tkt
Izvezvi ndiri pabhawa nachairman tiri kumamisa marii yakapinda yekuisisa maposter asi ndiri weCCC hangu

Hameno 5 months ago

Nhaimi mnhu angatorwadziwa naeri kut Dr Nero zvikaita basa zvine basa REI papindula munhu anopinda neusername yaanoda plus hapasi kutsvangwa mabasa pano


Daily prophecy 5 months ago

Isu hatinyumwe tinoibata musoro ichiri kupinda

Hameno 5 months ago

Andiitewo nharo newe asi anyumwa here nderake

Daily prophecy 5 months ago

Arwadziwa ndiwe wazvi review sei kuti pane arwadziwa neusername remumwe plus futy handiite nharo newe until you fully understand wat username really means

Ini 5 months ago

Hameno

ZimDZ 5 months ago

Pane ambotaura kuti CHAMISA haana vanhu until vaenda kucongress ndonhema dzekupedzisira nei ndadaro kana iriyo nyaya yacho it means Mwonzora pamwe CHETE nakhupe Havana vanhu nekuti MDC alliance haina congress Khupe haana Congress


We gweru 5 months ago

Mashakada anondisetsa but CCC ndiyo yavepo .we love our party so kutukirira kwake uko haticheuke Muridzo.


Daily prophecy 5 months ago

Avo varikuzviti Dr Nero varikutaura asi hapana chine musoro chaicho hameno kuzviti doctor kwako uko kuzvifonera here or you are just copying and pasting the title hudoctor hunoenderwa kuchikoro not kungomuka wanyepera mukadzi akupa chiweti woti wava doctor


Wezhira 5 months ago

Munhu akashaya nyadzi anopedzisira akuita zvese zvese.maifunga magumo acho anenge akamira seiko maidzinga vanhu muParliament muchibatsirwa neZanu izvezvi mavakuti vanhu ndevenyu,why muchida kutora vanhu for granted its time up mukai kuhope kana majaira kupihwa zvese nema captured Courts pamakaita Congress handiti makati hamudi vanhu veAlliance cz havasi venyu,munoda kuzvichekera pakanuna kana machekerwa pane nduru moramba ka


Dr Neroh 5 months ago

Dougie anoita seakapusa iye akangwara hake musi uno akabva kudirirwa 150 million yekucampaigner pamavotes aasina kunge Akawana.Iye zvino akabhara zvake 4 come 28 March anenge akuwanazve mamwe mavotes aasina kushandira vanenge wapisikana naye wobva waitwa booted out through speaker of parliament wakangwara hawana nhamo chokwadi .As it stands Chamisa can not claim to use 2 names before Congress saka apa kunonzi kufurira ivete .Chete ndizvo zvazviri politics dzemuno hakuna kwadzino svika Chamisa anoita kunge akangwara iye akapusa dzungu chete pasi nayeeeeee pasi nemhanduuuuuu


Mdara Odza 5 months ago

Dr Neroh you are without doubt the most stupid person I've ever met; so in your own wisdom or lack thereof a party needs to hold a Congress to legitimize itself? If MDC-T can recall MPs for ceasing to be members of a party by joining another party what logic is there to say they still belong to the MDC-T? It doesn't make sense. The MDC-T Constitution says that when one has joined another political formation then they've ceased to be members of that party so what logic is there to hold someone to party against their will? You are so stupid

Kangaroo court 5 months ago

Kkkk Chiremba masekaka nhamo yenyu na Doug. Isu CCC hatina dambudzo hatirarame nezvekubvuta saka ngatisangane come March 28 yacho tiwone kuti ndiani victor between the people's choices and the poachers. In the meantime chimboshandirayi mari yamapihwa ne Zanu pf, nekuti if you fail munovaziva slogan yavo kuti inoti "Pasi" meaning pasi pembeva.

Dr Neroh 5 months ago

Kangaroo court inoshanda kumba kwako nemhuri yako kuzvida kana kusazvida come 28 March Dougie will be smiling all the way to the courts ende achihwina mutemo wagara uriko and hautarisi kuti wabuda mumba maani.Mark my words kusvika muna June CCC inenge yaane mapato matatu maita nyonga nyonga zvimwe tangai mafunga kwete kungo mhanya kutumidza tumazita kukurira vamwe nzira kuti waise hawo mari muhomwe kkkkkk seka zvako nhamo kunge rugare

Kangaroo court 5 months ago

Dont be intimidated, lets go and vote for CCC nehuwandu hwedu. It makes absolute nonsense to expect someone to resign when he has been fired. Zvofanana nokuti woramba mukadzi, womudzinga mumba pedzezvo woti uchiri mukadzi wangu nekuti hauna kuti hauchandidi. Futseki mhani you biased so called legal experts, dzokerayi kuchikoro munekarenge makatenga madegree saana Dr YOUREMEMBERWHO.

Doug 5 months ago

It seems in Zimbabwe we have all become lawyers and politicians, whether one likes or not. Some of us are still behind and we wonder on the following: is there anything like identity theft in our laws? Can a man remove father of a house and take his place, his birth certificate, ID card, wife , children etc and live happily ever after? We have some of the best legal minds in the region, but what goes on leaves a lot to be desired.


🤨🤨 5 months ago

Dumbu rizere madhodhi mashakada


BRA TSONYOLOZA STEREK 5 months ago

Mmmmmkkkkkkkkkk

Chikandamina 5 months ago

Zimutoto inwa mapiritsi ako,daf ndunda.


Zodoc Chikaponya 5 months ago

Izvozvi pa this platform tikatongoti let's vote

💛💛💛 CCC

💚💚💚 ZPF

❤️❤️❤️ MDC

show yourselves unogona kuwana madzenga edu 2 Tkt na Kartel the rest i yellow 💛💛💛💛. MDC hakuchina


Prophet 5 months ago

💛💛💛

Daily prophecy 5 months ago

💛💛💛my vote

Gaffer 5 months ago

💚💚💚💚💚💚💚💚

Ellie 5 months ago

💛💛💛💛💛💛

💯 5 months ago

💛💛💛

Tsitsipasi 5 months ago

💛💛💛 CCC (VOTED)

Tsitsipasi 5 months ago

Mashakada kwana mhani. The MPs were recalled from parliament by Mwonzora because they were no longer viewed as serving the interests of MDC-T party, according to Thoko Khupe and Dog Dzondora. This could be interpreted as an act of the employer terminating employment contracts of some of its employees and then expect those employees to tender resignation letters afterwards. Tikwanire mhani iwe hippopotamus.


JR1 5 months ago

🙄🙄🙄aaaa dako


Daily prophecy 5 months ago

Chitongodyai mari dzamakapihwa idzo otherwise makada kuinvest mubato renyu zvadhakwa munonyura


Fombo 5 months ago

Takakuudzai kut Zita ramuri kuchemera harina basa nhasi mazvionera pamhino sefodya makushaya kana benzi zvaro richakwikwdza pa byelection saka muchaita sei manje kkk taurai naRuka akupei vanhu vezanu
Nika yese irikut mukoma ngaapinde


Tete 5 months ago

Vana Mashakada ndovanoti vana vese ve ex girlfriend ndevake, nyangwe asina kumborara naye. Bvumayi kuti hamuna support instead of wasting the countrys meagre financial resorces ne ma court hearings, recalls & by elections. Kana iyo Judiciary yedu ngayiwonewo kuti iri kuitiswa chitamba pwere.


Imwe Mbeu 5 months ago

Hahaha Tete, chokwadi chenyu chakanyanya

Daily prophecy 5 months ago

Imbwasungata idzo vanokanganwa chazuro nehope musanyeperana mutemo pano @our zim and your fellows makanganwa nezuro khupe achidudzira mutemo weConstitution achidzinga Mwonzora nhasi zvakwa hosi makuda kupfeka condom take a read khupe achitaura

Mwonzora has notified the Zimbabwe Electoral Commission that he will contest the upcoming by-elections under the MDC Alliance party, in so doing Mwonzora has fired himself from the party because, in terms of the MDC-T constitution, membership of the party shall be terminated if a member joins or supports a political party other than the MDC-T, termination of membership in these circumstances is automatic. Uyu ndikhupe aidudzira moti takapusa nhai

Ngaapinde hake Mukomana
CCC victory is certain
Register to vote for CCC


Mai Chimuti 5 months ago

Wapedza zvako, imwe yangove debate👏👏👆👆 ☝☝👍👍

Zodoc Chikaponya 5 months ago

Chamisa inenge porno hapa ano admitter kuti anoona asi mumafone iri tii kuri kuyida.

Whether ungaramba pa social media deep down mumoyo unongomuda🤣🤣. Chiwenga na ED vakatoisa vote pana Chamisa izvozvi.


T 5 months ago

🤣🤣🤣🤣

Mulongoi😂 5 months ago

Wadura hako iwe 🤣🤣🤣🤣🤣

Mhazi of silobela 5 months ago

Hahahaha hapana abobvuma porno

CHIMOKO NYAMA 5 months ago

Poor Tapiwa Mashakada, you belong to the psychiatric ward where clincal doses to stabilise you mind await you.


Ini zvangu 5 months ago

Sour grapes. They failed to find candidates to field in the upcoming by electtions, and even fielded a Zanu pf member in Binga North. Majaira kudya zvekuba, mave kuda kutijairira manje. Itayi tione zvimbwasungata zve Zanu.


Sir 5 months ago

Nhai iwe Mashakada Akashisha vanhu vauri kutaura kana vari vako wakavadzingirei pazvigaro zvavo


Mucitizen 5 months ago

At law the intended recalls are an impossibility. Lets meet in court.

Timbers 5 months ago

Matoto emunhu mashakada


Our Zim 5 months ago

mutemo uri trick nyatsai kuteerera zvaataura dnt be surprised kuzonzwa chero maLawyer achizvitsigira.This is a mind game


Boss Veda 5 months ago

@ Our Zim saka iwe unofunga kuti vanhu vese varikutuka Mashakada vanopenga anywae uuummmm grapes are sour, i guess newewo yu r feeling the heat. Shaz Zimbabweans we have suffered & we are stll suffering we need CHANGE i mean CHANGE.

Ngaapinde Hake Mukomana.

Daily prophecy 5 months ago

Iwe @our zim mutemo upi wauri kuziva

Mhazi of silobela 5 months ago

Ndo village idiot chaiyo. U have verbal diarrhea from your constipated idiotic mind. You recalled and said you not part of us. The countries u cited are not part of our Roman Dutch law so cannot be argues as precedence.

CCC eat your heart out.....nxaa


Doroguru 5 months ago

Ini ndakatorova hangu vest yeLakers yeYellow zvangu ndiripo paCopa Cabana
☝️☝️☝️☝️☝️

Zodoc Chikaponya 5 months ago

Munhu wese ngatiitey sa Mhazi kwanzi varikupfeka Jersey re Zim reyellow riye. Hatitengeyi majersey eZim iwayo hatibatiki🤣🤣🤣🤣

MR NICE 5 months ago

Mashakada my friend keep quiet if you don't have any plans for your party.

That's nonsense.
The recalled staff will never be yours and not even a single vote will fallto MDC whatever faction. Futsek.

Bullshit


Fman 5 months ago

Chero mukaitevererera CCC will never change it's winning strategy ,you must take your own party's business mind your own business

You claimed that you're the owners of MDC Alliance today you are claiming that every candidate who filed their electrol files under the CCC are under your guidance

Chete anebhora ndiye anomakwa Chamisa chete chete


Fman 5 months ago

Chero mukaitevererera CCC will never change it's winning strategy ,you must take your own party's business mind your own business

You claimed that your the owners of MDC Alliance today you are claiming that every candidate who filed their electrol files under the CCC are under your guidance

Chete anebhora ndiye anomakwa Chamisa chete chete


Jerinos 5 months ago

Tapiwa Mashakada, you need emergency help and be in a psychiatric asylum.



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback