Pindula
Register Login

Ali Family Sets 8 Conditions For Moreblessing's Burial To Happen

Ali Family Sets 8 Conditions For Moreblessing's Burial To Happen

The family of murdered CCC activist Moreblessing Ali has revealed a list of demands they want to be met before her burial.

The demands include, among other things, a public apology from Pius Jamba, the prime suspect in Ali’s murder, and the arrest and conviction of all people allegedly involved in the cover-up of the crime.

Ali was kidnapped by Jamba on the night of 24 May 2022, and her body was found on 11 June in a disused well at Laina Mukandi’s homestead in Nyatsime, Beatrice.

Laina Mukandi the mother of Jamba and his half-brother, Simba Chisango, a local ZANU PF chairman. Read the Ali family’s demands below:

1. We want our family lawyer Job Sikhala to be released so that he can continue helping us on this murder case and also the leader of our search party Godfrey Sithole. No release – No burial.

2. We need to see the exact place where our sister was murdered. No crime scene visit – No burial.

3. We want an independent forensic investigation of Moreblessing’s body.

4. We want ZANU PF to stop meddling & threatening our family, they have beaten some of our family members. Any threats or abuse – No burial.

5. We want to do the final service in Nyatsime and we don’t want the Nyatsime people who caused chaos to be present in particular, Masimbi Masimbi, Maoresa and Rosemary Chadzamira and all those who have been spreading lies. Any violence – No burial.

6. We want everyone who was involved in the crime and cover-up to be arrested and convicted. No conviction – no burial.

7. We want Jamba and all the culprits to apologise immediately. A public apology, because they wronged the whole nation not just our family. No apology – no burial.

8. We demand access to see the body of Moreblessing Ali.


Share Article

Sponsored

More

72 Comments

zanu pf member 1 week ago

what i know social media ndeye ccc and mabroadcasting ese ndee zanu saka evryone anonzwa radio plus social media is not real plus vamwe acava ruzivo saka azvina basa plus easten countries adzina basa monya tinaro russia apana watinotya .


zanu pf member 1 week ago

ummm ed ndomuda wena . # ed has my vote and my life is gud shandai vapfana chamisa ahna plan


Apathy the Psycho 1 week ago

The maggots wait patiently for her burial. Nothing can deter them from gnawing at her flesh. Her nutrients will feed the trees and the animals. Dust to dust. Your life was meaningless, all life is meaningless. Lambs to the cosmic slaughter. Don't deny mother nature her nutrients.


Sponsored

More
Makuruwani 1 week ago

hamusati moda kuviga munhuwenyu ,Cheri be family makapusa chaiko kutokumbira kumabasa kuti kwaita nhamo 2weeks dzose muchitihamuindi kumabasameuchifurirwa zvisina bass nechichi chi party chinonzi Chaora Chisati Chatonga ...nyika inovakwa nevene vayo # 5million votes


Bacossi 1 week ago


Nation inouya papi nhai vaNahoreka?


Nahoreka 1 week ago

By not burrying Mobi, we do not want to fix anybody.....we want the murderers to be held to account first and apologise to the nation. Munhu haisi huku inongouraiwa zvotorova zvakadaro.... Mhondi mukati first and else will follow. We also want to know who is sending people to kill, abduct or intimidate citizens in thus country. We cant have a gvmnt that protects and hide criminals and murderers...pasi nembavha, pasi nehumhondi, pasi nekubiridzira ma elections, pasi ne corruption...otherwise..PASI NE ZANU NA MNANGAGWA.


Anon 1 week ago

Sorry to sound insensitive but Zimbabwe will not come to a standstill just becoz Moreblessing has not been buried. Life goes on as usual.


mtc 1 week ago

guy zvekufurirwa nachamisa iye mupenyu wenyu afa kubva rinhi vakomana zanu ichitonga hamunete hre dai anga asina kusarudzwa namwari angadai akabva .

Chitunha Chese ndeChedu® 1 week ago

The family could start by telling the nation who they intend to "fix" by not burying their relative and by giving out such nonsensical demands.


Mai Ro 1 week ago

All those who ar saying the Ali family shud rush to bury Mobi ar part and parcel of this evil regime. Vanoda kuramba vachiponda vanhu zvichingorova. Manje zimbabwe yaramba. Vamakauraya sehuku ndivavo. Iyi haivhiyiwi kusvika mati sori..... We demand answers not threats.


BOND NOTE DOLLARS 1 week ago

totoda kuita body viewing.. Jamba kut hauna kutora zvigunwe zvemwana wedu iwee. chero aora toda body view uye paakafira. haana kufa ne COVID ka uyu


Nahoreka 1 week ago

The whole nation is behind yu the Ali family. Remember we are fighting this regime as a nation. Dont be intimidated into submission let the whole world know what type of mafia gvnment we have here which thrives on killing its citizens. Rambai makadzvanya ipapo. Vaimbomuurairei??? Let this be a lesson to everyone that killing another person has no plce in todays society.....


Bacossi 1 week ago

Whole nation yekupiko iwe duzununu

1 week ago


Gushungo 1 week ago

Makanganwa the Chokunda vs Machaya case. Imboitayi henyu tione kunowira tsvimbo ne chitunha.


hwan1 1 week ago

the demands a nonsensical


Putin 🇷🇺 1 week ago

muchaviga zvenyu mati madii,nyika inovakwa nevene vayo 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 hallelujah God bless you all


zanupf 1 week ago

😀😀😀😀😀😀😀chero mukasaviga mukati zvingamisa basa redu kuenda mberi dzikamai ripisanai kna zvanetsa endai gokwe mupengese mhondi yenyu mega...kwete kuchema neZANU-PF always


@tasarak 1 week ago

Not to sound insensitive, but no one (maybe a handful) knew who Ali was on the political battlefield before she died. Her death doesn't carry enough magnitude to cause any havoc whatsoever and those demands are at the least frivolous and baseless
For the sake of the decomposing cadaver, please, bury that woman and let her rest in peace. @CCC Zimbabwe stop causing instability.Dead men tell no tales. Let her rest.If this is happening in 2022 what does 2023 hold for us🤔


Gwereveshe 1 week ago

@tarasak you can waffle that bul**** but ngozi ichadhotesa munhu it's no good butchering live another human being like a hen

@tasarak02 1 week ago

Not to sound insensitive, but no one (maybe a handful) knew who Ali was on the political battlefield before she died. Her death doesn't carry enough magnitude to cause any havoc whatsoever and those demands are at the least frivolous and baseless
For the sake of the decomposing cadaver, please, bury that woman and let her rest in peace. @CCC Zimbabwe stop causing instability.Dead men tell no tales. Let her rest.If this is happening in 2022 what does 2023 hold for us🤔


Captain Jack Sparrow 1 week ago

Such outrageous demands from a grieving family ,they don't know what they want... Ideology is thicker than blood unfortunately those people who are conniving with you to make such senseless demands should be ashamed of themselves..... anyanwu kukoshei mwana wenyu to assume that the whole nation need an apology??? Munhu akatopedza bag remunhu anofamba nerekeni!!! Zvimwe zvacho zvinoda kaseriousness kkkk


Joji 1 week ago

Shu.re kune shenar

Chamhamha 1 week ago

Senyika hatitendere munhu kuti aurawe sehuku. Dzimwe tsika dzaakatokanganisira nyika yese. Haisi hama yako yauraiwa neuru rwudzi. Kuti shuwa amai vako vasiya vakubikira sadza makatodya mese pasina pavarikuti vanonzwa apa then vozonzwa 2 min later kuti hakuchina vauraiwa sehuku. Zvinorwadza hama yangu

maikoro 1 week ago

kkkkkkkkkkk

Mazibuko 1 week ago

Amen muporofita Obert. Tell them.


muzimbo 1 week ago

regai vaite zvaanoda nemufi wavo, these people are grieving, imagine dei vari amai vako , who was butchered , wainzwa sei,
vanhu ava vakarwadziwa they need our support as a nation, kutovanamatira chaiko kuti mwari avanyaradze panguva yakaoma kudai


Mhofu 1 week ago

Vanoda yekwamachaya mhondi dzevanhu imhosva kusupporter oppostion

Aratijiyesi 1 week ago

Saka vakarega kuviga zvinorwadza ani?? Kuzvipa pressure vega. Life will go on everyone else even vari kukufurirai. aaaaaaaa


obert 1 week ago

ummmmm ngatityei Mwari. Chinhu chimwe nechimwe chinoitika panyika chine zuva racho. Uye chine zuva rekutongwa. Kutongwa kuchauya hama dzangu. Shoko raMwari rinoti usarwadziwe neanoita mabasa Ake akaipa... Kutsiva ndekwaShe...Ngatitorei mukana wekuchema mwana uyu titendeuke panzira dzedu dzakaipa... Tiitirane Rudo..Vanoponda vari kuzadzisa magwaro enguva kubook yaMuparidzi. Hazvifaniri kuti kana vozobvunzwa pakutongwa kukuru kuchauya vozoti deno asiri nhingi kana ngana handaiita izvi. Ngatizadzisei magwaro muzvakanaka kwete zvakaipa... Judas Iscariot aitidawo kuita mutsvene asi akazadzisa magwaro zvisizvo...So chiitiko chimwe nechimwe chakamira actor....chenjera kuita actor wezvakaipa....Amen


Arts and Culture 1 week ago

We don't expect such madness from a grieving family.You can approach Nyaradzo, they have a Family Counselling Unit for those who have lost their loved ones.


VYBZ KARTEL 1 week ago

Musafurirwe imi nezvisina basa rese zorodzai Hama yenyu matare achigadzirisa nyaya iyi


Jamba Elders 1 week ago

Ko mari yenwana wedu Pius ykadyiwa na Moreby pavaidanana.Mwana wedu akazunzwa kunge muzhanje.
No refund, no apology.


parasite 1 week ago

ko chinhu chaaidya zvakavharana nemari yake

Nyatsime Resident 1 week ago

Anyanyokosha chiiko Moreblessing wenyu. Is it true that Pius Jamba wronged the whole nation? Mazviwanepi ko izvi.
I grieved but I was not wronged.


white 1 week ago

vanhu veMDC vakuzviti CCC pakafiwa vanombopenga, vakundirangaridza zvekachembere kavo kaida kuzvisungirira pakafa Morgan tsvangison, now vane imwe futi, manje mukachengeta mamvemve echitunha iwayo muchanhuhwirwa zvekuti feeeee makuda kucherera pasi.. better kuisa pasi zvisati zvavira izvii. mukuda kuviga zvakututuma musadaroo... kunhuwirwa kwenyu munofunga kunorwadza ZANU here... ndimi munongobvako muchiti anga aoraa akomanaa


Gokwe citizen 1 week ago

Nyaya dzakadai dai ariwekuno ku Gokwe vaitoripa vari ED .do you still remember gore riya kuhama yedu yekupondwa paye Mugabe ndokuzoripa mombe. Pondai henyu ikoko kuno Gokwe musabata


Mortuary Attendant 1 week ago

Kumwe kufurirwa hakuna progress.Vigai hama yenyu.Nekuenda kunoita ZESA muchazopuhwa chitunha cha Moreblessing dzangove honye.


sugar boy 1 week ago

yava ngozi iyi paakafira pachanotorwa ivhu .Jamba pakukumbira ruregerero achanokorwa tsoka mirai muwone .


duly 1 week ago

when apologising For thr murder he can do it in writing kuti I piyasi Jambwa do admit i killed Mob ali in zengesa 5 new stands i will apologise in writing zvobva zvapera kana adaro that letter will b used in court kumunyudza hausikuona here kuti psychology dzikushandiswa apo,

Lulu 1 week ago

We want to know Blue 💙 s real name. No name no burial


Imwe Mbeu 1 week ago

😂 mazita eZANU so 🙌🏾 Ini hangu I doubt Doubt

BABA VA BLUE💙 1 week ago

Anonzi Doubt Gwese

Gokwe citizen 1 week ago

Zanupf inokutuma kunoponda then yozokuramba kuti haasi ku party kwedu Zimbabweans siyai zvekushandiswa nema Politicians


Our zim 1 week ago

vanhu vaiita chi**** avo hapana kana politics.

Sekuru Gora 1 week ago

Let the departed rest in peace. Vigai hama yenyu mweya wake uwane kuzorora.Anomuka wega kunorwisa vakamuuraya.


CC Cee 1 week ago

We want VP Chiwenga to provide proof of where he got money to marry his new wife.
No proof, no burial


C C Cee 1 week ago

We want Mahere to get married before Moreblessing can be buried.
No marriage, no burial


Blue tit 1 week ago

@worzell wandinakidza kkkkkkkk lol😂😂😂😂😂

Worzell Gummidge 1 week ago

Why are you so obsessed with Mahere's marital status? Kasi ununomuda? Munyengeka umuroore. I bet you whack off (kuita chimhandara maoko), while looking at her picture & thinking about her.

CELESTIAL 1 week ago

And I want you perishi immediately

Blue 💙 1 week ago

Not to sound insensitive, but no one (maybe a handful) knew who Ali was on the political battlefield before she died. Her death doesn't carry enough magnitude to cause any havoc whatsoever and those demands are at the least frivolous and ****.
For the sake of the decomposing cadaver, please, bury that woman and let her rest in peace. Ma CCC leaders soo, ayas.
Making such demands as if her body is suspended between Robert Mugabe and Speke Avenue, where everyone can see it is just plain desperation. The dead tell no tales. Let her rest. Pasi ne CCC, an immoral party.


🤭🤭 1 week ago

🤣🤣🤣🤣 you made my day @ Baba vaBlue


true 1 week ago

hazvibudi izvi govt inototi m**** go and bury yo relative

but dai muri zanu pf nyaya yenyu yaibuda zvamunoda

to all NGO workers

vote zanu pf to keep yo jobs

if yu vote ccc yu lose yo jobs


Chawabvunza 1 week ago

It is clear as day that the CCC is making this family make outrageous senseless demands which should be ignored with the contempt they deserve

# NYIKA INOVAKWA NE VENE VAYO
#ED HAS MY VOTE
[PAMBERI NE ZANU PF]


Joji 1 week ago

S**** kune shena

p 1 week ago

he is a fake chawabvunza muridzi wezita chaiye haataure nonsense idzo

Chawabvunza 1 week ago

I love ZANU PF to the bone you may insult me but nothing will change my love for ZANU PF

#NYIKA INOVAKWA NE VENE VAYO
#ED NUMBER 1
[ VOTE ZANU PF]

beCh.e **** vaChawabvunza 1 week ago

ndakambozvitaurawo kuti mha.ta inonzi chawabvunza haina payo inenge Jonathan moyo

BABA VA BLUE 💙 1 week ago

Iwewe Chawabvunza haupenge here? kwako ndekupi chaiko

Our Zim 1 week ago

Dzikamai imi vana Ali.Kana mupari wemhosva abatwa musaite dzungu kunge akauraiwa nenyika yese.Mufi anorwa ega musaudzirwe nemaPoliticians zvekuita munofunga Sikhala anobudiswa kana asati atongwa here


Blue 💙 1 week ago

💙

Celestial 1 week ago

We want everyone to vote for CCC or no burial


.. 1 week ago

Havasati Vakuda kuviga munhu wavo ava


anonymous 1 week ago

kkkk ayaaaas mademands enyu ndevanhu vanogwara pfungwa chaidzo


💩 1 week ago

anonymous uri mata

Zanu Pf 1 week ago

Itai mwana uyu azorore murugare kwete kuramba muchangonetsana muchida kuti zvinzi Zanu Pf ndiyo yauraya, inga police yabata munhu akapara mhaka Wani. and to say zanu pf want to be part of that funeral mmmm dzikamai....

who was more blessing Ali ??? she was not even a threat to the part or to anyone Saka tingamuurayiirei mwana uyu,


Tozivepiko 1 week ago

Magara muri mhondi saka munongouraya pasina kana chikonzero. 42yrs hapana zvamakwanisa kuita besides kuponda neku looter state resources

Blue 💙 1 week ago

Thank you 😊.My thoughts exactly

BABA VA BLUE 1 week ago

11 We want Zanu pf to ibva pachigaro and let true leader Chamisa lead or no burial


Ngozi 1 week ago

9. Mombe 10 dzinotsika

10. Mhandara one


zelensky 1 week ago

ko kuripa hapana,yato ngozi vachazoripa havo.



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback