Pindula
Register Login

AFCON: Zimbabwe Warriors Lose To Senegal In Their Opening Match

AFCON: Zimbabwe Warriors Lose To Senegal In Their Opening Match

Zimbabwe lost its 2022 Africa Cup of Nations (AFCON) finals opening match to Senegal by a goal to nil.

Sadio Mane’s injury-time penalty was enough to sink the Warriors that had fought for 90+4 minutes to keep the Lions of Teranga at bay.

It was Madzongwe’s last-minute that saw the referee pointing at the spot-kick. 

The Warrior protested the decision but the referee was adamant that it was a handball and if Madzongwe was not satisfied, “he should go to the Video Assistant Referee (VAR) monitors” and check for himself.

The Liverpool striker sent the Warriors goalie, Petros Mhare, in the wrong direction while he joined his teammates to celebrate the hard-won three points.

Zimbabwe’s head coach, Norman Mapeza, fielded the following players:

  1. MHARI
  2. CHIMWEMWE
  3. ONESIMOR BHASERA
  4. TEENAGE HADEBE
  5. TAKWARA
  6. MADZONGWE
  7. WADI
  8. KNOWLEDGE MUSONA (C)
  9. PRINCE DUBE
  10. KUNDAI BENYU
  11. BRUCE KANGWA

SUBS:

  • MURWIRA (unused)
  • ALEC MUDIMU (unused)
  • DAVID MOYO (unused)
  • TINO KADEWERE – half time sub
  • NEVER TIGERE – Second half sub
  • TABANI KAMUSOKO – second half sub
  • KUDA MAHACHI (unused)
  • ADMIRAL MUSKWE (unused)
  • MUDUHWA (unused)
  • TALBERT SHUMBA (unused)
  • MAPISA (unused)

Warriors fans say Zimbabwe was just unlucky.

Odds were against Zimbabwe considering the calibre of Senegal players. Senegal who lost the 2019 AFCON final to Algeria had players like Sadio Mane and Gana who play for Liverpool and Paris Saint Germain, respectively, the best teams in the World.

Zimbabwe will play Malawi next and will be hoping to get all three points to enhance their chances of progressing from the group stages.

In all its previous attempts, Zimbabwe has never gone yonder the group stages.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

71 Comments

SoMan 4 months ago

Zim have got quality l have been opposing it I have no doubt ,even when when Brazil is to play France ,one team may progress that does not not necessarily mean to say they are both good sides


Takunda matiye 4 months ago

Vanosvora vanga svore ehe vanotaura vangataure ehe asi zvakaoma kudaro mawarriors anorwa amire


Takunda matiye 4 months ago

Go warrior's go


Francis Mhike Mutema 4 months ago

Afcon group B

Guinea 3 points
Senegal 3 points
Malawi 0 points
Zimbabwe 0 points


Bambo 4 months ago

Senegal is one of the super teams in Africa compared to ours, but the Worriors managed to hold it for 94mins. What an excellent performance. The lose is just unfortunate witnessed by everyone. Mistakes are there, and everybody makes them. Don't lose hope it's your first match. Just soldier on guys. 2022 is our year,and is different from previous years. History is history. U are going to make it. Go Worriors Go. I support u guys till the end nomatter what.


Sponsored

More
Warrior 4 months ago

Uyo anonzi bright uyo he must act normal ngaasati kana asinga sapote ma warriors then wotitukira isu hedu tinoada ne valgur language @ bright ukwane ukawana nguva saka uchibhholoncherwa mkadzi espe


Bright 4 months ago

Andna mkadzi sorry hako ndikutotsvaka number dzemukadzi wako

Sponono 4 months ago

GO Warriors GO.


Soul jah love 4 months ago

Ummmmmm ndarota hope ndzinovhundutsa,ndarota Sadjo Mane apiwa penalty ini ndiri goalkeeper.Ummmm Madam andimutsa ndabatwa nemadzikiriro zvikandzi imi baba makazvionepi munhu mukuru ari soaber zvake anorara apfeka ma gum boots!!!


Sponono 4 months ago

@ Bright face inonyadzisa vabereki varikumba


Mkomana 4 months ago

Zim inotamba but ingori neka that kemunyama zvayo


Warriors fan 4 months ago

Tough luck,we coming back stronger watchout


Jambanja.com 4 months ago

Munhu anonzi Mboko give him a break. Dai anga ari umwe anonzwisisa kui platform yemahara haifanirwi kuitwa abuse semuitiro waarikuita aitombomira kusvika afcon yapera. Kudhara mawarrior achiri kunzi Dream team ndo vanhu vatairumisa nembwa. Kuswera uchinyomba team inobatanidza ruzhinji. Dai Taribo West(Stan Nhau) achiri mupenyu mboko yazoona kuti team warrior is the team to support.


Vybz Kartel 4 months ago

Huya uone madzvinyu (dembare) orwa😂😂😂😂😂

Thando 4 months ago

Malawi vs Guinea game results help pliz


Nimrod mandishona 4 months ago

Guinea 1:0 malawi,asi Malawi yaine upper hand yakanyanya

Sponono 4 months ago

Amana nzwisisayi boyz rangu Bright na Mboko vanga vakaisira Zim (Win or Draw). Vadyiwa Mari ne Africa Bet saka Bp dzavo can't hide. 🤣🤣🤣 Inonzi Bet mafes angu asi otherwise Ma Warriors chiteam chedu ichi. Go Warriors We'll come back stronger 💪..


Zimbabwe🇿🇼 4 months ago

Mari inoshandirwa haifemberwe...tsvgai mabasa...ZIM is open for business

Zimbabwe🇿🇼 4 months ago

Senegal yairi pakona yazotambirwa hayo naRef....munhu wese muZimbabwean ndozviziya kut anotoifarira and aachtoda kuti ihwine anoti anoivenga anonyepa...akuda kungowana kuita drama kutomupikisa anenge achtowana basa saka siyanai nana dako avo...aaaah sorry ndachida kut Mboko


Nimrod mandishona 4 months ago

Chaunovatsira nacho ma warriors chii satan idiot

Guest 4 months ago

Supporting Warriors??? I don't support ...I enjoy when they lose.,.

Thando 4 months ago

Malawi vs Guinea which team won?


Anesu 4 months ago

Ini chero zim ikarogwa 100kwa0 I can't stop supporting them


Sponono 4 months ago

@ Bright futseki face inofamba yakabereka mumvuri.

Bright 4 months ago

@sponono inzwa ka mwana wemba ini andibhete afcon manje ndakabviro taura kare kti Zimbabwe ahirove Senegal imi nharo

Sponono 4 months ago

Amana nzwisisayi boyz rangu Bright na Mboko vanga vakaisira Zim (Win or Draw). Vadyiwa Mari ne Africa Bet saka Bp dzavo can't hide. 🤣🤣🤣 Inonzi Bet mafes angu asi otherwise Ma Warriors chiteam chedu ichi. Go Warriors We'll come back stronger 💪

Pppp 4 months ago

Vanhu vanovenga bho reZM murimbwa dzevanhu,makafana nemahure,Chero baba vakapata musha ungavaramba hre,idai nyika yekwenyu,kwete kutaura zvinyadzi pano heeee chiweti chiweti kuti chii ikoko kusanyara,


Nimrod mandishona 4 months ago

Vana vemahure kani vanonetsa

CMS 4 months ago

@sponono wandinakidza ~~~~~kubvira


Mutoriro Jongwe 4 months ago

Haaa penalt Iya ndeyekubirira ahhhhh


Bright 4 months ago

Kusvika Zanu yabva ndokti ndi sapote ma worrius not now haa kana bhora rakapedzisira ktambwa kare Kuma 2004 uko yaaa payaidyiwa Kuma 4-3 uko


Bright 4 months ago

Vanhu vane nharo Zim kudya Senegal ktanga rinhi ini adisapote hangu michiri kurangarira here afcon yeku ijipita iya vanhu pavaiti haa yatamba haaa yakazotanga kutiburwa nana drc paya ichati yokwaturwa hayo sapotai ne history bhora iri kngoita noise mhari ndomunhu Wanda bigger paya a sever defance matoto


🧐 4 months ago

Regedza hako kusapota iwe asi squad yaenda Cameron ndiyo here yakaenda Egypt??

Gogodera 4 months ago

Vatamba vakomana vedu zvinoreva kuti team mapeza


Zman 4 months ago

Pachokwadi mutambo wwmbotanga wakatiomera zvikuru but just after 20 minutes ndaona kuti vakomana vanga vatogumbuka zvekutoda win chaiyo until the very last minute zvekuti Senegal pachayo yazviona yega kuti ndoorinonzi lucky guru raitika kwavari nhasi bcz win yavo yanga yatorambao kungotio tazongoitao munyama pakupedzisira chete ndobva zvtodhakwa


Nimrod mandishona 4 months ago

Kubva zuro uchitaura waiudza ani zii Street kid remunhu dodhi. Unnogarepi nhai imbwa iwe ndiuyeko ndikumamise

Bright 4 months ago

Asi kubva nezuro ka tichitaura kti azviite kti irove Senegal makuti heee pena yeshungu heee kdi kwacho tibvirei kumhepo mazi doto ebhora iwayo

Sponono 4 months ago

*_Chero tikarohwa zvedu National Anthem yedu inonakidza kudarika yavo especially paya panonzi "Kubviraaaa"._*🔥🔥

😂😂😂😂

Nimrod mandishona 4 months ago

Yaita lucky Senegal wangu waona kana penalty yacho yarohwa namane yeshungu chaiyo last 20 seconds zvakaoma hazvo its painful

Elyse 4 months ago

The team played well and deserved even 3 points from the match.So heartbreaking for us to fail to defend the last 30 seconds of the match.
Last afcon edition we lost 1 nil to hosts egypt on our opening match.Like today the performance was encouraging only to go on and play some of our worst matches against uganda and DRCongo.
We will need to gather ourselves up , take on malawi with the same energy we displayed today, I'm sure 3 points will be there to grab.
At least this time we are not hearing problems of unpaid fees, so I hope this SRC team will do us proud and prove who was messing with zims football


Street kid 4 months ago

Manje Marawi inosvasvanga.. just like egypty, Senegari were putting less effort,as they were reserving energy for serious matches in the knockout stage

Nimrod mandishona 4 months ago

Taura hako wangu tikatamba sezvataita nhasi pa malawi ne guinea ha totora ma points ese

Brixx 4 months ago

Kufira mu94 kunge Baba VaMugabe


Godaz 4 months ago

Ipai vakomana minda nefetereza vanorima avo coz zvirizvebhora hapana kwatikuenda tikudzokera kwatabva.madofo evanhu


Godaz 4 months ago

Ehe kune future kana usingazvioni enda unofa,sapota Zim yko iyoyo tigoona kuti mosvikepi nemadofo iwayo.ska wakatotarisira kuti irikutora Afcon🤣 in your dreams.

Nimrod mandishona 4 months ago

Saka kusapota Senegal kune future, enda unofa tofunga nhamo yakukupengesa

Nimrod mandishona 4 months ago

Anoona bhora pai paanotionera anenge akabata ka mobicel kekuti azoshora zvaitwa nevana vevamwe

Elyse 4 months ago

@nimrod 😂😂😂 vapfana ava imbwa chaidzo kuvenga nyika yavo wena.I am with you

🧐 4 months ago

Unenge wanga usiri kuona bhora iwe

Pindula boss 4 months ago

Asi mboko I street kid kani?


Ini zvangu 4 months ago

Just ignore Mboko the street kid, ane mhepo dzake.

🧐 4 months ago

Unenge une point chaiyo kuporofita chaiko chaiko👏👏👏

Dcp 4 months ago

Zim ne Guinea iii maone cz team iyo inomwisa isu hatimwisi waiona


Pppp 4 months ago

Vanhu musade nyika dzevamwe muchivenga yenyu,Nyika deyedu zviome zvirwadze go warriors go


Pppp 4 months ago

Vatamba vakomana


995 4 months ago

We need some post match ANALYSIS FROM THE BUSH LAWYER

Reply


J 4 months ago

Bush lawyer tinomuda pa politics chete kumwe kwese uko mboko anoticover.tikazonyanya kumushandisa bush lawyer tinozomushaya patinenge takumuda

CMS 4 months ago

Wakoma waedza Senegal ndiyo yatoita lucky chairo


gudo 4 months ago

refree anopenga


Bright 4 months ago

Nimrod uri doto wakadii wakanoita ref iwwe zvauri kti ref abhaiza iwe unoziva bhora her iwe

Nimrod mandishona 4 months ago

Taramba hr kuti madzongwe abata nhai imbwa iwe

🤨🤨 4 months ago

Imi abata munhu uya mamuchiona bhora her imi kana kt

Nimrod mandishona 4 months ago

Taura hako ref abhaiza paye last 20 seconds hr amana ha zvowanikwa izvezvi tikuona re guinea 🇬🇳 ne Malawi hapana hapana torova dzese

Stranger From the Forest 4 months ago

We need some post match ANALYSIS FROM THE BUSH LAWYER


MaFyt 4 months ago

Welldone @Madongwe backtoback Mapeza. matamba vakomana. all the best next time.

Ndipo unonzwa rimwe dusvura richiti ma#Warriors aita Lucky, rei idzo shumba dzakwadaburwa kudaro


KayKay 4 months ago

Iwe Mboko

KayKay 4 months ago

Stop supporting football if u r not into it man .it was a grt performance from the warriors,there were juc unlucky by losing

Jay@gmail.com 4 months ago

Well tried Warriors.... Be more focused next time... I will bring you Juju from Ndunge for your next clash kkkkkkk


Adv samey 4 months ago

Bush lawyer ndofunga mutambo mauona tipenengurirei zvizere tinzwe pama onero enyu vamwe varikuti penalty yapiwa iyo in all fairness it wasn't supoose to be awarded have your say



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback