Pindula
Register Login

AFCON: Zimbabwe Warriors Lose To Malawi

AFCON: Zimbabwe Warriors Lose To Malawi

Zimbabwe Warriors have lost their second match of the delayed Africa Cup of Nations (AFCON) 2021 finals to neighbouring Malawi by 2 goals to 1.

The Warriors scored first through South Africa-based Ishmael Wadi who headed in Onesimo Bhasera’s cross.

Their lead was cancelled moments later when Malawi’s Gabaldinho Mhango capitalised on a defensive mistake and scored.

The match went to halftime with the teams sharing the spoils.

Zimbabwe made another error when United States-based Teenage Hadebe delayed clearing the ball out of the danger zone, presumably thinking the keeper would get the ball first.

Mhango once again capitalised on the mistake, dribbled goalkeeper, Petros Mhari, and scored Malawi’s second.

Zimbabwe has had plenty of chances and half chances but failed to convert them into scores.

Speaking before the match, former Manchester City forward, and former Warriors captain, Benjan Mwaruwari said Zimbabwe needed a playmaker like Denver Mukamba considering that the veteran forward, Khama Billiat resigned.

Former Warriors midfielder, Alois Bunjira, lamented over the defensive blunders and failure to convert chances into scores.

ZBC Sports commentator Charles Mabika said while Zimbabwe’s hopes of progressing to the last-16 stage were over, the Southern African country could proceed if they are among the best third-placed teams at the group stages.

Zimbabwe is in Group B together with Malawi, Guinea and Senegal. 

The Warriors have zero points in two matches after losing 1-0 to Senegal in the opening match.

They face Guinea next.

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

64 Comments

Bright 7 months ago

Kkkkkkk ndaizvitaura panapa muchiti hee ungarambe nyika yako hr chionai manje makungoti ura ka yaa munorara ne shangu chte nhasi kwasara kurohwa ne iyo yana keita iyo mirai henyu


Taps 7 months ago

Let's go back to the drawing board


Mhazi of silobela 7 months ago

@Vybz true we need time tichiita dzimwe plan coz hmmmm ma1 hama yangu.

Vybz Kartel 7 months ago

@Mhazi FIFA must set us free

Mhazi of silobela 7 months ago

@fifa ban us. We start from there

Zimyouth 7 months ago

Ukuwo Charles Mabika achiri kungorota nekurotomoka. Toda kuvamirira pa airport ya Bob nemboma timbova kwatura sitereki.


Bright 7 months ago

Kkkkkkk apana zvaangaite ka nhai hant ndiye wekumboti look at my okocha paya akamiswa basa her kkk akutya kudzingwa fti ka

The Terraces 7 months ago

I guess that sums how it feels to be a Zimbabwean these times.


😃 7 months ago

Yeah so true. Everythng is just heartbreaking😔

Ben10 7 months ago

Ndikunzwaa kufaraa chose, vanhu vasingazive ndovanoda zvakadai izvii.. ukaonaa uchida bhoraa remuno haurwadziwee ne stress.. bhoraa remuno MDC chamisa unozvimbaa chihururu chete ndozvinhu zvinodyiwa chete wakatem a


Bright 7 months ago

@nimrod muri dako rine jecha kkk ndezve bhora izvi usarwadziwe hako

Nimrod mandishona 7 months ago

Ungatadza hr hanti zvigure biyako zvahwina hr faraka hako wobva wafuma wanema thousands us

Conquering 🦁 7 months ago

Khama akagara azviona, akati rega ndirambe kunyadziswa kwaku hanger shangu dzake pama worryus apa.
NYIKA
YESE
IRI
KUFARA


Bright 7 months ago

Even inini ndafara chose that's wonderful kkk

Sponsored

Skhumba 7 months ago

Sorry guys...u played well in soccer u win or lose


Bright 7 months ago

Aaaaa mubhora amhuna izvozvo manje kwanai

. 7 months ago

No worries maworriors kungoti Team Nalawi yakakamba chete inemushonga hahahah

The Observer 7 months ago

MaWarriors azviita zvakare.


mufakosi 7 months ago

Pasina khama no team aitaura zvebhora mazoona mashuraka zvinhu zvezim hahaha chinobuda kurohwa nemalawi shuwa AAA kubva nhsi ndawe rugb


Nimrod mandishona 7 months ago

Mufakose zvakaoma sha u can't believe Malawi yatorova seri neseri asi apa yotirova taku afcon ha zvema warriors guys zvopa stress izvi

Bright 7 months ago

@mufakose musarambe team ka mudhara kkkk ndakagara ndazviona inini kt Zim apana chinhu

Lobhe 7 months ago

Ibhola isipelile Malawi isihwinilee avaShona vatsamaaa nhasi hamborara.. team yemashona yarohwaa.. Harare murikoo here ukoo


Bright 7 months ago

Apana apa dako rako tikutaura zve technical team yese mhani even ku zifa uko nhai unenge uri dakowo fti iwewe

Bright 7 months ago

Yaa ini ndaimbofunga kti dai vakamboisa whole technical team yese iri yeku Bulawayo coz ummm

MaFyt 7 months ago

iwe Terraces, uite mushe wanzwa ka!! kkk next time tohwinha mari yanonoka kukandwa musaga chete apa
newe Bright ndoda kuku svasvanga ndokukanda lockdown kumeso shit yemunhu


Jay@gmail.com 7 months ago

@nimrod dako rako rakasuuka wanzwa....... ASS-HOLE

Bright 7 months ago

Kkkkkkk iwe ini bhora ndinoketa manje ndaitaura pano mchiita nharo

Nimrod mandishona 7 months ago

Ha guys unopererwaso zvimwe zvacho hazvitaurike akomana kuti chii chaizvo. Ma chances atatadza akawanda akomana tingadai taenda first half tagowesa 4 goals bt zvaramba. Wotarisa ma Goals e Malawi ese ma blander aitwa ne defence yedu.zvaitwa na hadebe kutadza ju clear bhora chete uyuwo bhasera asiya munhu ari free


Bright 7 months ago

Yaaa matofo ndaitaura pano muchipikisa hadebe ungati munhu anotambira ku states here uyu ummm kkk Musa ware henyu Gini iripo fti musatya henyu iyo ya drawer next Senegal haaaa kurara neshangu

Bko 7 months ago

Kkk mboko aripiko !


Terrence miti 7 months ago

Sorry Zimbabwe aaaaaaaaaaah ikoko ARCO go back in Zimbabwe yyyyyyyyyes


Terrence miti 7 months ago

Sorry Zimbabwe aaaaaaaaaaah ikoko ARCO go back in Zimbabwe yyyyyyyyyes

Ih


Havin' 7 months ago

If Malawi was ED ingadei ichiti takavarakasha kuita kuvasvasvanga
Haa mawarriors haatembeki huh zvandirwadza izvi


MaFyt 7 months ago

Nimrod usa ora mwoyo umwe wangu, next time tisu. ini newe hati siyane kwete imbwa idzo dzinongo vukura. vamwe tiri busy kuda kuti vakomana vedu vawane simba rimwe rono mamira munhandare macho. bt hmmm boys ranga richifamba 1st half iyo mmmm kufamba nendima chaiko.
Coach vedu vanonoka kuona kuti vabatwa munyati vakada kushanda nesame players pa2nd half. vaifana kuchinja maplayers avo ese 5 zvaitwa neMalawi izvo to keep the confusion on
Bt haaa mucha hwinha henyu blanco later

JoZe (JordanZemura) wandi disapointer wena mmmmmmmmmm usadaro cxaa


Bright 7 months ago

Kkkkkkk yaaa munoto mama chte ana bhenji vakazvitadza izvi moti anakadewere itai kkk reku liyon ahana kuriona

Gaffer 7 months ago

I can feel your pain guys!!you will die Young.

Nimrod mandishona 7 months ago

Mafyt simple as that,hee dai angoti last 35 minutes akanda 3 ma sub ka1,ipapo ndopane error yamapeza haasabhure.ha zvino vanhu ava vanotipa stress akomana hey hey unopererwaso ,Malawi hr akomana shuwa.kutadza ma chances hobho first half kudaro

MaFyt 7 months ago

haaa ndarwadziwa sahwira. Mkoma Mapeza ndiyo problem yavo. Whats the need yekuenda ne23ppl iwe uchi nyatso ziva kuti you only need 15, haaa partly i blame him for this loss. And he cannot defend why he fails to make substitutions. yu are ryt wangu kuti ipo paya palast 35, ndipo peai fana kusima Confusion yaka kwana paya


The guy 7 months ago

Muden mangu ndatsvaga property yandingaenzanise nema warriors ndangoona chemba chete


🇿🇼Warriors 🇿🇼 7 months ago

🤔😄😄😄

stone boy 7 months ago

Zvimwe zvinu zvinopedza simba zvimwe zvinu zvinopower


Bright 7 months ago

Magara musinasimba wani kikiki

Vybz Katel 7 months ago

Team yemadhodhi Zimbabwe team yemadhodhi Zimbabwe 💩💩🎹🇿🇼🇿🇼


WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI ex 7 months ago

THERE ARE SOME LIKE MY OLD FRIEND CHARLES MABIKA WHO STILL DREAM OF PROGRESSING TO THE LAST 16. I THINK THAT IS "KUROTA KWE MHURU KUROTA ICHIYAMWA."

OUR FOOTBALL NEEDS OVERHAUL. SRC IS CORRECT BY SUSPENDING THE CURRENT ZIFA BOARD.

OUR SOCCER MUST BE LED BY PEOPLE WHO ONCE PLAYED SOCCER FROM REGIONS UPTO ZIFA. ZIFA BOARD AND COUNCILLORS MUST BE COMPOSED OF PEOPLE WHO ONCE PLAYED SOCCER OR ONCE ADMINISTERED SOCCER FROM LOWER LEVELS TO HIGHER LEVELS.

OUR GOVERNMENT THROUGH SRC MUST EMPLOY THE NATIONAL TEAM COACH. ZIFA SHOULD LOOK FOR A WORLD CLASS COACH. I AM SAYING SO BECAUSE OUR STANDARD WAS EXPECTED TO IMPROVE FROM HOW WE PLAYED AGAINST SENEGAL, ALAS !!!!! IT WENT WORSE. WE DID NOT EXPECT TO PLAY AGAINST MALAWI AND PRODUCE THIS SUBDUED STANDARD . WE EXPECTED A BETTER PERFORMANCE.

ON THE WHOLE, WE ARE REBUILDING TEAM. THE TEAM IS YOUNG. IN TODAY'S TEAM SENIORS WERE:CAPTAIN KNOWLEDGE MUSONA, ONISMO BHASERA AND TENAGE HADEBE. I RULE OUT MUSONA AND BHASERA IN THE NEXT AFCON QUALIFIERS TEAM. OUR TEAM LACKS A BALL JUGGLER OR DRIBLER IN THE MIDDLE OF THE PARKER LIKE CAMARADA BUNJIRA HAS JUST ALLUDED TO.

ANOTHER OBSERVATION IS THAT WE STILL LACK PLAYERS WHO PLAY AT HIGH LEVELS IN EUROPE. SOME TEAMS FIELD ALL 11 PLAYERS WHO PLAY IN IN GOOD LEAGUES IN EUROPE WHILE WE STILL FIELD PLAYERS WHO PLAY IN GWANZURA STADIUM WHICH HAS BEEN CONVERTED INTO A VIBRANT MAIZE FIELD BY MUNICIPALITY WORKERS !!!!!

THE SOLUTION IN SOLVING OUR PROBLEMS IN SOCCER HAS ALREADY BEEN STARTED BY SRC. LET US SUPPORT SRC. I URGE VA KAMAMBO TO COOPERATE WITH SRC AND HONORABLY LEAVE THE ZIFA OFFICE.

{ GO KAMAMBO GO }

YOURS SINCERELY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
{ THE BUSH LAWYER }


Jay@gmail.com 7 months ago

Ini ndapera strong ne Xim

Skhumba 7 months ago

👏👏

President RG 7 months ago

Unonzwa umwe asingazivi kukava chikweshe achiti arwadziwa nekurowa kwemawarriors,kudai waigona kukava urimowo munational team uchinzwa kurwadza kwazvo.Fokoro.


Bright 7 months ago

Chokwadi ichocho bhora rinodzimba Riya guys

TK 7 months ago

Warrior, warrior, I don't think so ,not in e' circuit of spot ,maybe WARRIORS are civilians who have been subjected to torture ,harsh economic conditions ,and---------------------------


Bounty hunter 7 months ago

Vakomana vedu vachiri kure kuziva zvinhu izvi zve soccer. Let's go back at the 1990s how did the dream team did it the selection of players. Kwange kusina corruption on selection. I think on selection pane zviri kuitika kumamisha kune vanogona bhora but mmmmmmm kusimuka kwavo kunonetsa its only harare

Chikandamina 7 months ago

khama na madhuka same fanana kuramba mitambo.


Vybz Kartel 7 months ago

Kudyiwa ne ma bwidi ma dedede mtelanjanji kunoita donation yemapoint musadzoke kuno fokof mhani munotitisa bp


Former national team player 7 months ago

I don't blame the warriors for disappointing you I blame yourself for trusting them.⚽⚽⚽⚽⚽⚽⚽⚽⚽🇿🇼🤷


MaFyt ka_Tkt 7 months ago

@Gaffer, @TheGuy, @VybzKartel & ALL FOOLS WISHING BAD TO THE WARRIORS
mese muri nhinji dzakaora ne.siki manzwa ka shiti dxevanhu manzwa ka. fanika iwe @Mboko ndaka mboku udza last time kuti your parents must be regreting that wasted night putseeeeeeeeeek shiiit


Vybz Kartel 7 months ago

Kasi uri Mundere Shona yako is a bit shaky

booster jab 7 months ago

FIFA yaapapi neku banner football in Zim?


Mike😲 7 months ago

I was listening to radio marimwezuro,,,vanhu vaifarira play yatakaita pa Senegal although we lost. First half we were playing good game yesss, second half esp at the half time Mapeza aifanira kupinza Kuda Mahachi only kumupinza at 84mins. Paakapinda pacho akatochinja game although time dzange dzafamba


Bright 7 months ago

A iwe anopenga hadebe a ndakanyara asi umm hanzi defance kkkk

Mike😲 7 months ago

@Bright Chandakaona pana Mapeza anoda ma players ake eku FC Platinum stereq. Hadebe ku USA vanorova bhora ripi second goal ra Mhango akadyisa. Zemura vaidyisa🚮

Bright 7 months ago

Same same nepaya pa egpt paya yakatambura ka chaizvo vanhu vakati haa ichaenda mberi amhno kti mahachi vanomugarisirei pa bhenji

King vidal 7 months ago

Zim ndeye pfumvudza chete kwete zvebhora


Zodoc Chikaponya 7 months ago

*ZIMBABWE WARRIORS RESULTS From 20 Nov 2020*
Malawi 0 Zim 0 🤝
Algeria 3 Zim 1 ❌
Zimbabwe 2 Algeria 2 🤝
Cameron 1 Zimbabwe 0 ❌
Burkina Faso 3 Zimbabwe 1❌
Zimbabwe 0 Mali 1❌
Botswana 0 Zimbabwe 1 ✅
Zimbabwe 0 Zambia 2❌
Mozambique 0 Zimbabwe 0 🤝
Malawi 2 Zimbabwe 2🤝
Namibia 2 Zimbabwe 0 ❌
Senegal 2 Zimbabwe 1❌
Zimbabwe 0 South Africa 0 🤝
Ethiopia 1 Zimbabwe 0❌
Ghana 3 Zimbabwe 1 ❌
Zimbabwe 0 Ghana 1 ❌
South Africa 1 Zimbabwe 0 ❌
Zimbabwe 1 Ethiopia 1 🤝
Zimbabwe 0 Sudan 0🤝
Senegal 1 Zimbabwe 0❌
Malawi 2 Zimbabwe 1 ❌
*Supporting Zimbabwe dzingoriwo nharo guys*


Godaz 7 months ago

Yakasvasvangwa next game irikurakashwa



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback