Pindula
Register Login

A 3-year-old Dies After Being Assaulted By Stepmother With A Cooking Stick

A 3-year-old Dies After Being Assaulted By Stepmother With A Cooking Stick

A 3-year-old infant died at Mphilo hospital in Bulawayo where she had been admitted when she started vomiting after eating pap and milk. The infant also had bruises and fresh cuts on her body. 

In a statement, seen by Pindula News, the Zimbabwe Republic Police (ZRP) which is already seized with the matter, said the infant’s stepmother confessed that she assaulted her with a cooking stick. We present the police report:

Police in Bulawayo are investigating a murder case where an infant (3) died in the custody of a stepmother (27) after eating sadza and sour milk on 03/02/22. The victim started vomiting before being taken to hospital where she died on admission.

Bruises and fresh cuts were observed on the victim’s body and the suspect confessed that she assaulted her with a cooking stick and switches. Meanwhile, the body was conveyed to Mpilo Hospital for post-mortem.

The 27-year-old stepmother, Nothando Ndlovu, has since been arrested.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

22 Comments

Abija adonia 2 months ago

May God forgive... the woman...and remember her... maybe she wasn't want to kill her stepdaughter....may the Lord grant her another chance... some times people react without limit....


Never 2 months ago

This woman. Why illtreating your. Stepdaughter to death. Anyway you will rot in jail and miss your husband. Shame. Shame


Sponsored

More
Tkt 2 months ago

.... on 03/02/22 ....

mwana uyu


Zvimbazi 2 months ago

ma Stepmother ndati rovai nemugoti rovai stereki. Varikudenga varikuona . Ndatenda


zimboy 2 months ago

sent her right where she belong...maximum chikurubi


king in the north 2 months ago

zvakuda kuziva Mwari


GP 2 months ago

Ummm mhondi idzi zvizukururwi zvaTshaka, nxaaa unoti zvinoenda nepi iro tateguru renyu rakaviga vanhu varivapenyu pakafa zimbuya renyu


Mboko 2 months ago

Attention seeker 😏

Judge and jury 2 months ago

Zvakaoma shuwa ungauraye mwana nekuti adya sadza nemukaka,
18 years in prison
No suspensions


Bright 2 months ago

Vakadzi vanotoroya masikati machena chaiwo akadii kti andidi kuchengeta mwana wacho ivo Mai vemwana vane mhosva fti ahasi mwana wekusiya achigara na Mainini uyu


Mdara Odza 2 months ago

Kana usingade kuchengeta mwana we umwe munhu gara waenda pamurume asina mwana kwete kuzoshungurudza or kuuraya mwana we umwe. Ivaiwo nemoyo yakanaka vanhukadzi inga mukawanikwa muine vana varume venyu vanochengeta wani


Chihera mukonde 2 months ago

Ndorwadziwa nekuurawa kwevana vasina zvavanoziva

Bright 2 months ago

@chihera kkkk madzikisa gejo apa amhno kti vakadzi vanozviitirei some times panenge pakadyiswa munhu kusvika pakupusa kudaro

Chihera mukonde 2 months ago

Mukanyatsa kutsvaga nyaya iyi mukadz uyu ndiye akaita kut mai ava vasiye mwana nemi varume mukaita 3months rutsiswai muchangamuke izvezvi mwana aingogara achishungurudzika zibaba rakat vhatata kunge zizizi rayedzerwa nxaaa dhemet mhani

The King of Serpents 2 months ago

Taurai henyu Mdara. Apa zera racho raairova, 3 years,hapana zvaanga aakuziva mwana uyu.

$$$ 2 months ago

vakadzi hazvirambidzwi kutaura pachena kuti hamudi mwana


Chihera mukonde 2 months ago

Tru kubuda pachena boe pane kuuraya ndarwadziwa

Ukraine 2 months ago

I **** mai SATAN


Nherera 2 months ago

Imbotiudzai madzimai kuti munombozvifambisa sei? Nyaya dzakadai dzakatowandisa, its like munoona the other woman mumwana.


Chihera mukonde 2 months ago

On behalf of my self mwana ana mai vakaenda ndomubata samambo nekuti mai vake vakandisiira murume bt mudiki kumwana wangu anoinda kuna mbuya kana tete vake handikwaniswi kugara naye hangu

Chihera mukonde 2 months ago

Mwari ngaatibatsire isu vanhu kadzi tive nemweya waMwari mumoyo,, kana usingadi kuchengeta mwana zviri nane kutaura nemuromo pane kuuraya ngaatongerwe mutongo unorwadza uyu mwana waSatan


The King of Serpents 2 months ago

Pakaipa but nemutemo wedu wezimbabwe anogona kunzi community service. Zvinorwadza.


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback