Pindula
Register Login

8 Prophets Drown While Retrieving 'Holy Stick'

8 Prophets Drown While Retrieving 'Holy Stick'

Eight (8) self-proclaimed prophets drowned in Mazowe River on Saturday while competing to retrieve a “holy stick” in deep water.

Ten (10) prophets from Vadzidzi VaJeso apostolic sect were involved in the competition that took place in Mazowe River in Rushinga during a ritual to select a baptist when tragedy struck, The Herald reported.

Only two of the 10 prophets survived.

The provincial development coordinator Timothy Maregere confirmed the incident and said the deceased are all male and the bodies have been retrieved.

More to follow…

Share Article

Sponsored

27 Comments

Bhaig 9 months ago

Vakamaaaama. Mazitofo makuru


malume 2 9 months ago

Musadekuonererwa panemweya hapana makwikwi

Kanda 9 months ago

Kkkkkkkk aaaah

Noma 9 months ago

Zvakaoma


Benjamin mbovha 9 months ago

Zvakaoma batwayi ne mweya musabate mweya


Brian 9 months ago

Haaa nhaimi ko chii akuchina wenyama achafamba pamusoro pemvura or kuita minana kunze kwa jesu


chibaba 9 months ago

Ngavzorore murugare


Bright 9 months ago

Zvorwadza iii shame rip


nunuraimutombo1@gmail.com 9 months ago

Chonetsa hamutende book bible. Vadzidzi vakaona Jesu vakasarudzwa naJesu, vakafa vose hakuchina panyama tinavo mumweya. Isu takavakwa panhewo dzawo. Tiri vateweri vaKristu. Tiri maKristu, nhasi ukanzwa anoti ndiri mudzidzi or muApostora inhema tiza unofa pamweya haazi vaKristu


Nyahuye wa Svosve 9 months ago

Hapana holy stick.I tsvimbo ine ropa iyo kuuraisa vanhu mahara kunamata kwacho kuripi ngaaende kujeri

Sponsored

Greedy 9 months ago

Murikutiyiko imi Holy Stick yaaniko apa imi


Morgan 9 months ago

Don't size zvinhu zve Mweya. Munofa.


David Banny C 9 months ago

Zvakaoma zvinorwadza vanhu musatamba nemweya kana musina kubatwa nawo musamaikidzira zvisipo uye zvimwe zvinoda kuyera


malume 2 9 months ago

Musade kuonererwa mweya hausi wemakwikwi


norah 9 months ago

ko vadzidzivakazotanga kunobhabhatidzwa murwizi kubva rinhi tongoziva vachienda kugoora kwawimbo ko izvi zvemasowe river neipi iy


Ruth 9 months ago

I need help in everything 😭😭


TinotendaNgungu 9 months ago

ummm zvinosiririsa guys ngatisaedza dziva negumbo unonyura


J.jion 9 months ago

Vakamama matsotsi anonyepera mweya


Onigerlucious mandava 9 months ago

Kana unezvibata bata musaenda panzvimbo dzinoyera nokuti simba panzvimbo rinooona zvaurikuronga pamusoro panzvimbo iyoyo saka avo vakayedza nzvimbo inoyera ivo vane hurombwa bwavo huye vatungamiriri vanenge vachitoziva zvavarikutoita nevanhu imi vanhu ndimi musingazivi kwamurikuyendeswa ne vatungamiriri vemazuvano ava


Rachel 9 months ago

Zvanitywisa izvi Kuti zvaitika kuvanhu vemweya ?????


Chiwanza j 9 months ago

Muri kuti chiiko apa 'holy stick'yakaiswa nani mumvura umu, sei chinhu chiri Holy chakazourayisa vanhu 8, asi vakanfa vasina kunyatsoreurura. Iko kuda masimba uku, chionai pazvakazosvika.


Sasha 9 months ago

Haa kuyera kwakaita kushoma uku maporofita akadai akazviona izvi pamwe nekukumbira nzvimbo cause nzvimbo inoyera iyi inotoda kuchama chaiko


Luckson Mawire 9 months ago

Ava vatorwa ne njuzu and ndiyo anointing yavanoshandisa havanamate mwari noooo vanoshandisa mweya we njuzu

Chero mukatarisa calling ya wimbo wacho akatobatwa ne mweya wetsvina akamhanya Ku gomo asina kupfeka akaita some days ariko ndokuzo deedzera Kuti Kuno diwa machira then vanhu kwava kuzoenda ne machira e white so pakatangira ma garments so hakuna gift inobva kuna satan ine chokwadi mukati chose chinobva Kuna satan chine rufu mukati


Alben 9 months ago

muporofita umwe neumwe wakapiwa basa rake,saka kana wabatwa nemweya bvunza mweya wako basa rawo chairo,usaita basa rausina kupiwa nemweya mukuita basa rausina chipo charo ndizvo zvinouraisa


Bohaly 9 months ago

Kune madziwa achakayera zvemashuwa so vanhu vemasowe ngawasangoinda munzvimbo wasina kukumbira kuwaridzi venzvimba dzakadaiso


Gloria 2 months ago

Hi there! This article couldn't be written any better! Going through this
post reminds me of my previous roommate! He always kept preaching about this.
I'll forward this article to him. Pretty sure he's
going to have a good read. Many thanks for sharing!
aid ukraine

Natasha 2 months ago

Hi, Neat post. There is a problem together with your
web site in web explorer, might check this?
IE still is the marketplace chief and a large part of other people will miss your fantastic writing
due to this problem. help refuges


Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback